O que é bom
O que é bom vem de Deus. A Bíblia celebra a bondade divina e nos convida a discernir, praticar e desfrutar tudo o que é bom — porque toda boa dádiva vem do Pai das luzes.
Nokudaro mutemo mutsvene, nomurairo mutsvene, futi udonaka.
Rekai kumbofanana nonyika ino, asi sanduhwai kuburikidza nokuvandudza mufungo wenyu, kuti mukwanise kuraidza nokuziva kuda kwaMwari kudonaka, kunofadza, kudokwana.
Reka kutendera kuti chaunoti chidonaka, chidzotohwa sechidonyangara.
Vanhu Vese Mbavanamatihwe
Saka, pakuthanga kwozvese ndinokurudzira kuti vanhu vese vakumbirihwe, vanamatihwe, vateterehwe, futi vatendehwe, zviitihwewo madzimambo novese vari muutungamiri, kuti tigare upenyu hunorunyararo, hunoumwari pakare hudoremekedzeka mumitoo yese. Zvakarezvi zvidonaka, futi zvinofadza Mwari Muponisi wedu,
Ndava chese chidosikiwa naMwari chidonaka, futi hapanai chinofanira kurambiwa kana chichitambihwa nokutenda, ndava chinoitiwa chitsvene noshoko raMwari futi nomunamato.
Chidonaka chese nochipo chese chidokwana chinoburuka chichibva kudzuru, kuna Baba vozviedza vasingasanduke kunge mimvuri inonyedza.
Mwinyu udonaka, asi kana wataya kuvava kwawene kuchadzotsehwa tini?
Ivai nomwinyu mamuri, muve norugare pakati penyu."