Amor fraternal
O amor fraternal é marca dos discípulos de Cristo. Nisto conhecerão que sois meus discípulos: se tiverdes amor uns aos outros.
Amar uns aos outros
Este é o meu mandamento: que vos ameis uns aos outros como Eu vos amei. O amor fraternal é testemunho ao mundo.
Ndinokupasai mutemo mutsva, wokuti mudanane. Sekuda kwandidokuitai, naimimi mudanane daro. Kana muchidanana vanhu vese vachaziva kuti muri vadzidzi vangu."
Uku ndiko kuraira kwangu, kwokuti mudane sezvandidokudai imimi.
Hapanai anorudo rinokunda rakareri, rokuti munhu anopfira shamwari dzache.
Dananai
Ndava rakareri ndiro shoko ramudonzva kubva pakuthanga, rokuti tinofanira kudanana.
Tinoziva kuti tabirika kubva muipfa tichienda muupenyu, ndava tinoda hama. Wese asinai rudo anogara muipfa.
Yakareya ndomaziviro yatinoita rudo, kuti Jesu Khirisitu adopasa upenyu hwache pamusaka pedu. Naisisuwo tinofanira kupereka upenyu hwedu nokuda kwohama. Kana munhu anozvinhu zvinobatsira akaona hama yache isinai, akareka kumunzvira tsitsi, rudo raMwari ringagare tini mumunhu wakareyo? Vana vadiki, mbatirekei kuda nomazvi kana nokundonyaira basi, asi mbapave nozviito nochokwadi.
Mwari Rudo
Hama dzangu, mbatidananei, ndava rudo runobva kuna Mwari. Wese anorudo adozvahwa naMwari, futi anoziva Mwari.
Rakareri ndiro rudo, aikona kuti tidoda Mwari, asi kuti iye adotida ndokutuma Mwanakomana wache kuti ave chibairo chozvitadzo zvedu.
Hama dzangu, sezvo Mwari adotiditsa daipa, tinofanira kudananawo pakati pedu. Hapanai adomboona Mwari, asi kana tikava norudo pakati pedu, Mwari anogara matiri futi rudo rache rinozazisiwa matiri.
Kana umwe munhu achiti, "Ndinoda Mwari," achizonda hama yache, anobhwodoka, ndava uyo asingade hama yache yaanoona, haangade Mwari waasinai kuona. Futi murairo wakarewu tidoupasiwa naye, wokuti uyo anoda Mwari mbaadewo hama yache.
Expressões de amor fraternal
Amai-vos com afeição fraternal. O amor cobre multidão de pecados. Perseverai no amor fraterno.
Sehama nohama, zvipei pakuitirana rudo. Remekedza abiyako kukunda kuzviremekedza kwaunoita.
Kuitirana Zvidokodzera
Rekai kuva nochikwerete nomunhu, kusiya kwochikwerete chinogara chiripo chokudanana, ndava anoda mabiyache anozazisa mutemo.
Kutambudzika Nokuda Kwokuita Zvidonaka
Pakupedzisira, mese ivai nomweya wokuwirirana, itiranai tsitsi, mudanane muchiitirana mwoyo munyoro muchiyamurana nokuzvininipisa.
Pamusoro pozvese, dananai zvidokungudza, sezvo rudo runofukidza zvitadzo zvizinji.
Zvino pamusoro pokuda hama hapanai wamungade kuti akunyorerei, ndava imimi pachenyu mudodzidzisiwa naMwari kuti mudanane,
Mafadziro Yatingaite Mwari
Rudo mbarirambe riripo pakati pohama. Damba kureka kuitira varendo rudo, nokuti vachidaro vamwe vadogara pabodzi nongirozi vasingazvizive. Yeukai avo vari mutorongo, kunge mudosungiwa pabodzi navo, novanobatiwa uyanga, sekunge ndimi muri kutambura.
Uye pamusoro pozvakarezvi zvese simirai rudo, rinova iro rinobatanidza zvese pabodzi mukubatana kudokwana.
Futi adoti kwaari, "‘Unofanira kuda Ishe Mwari wako nomwoyo wako wese, nomweya wako wese, nokufunga kwako kwese.’ Wakareyu ndiwo murairo mukuru nowokuthanga. Wochipiri udofanana naiwoyu nguyu, ‘Unofanira kuda muvakhidzani wako sekuda kwaunozviita.’
Kana muchinatsa kuzazisa mutemo woumambo, maererano nogwaro rinoti, "Unofanira kuda muvakhidzani wako sekuda kwaunozviita," munoita zvidonaka.