Pular para o conteúdo
Publicidade

Casal

Por Bíblia Online

O casal cristão é parceria abençoada por Deus. Juntos são mais fortes. O amor mutual, a paciência e a submissão ao Senhor são os pilares do casamento que honra a Deus.

Unidos em Cristo

Eu e minha casa serviremos ao Senhor. O vínculo perfeito é o amor que tudo suporta e tudo espera.

Rudo runo mwoyo murefu futi runyoro, rudo harinai chanje, harizvikudze kana kuzvitutumadza, harinai mutindi, harinai kwangukwangu, harichengete chigumbu, harikaripekaripe kana kunyangarihwa, rudo harifarire zvidoipa, asi rinofarira chokwadi. Rudo rinotsungirira pazvinhu zvese, rinotenda zvese, rinogurupira pazvinhu zvese, rinochiirira pazvinhu zvese.

Uye pamusoro pozvakarezvi zvese simirai rudo, rinova iro rinobatanidza zvese pabodzi mukubatana kudokwana. Motendera rugare raKhirisitu kuti ritonge mumwoyo yenyu nokuti ndizvo zvamudodaidzihwa mumuviri mubodzi. Uye pasai kutenda. Shoko raKhirisitu mbarigare mukati menyu noupfumi hwarene hwese, dzidzisanai nokurairana nouchenjeri hwese, uye nomapisarema nozvimbo zvomweya imbirai Mwari nokutenda mumwoyo yenyu. Uye zvese zvamunoita, kana zviri zvoshoko kana basa, itai zvese muzita raIshe Jesu, muchitenda Mwari Baba kuburikidza naye.

Uye pamusoro pozvakarezvi zvese simirai rudo, rinova iro rinobatanidza zvese pabodzi mukubatana kudokwana.

Onai kuti hapanai wenyu anotsiva chidoipa nochidoipa, asi nguwa dzese tsvagai kuitirana zvidonaka nokunovese.

Nokudaro vachiriba vairi asi vava muviri mubodzi. Icho chabatanidziwa naMwari mbapareke ndipo kuva nomunhu anochikwachura."

Saka chabatanidziwa naMwari mbaparege kudzova nomunhu anochikwachanura."

O projeto divino

Não é bom que o homem esteja só. Dois são melhores do que um — e o cordão de três dobras não se rompe facilmente.

Amor conjugal

Maridos, amai vossas mulheres. A mulher virtuosa é achada de Deus. Cresçam juntos em graça e verdade.

Varume, idai vakadzi venyu, fanike Khirisitu adoda kherekhe ndokuzvipereka nondava yayene,

Zvidodaro vanhurume mbavadewo vakadzi vavo fanike miviri yavo chaiyo. Anoda mukadzi wache anozvidawo. Nokuti hapanai munhu anovenga muviri wache, asi anouposha nokuuchengeta, fanike zvinoitiwa kherekhe naKhirisitu,

"nochikonzero chakarechi munhurume achasiya baba vache namaache wobatanidziwa nomukadzi wache, vairi vakarevo vachava muiri mubodzi."

Kuvirai kurefu naimimi kuchenama kwese, kukaripa nokumwamwa, kupopotana noguhwa, nokurongerana zvinhu zvidoipa kwese. Ivai notsitsi futi muchiyamurana, moregererana fanike kuregerehwa kwamudoitiwa naMwari muna Khirisitu.

Naizvozvo, munhu wese mbaabiritse mabhwodo, munhu wese mbaataure chokwadi kumabiyake, ndava tese tiri nhengo dzomuviri mubodzi. Karipai asi regai kuita chitadzo, zuva mbarireke kudoka mudondomwamwa, futi rekai kupasa nzvimbo kuna jabhurosi. Mbavha mbaireke kudzoba pakare, asi mbaashandewo, aite basa nokutendeka nomaoko yache, kuti agonewo kupasa vanoda kuyamuhwa. Rekai kutendera kunyaira kudonyangara kuchibirika mumiromo yenyu, asi mbakuve kudonaka kunovakha, zvichienderana nomamiriro yozvinhu, kuti kupase mutsa kunovanonzva. Futi regai kugumbura Mweya Mutsvene waMwari, adoisiwa pamuri kuti ave chisimbiso kusvikira pazuva rokudzikinuhwa. Kuvirai kurefu naimimi kuchenama kwese, kukaripa nokumwamwa, kupopotana noguhwa, nokurongerana zvinhu zvidoipa kwese. Ivai notsitsi futi muchiyamurana, moregererana fanike kuregerehwa kwamudoitiwa naMwari muna Khirisitu.

Rekai kuita chinhu nonharo kana nomanyemwe, asi nokuzvidikipisa umwe noumwe mbaati vamwe vanomukunda pabuya. Umwe noumwe mbaareke kunangara zvinhu zvidonakira iye basi, asi mbaanangarewo nozvidonakirawo abiyache.

Nokudaro muna Khirisitu Jesu mese muri vana vaMwari, kuburikidza nokutenda, nokuti mese pakati penyu vadoombekewa muna Khirisitu mudosimira Khirisitu. Hapachinai muJudha kana muGiriki, hapachinai muranda kana adosununguka, hapachinai munhurume kana munhukadzi. Ndava mese muri mubodzi muna Khirisitu Jesu.

Kuroorana mbakukudziwe nomunhu wese, nobonde rovadoroorana mbarireke kusvipisiwa, nokuti Mwari achatongesa mhombo nomahure.

Chenjedzo paZvifananidzo

Rekai kubopewa pajoki ribodzi novasingatende. Nokuti kubatana rudzii kuri pakati pokururama nouipi? Kana kuyanana hwai kuri pachiedza norima?

Zvisinei, muna Ishe mukadzi anozvimiriraba pasinai murume kana murume pasinai mukadzi,

Seja o primeiro