Convicção
A convicção cristã é firmeza de fé que não se abala diante da oposição. É a certeza interior que compele a proclamar a verdade com ousadia, independentemente das consequências.
Ousadia para falar
Recebereis poder e sereis minhas testemunhas. A convicção do Espírito nos equipa para proclamar com coragem e sem vergonha.
Asi muchatambira simba kana Mweya Mutsvene wauya pamusoro penyu, ipopo muchava pfakazi dzangu paJerusarema, nopaJudhiya rese, nopaSamariya, kusvikira kudoperera nyika."
Zvino pavadoona zvivindi zvaPita naJohwani, vachiona kuti vanga vasinai kudzidza, vari vanhuwo zvavo, vadoshamisiwa nazvo, vadobva vaziva kuti vanga vanaJesu.
Asi Pita nonhumwa vadopindura vachiti, "Tinofanira kutetekera Mwari kupinda vanhu.
naininiwo mundinamatire, kuti pandinoshama muromo ndinyaire ndidoshinga pakuparidza zvidohwanda zvovhangeri, ndava ndiri mumiririri warene ari mumangetani. Ndinamatirei kuti ndiriise pachenu ndidoshinga, sezvandinofanira kutaura.
Simba roVhangeri
Handinyare kuparidza vhangeri nokuti isimba raMwari rokuponesa anotenda: kuthanga nomuJudha tevere wodzimwe Ndudzi.
Nokuti wese anondinyara inini nomashoko yangu muvanhu vanasi vadoipa, vanosanganisa, Mwanakomana woMunhu paachauya muukuru hwaBaba vache, nongirozi dzache dzitsvene, achamunyarawo."
Saka reka kunyara kuita upfakazi pamusoro paIshe wedu, kana pamusoro pangu inini musungwa wache. Asi batana nainini pakutambudzikira vhangeri nomusimba raMwari,
Nyaira zvinhu zvakarezvi, kurudzira nokutsiura nosimba rese. Mbakureke kuva nomunhu anokuzvidza.
Firmeza e confiança
Não temas diante dos homens. A Palavra de Deus é fogo na boca do profeta e firmeza na vida do crente.
Raramai upenyu hudonaka pakati povasingatende, kuti kana nepo vachikunenerai kuti munoita zvidoipa, vaone zviito zvenyu zvidonaka, varumbidze Mwari pazuva raachauya.
Asi sezvatidotendehwa naMwari kuvimbiwa novhangeri, saka tinonyaira, aikona kuti tifadze vanhu, asi Mwari anoongorora mwoyo yedu.
Muri chiedza chonyika. Guta riri pagomo rinosvisvikaba. Vanhu havabatidze mwenje vachiuisa pasi potsvanda, asi pachigadziko chomwenje kuti uvhenekere vese vari mumba. Chiedza chenyu mbachivhenekere vanhu kuti vaone buya renyu, vakudze Baba venyu vari kudenga."