Publicidade

Arrependimento

Por Bíblia Online

O arrependimento é a porta da graça. A Bíblia declara que Deus não deseja a morte do ímpio, mas que se converta e viva. Arrependei-vos, pois o Reino dos Céus está próximo.

Chamado ao arrependimento

Arrependei-vos, porque o Reino dos Céus está próximo. Quem se arrepende e confessa encontra restauração e perdão.

Kubva panguwa yakareyo Jesu adothanga kuparidza achiti, "Pindukai, ndava umambo hwokudenga hwanyedza papfupi."

Itai ndipo zvibereko zvinoenderana nokupinduka kwacho.

Endai kodzidza kuti zvakarezvi zvinorevei, Ndinoda tsitsi, aikona chibairo.Ndava ndidouyaba kudzodaidza vadorurama, asi vatadzi."

Jesu adoti, "Nguwa yazazisiwa, futi umambo hwaMwari hwava papfupi! Pindukai kubva muzvitema zvenyu mutende Nyaya Idonaka!"

Ndinokuudzai, Neye, asi imimi kunze kwokutoti mapinduka muchaparadziwawo daro.

Ndidouyaba kudzodaidza vadorurama, asi vatadzi kuti vapinduke."

Pita adoti kwavari, "Pindukai umwe noumwe wenyu aombekewe muzita raJesu Khirisitu kuti murekerehwe zvitema zvenyu, uye muchatambira chipo choMweya Mutsvene.

Pindukai ndipo, mudzokere kuna Mwari, kuitira kuti zvitadzo zvenyu zvidzimiwe, kuti nguwa dzokusanduriwa dzinobva kuna Ishe dzisvike,

Mwari adoreka zvache kuyeuka nguwa dzokusaya zivo, asi zvino anoraira vanhu vese kwesekwese kuti vapinduke,

A graça do arrependimento

Os que eu amo, eu repreendo e disciplino. Arrepende-te! Deus não quer que nenhum se perca — mas que todos cheguem ao arrependimento.

Vese vandinoda ndinovaranga nokuvarova, naizvozvo shingaira upinduke.

Ishe anochehwaba pachivimbiso chache semanzvitsitsiro yovamwe vanoti nghuchehwa, asi anomwoyo murefu nemi, anodaba kuti pawane anoparara, asi kuti vese vasvike pakupinduka.

Confissão e restauração

Se confessarmos, Ele é fiel e justo. Há alegria no céu por um pecador que se arrepende — o arrependimento abre o caminho da vida.

Kana tikareurira zvitadzo zvedu, iye adotendeka futi adorurama, saka anotiregerera zvitadzo zvedu nokutinatsa pazvese zvisinai kururama.

Nokudaro ndinokuudzai kuti kudenga kunenge kuno mufaro mukuru pamusoro pomutadzi mubodzi anotendeuka, kukunda vanhu makumi mapfemba novapfemba vadorurama vasingade kupinduka."

Saka ndinotiwo kwamuri, pamberi pongirozi dzaMwari panomufaro kana mutadzi mubodzi watendeuka."

Nyedzai papfupi naMwari iye achanyedzawo kwamuri. Shambai manja yenyu, imi vatadzi, chenesai mwoyo yenyu, imi vomufungo miviri.

Seja o primeiro
Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-07-05_19-25-13-