Pular para o conteúdo
Publicidade

Alimento

Por Bíblia Online

O alimento é provisão de Deus para o corpo e a alma. Jesus disse: Eu sou o pão da vida. A Bíblia ensina a receber com gratidão, partilhar com generosidade e confiar no Provedor.

O pão da vida

Jesus disse: Eu sou o pão da vida. Quem vem a mim nunca terá fome. O alimento espiritual sacia plenamente.

Jesu adoti kwavari, "Ndini zingwa roupenyu, uyo anouya kwandiri anodzonzvaba nzara, noanotenda kwandiri anodzonzvaba nyota.

Rekai kushandira kuti muwane zvokuja zvinoparara, asi zvokuja zvinogara kusvikira kuupenyu husingapere. Ndizvo zvamunopasiwa noMwanakomana woMunhu nokuti paari Mwari Baba vadoisa chisimbiso."

Asi adomupindura achiti, "Kudonyohwa kuti, Munhu anoraramaba nomazingwa chete, asi noshoko rese rinobirika mumuromo maMwari."

Vadokomborehwa vanonzara nonyota yokururama,

ndava vachagutsiwa.

Asi thangai kutsvaga umambo hwaMwari nokururama kwache, nozvakarezvi zvese zvichava zvenyu kamu.

Saka ndinokunyepai, kuti mureke kushushikana pamusoro poupenyu hwenyu chamuchaja kana chamuchamwa, kana pamusoro pomuiri wenyu chamuchasimira. Ko upenyu hunokundaba chokuja nai, nomuviri unokundaba chokusimira nai?

Sevacheche vachandozvariwa ditsitsai mukaka womweya udochena, kuti mukure nawo muruponiso renyu,

Provisão divina

Deus provê alimento em abundância. Ele multiplica pães e peixes, enche os famintos e supre toda necessidade.

Adotora mazingwa mashano nohove dziiri ndokunangara kudenga, achizvikomborera nokuzvikomorakomora achipasa vadzidzi vache kuti vazvipase vanhu. Vese vadoja vachiguta. Vadodzounganidza zvidosara, ndokuzadza tsvanda gumi nodziiri dzozvimepfu.

Iye anopasa mujari mbeu nozingwa kuti chive chokuja achakupasai mbeu nokuingidzira goho renyu nondava yokuita kwenyu zvidorurama.

Gratidão e moderação

Nada trouxemos para o mundo e nada levaremos. Tudo o que fizerdes, fazei para a glória de Deus — inclusive comer e beber.

ndava hapanai chatidouya nacho panyika, saka hapanai chatinotorawo kubva kwairi. Asi kana tino zvokuja nozvokusimira, tinogutsikana nazvo.

Saka kana muchija kana kumwa, kana chese chamunoita, itai zvese kuti Mwari akudziwe.

Zuva rimwe norimwe, vaikumana muimba yaMwari vari pabodzi, vachikomora mazingwa mudzimba dzavo, vachija zvokuja zvavo nomufaro, nomwoyo udonaka, Vachirumbidza Mwari, vachidiwa novanhu vese, zuva rimwe norimwe Ishe adoingidzira vaiponesewa.

Ona, ndinomira pamusuwo ndichigugudza, kana munhu akanzva dzinga rangu akavhura musuwo, ndichapinda maari ndoja pabodzi naye, iye nainini.

Anoja zvese mbaareke kuzvidza asingaje, noasingaje mbaareke kutonga anoja, ndava Mwari adomutambira.

Nokudaro mbakureke kuva nomunhu anokupasai mhosva pamusoro pozvokuja kana zvokumwa kana nokuda kwomutambo kana mutambo wokugara kwomwedzi kana wosabata. Zvakarezvi mumvuri basi wozvichauya, asi chokwadi ndiKhirisitu.

Seja o primeiro