Pular para o conteúdo
Publicidade

Ânimo

Por Bíblia Online

O ânimo vem de Deus. Ele nos fortalece, nos encoraja e renova nossas forças. Quando o desânimo chega, as promessas de Deus nos levantam e nos impulsionam a seguir em frente.

Ndinoita zvese kuburikidza naiye anondipasa simba.

Futi ndinochokwadi chokuti iye adothanga basa ridonaka mamuri acharipedzisa pazuva raKhirisitu Jesu.

Ndava Mwari haanai kutipasa Mweya wokucha, asi Mweya wosimba noworudo nowokuzvidzora.

Munozvakarezvi zvese munofara maninge, kana zvazvene kwonguwa ino ipfupi muchifanira kudzudziwa nomarudzi yese yomiyedzo.

Ndinosuva kukuonai kuitira kuti ndikupungurirei chimwe chipo chomweya chikusimbisei. ndiko kuti, imipa nainini tikurudzirane pakutenda.

Kurarama noKutenda

Saka hatiori mwoyo. Kana munhu wedu wokunze achiperezeka zvache, munhu wedu womukati anovandudziwa zuva nozuva.

Naizvozvo kurudziranai nokuvakhana, sezvamuri kundoita.

Nochikonzero chakarechi, hama, pakushushikana kwedu kwese nokutambudzika tanga tichinyaradziwa pamusoro penyu kuburikidza nokutenda kwenyu,

Seja o primeiro