Céu
O céu é a morada eterna de Deus e a esperança final do cristão. A Bíblia descreve o céu como lugar de glória, alegria e comunhão perfeita com o Criador.
A morada de Deus
Na casa de meu Pai há muitas moradas. Os céus declaram a glória de Deus — e um dia habitaremos lá eternamente.
Mumba maBaba vangu muno nzvimbo dzizinji, dai zvisinai kudaro, ndaikunyepai nai kuti ndinoenda kokunhadzirirai nzvimbo?
Cidadania celestial
A nossa cidadania está nos céus. Ajuntai tesouros no céu, não na terra. O céu é a pátria do cristão.
Asi isisu unzvahwa hwedu huri kudenga, uye kubva kwariri tidomirira Muponisi, Ishe Jesu Khirisitu,
Pfuma yoKudenga
"Rekai kuzvichengetera pfuma panyika, pano tukumo nongura zvinoiparadza nombavha dzinopasura dzichiba. Asi, zvichengeterei pfuma kudenga, kusinai tukumo nongura zvinoiparadza, kusinai kamu mbavha dzinophasura dzichiba.
asi Jesu adoti, "Rekai vana vauye kwandiri, rekai kuvarambidza, ndava vadodaiva umambo hwokudenga ngwavo."
Jesu adoti kwaari, "Kana uchida kukwana, enda kotengesa zvaunazvo upase varombo ipopo uchava nopfuma kudenga, wouya kudzonditevera."
Denga nonyika zvichapfuura, asi mashoko yangu yanopfuuraba.
Fungai zviri kumusoro, aikona kuzvinhu zviri panyika.
Esperança eterna
Seremos arrebatados para encontrar o Senhor nos ares. Ainda não se manifestou o que havemos de ser — mas seremos semelhantes a Ele.
Nokuti Ishe pachake achaburuka kubva kudenga achidaidzira nokuraira, nokusheedzera kwongirozi ikuru, nokurira kwotsuri yaMwari. Ipopo vadopfa muna Khirisitu vachathanga kumuka, zvino isisu tidosara tiri vapuma, tichabvutiwa pabodzi navo kupinda mumakuti kuti tikumane naIshe mumhepo. Saka tichava naIshe nguwa dzese.
Hama dzinodiwa, izvozvi tiri vana vaMwari, futi hazvinati zvanangidziwa kuti tichava vadoita tini. Asi tinoziva kuti Khirisitu paanooneka, tichafanana naye, ndava tichamuona sezvaadoita chaizvo. Wese anotariro yakarei maari anozvichenesa fanike machenero yaadoita.
Ishe achandipukunyutsa kubva kuno zvidoipa zvese wondiponesa kuti andisvitse muumambo hwache hwokudenga. Kwaari mbakuve nokubhwinya nokusingaperepere. Ameni.
Jesu Anokwira Kudenga
Ipopo adovatungamira kunze papfupi noBhetani, adosumudza maoko yache ndokuvaropafadza. Paanga achivaropafadza, adopararana navo, ndokutohwa kuenda kudenga.
Zvino mumasure mokunyaira zvakarezvi, vadomunangara daipo, adokwidziwa kudenga, uye guti ridomusvisva havanai kudzomuona.
Ndava tiri kuhwisanaba nonyama nogazi, novatongi, novakuruvakuru, novanomasimba yonyika yorima razvino, nohondo dzomweya idoipa dziri munzvimbo dzomudenga.
ndava hapanai chatidouya nacho panyika, saka hapanai chatinotorawo kubva kwairi. Asi kana tino zvokuja nozvokusimira, tinogutsikana nazvo.