Corpo é o templo de Deus
O corpo do cristão é templo de Deus. Ele habita em nós pelo Espírito Santo, fazendo do crente morada viva e sagrada do Altíssimo.
Templo do Deus vivo
Vós sois o templo do Deus vivo. Deus disse: habitarei neles e entre eles andarei. O criador mora em sua criação redimida.
Munozivaba nai kuti muri imba yaMwari yaMwari uye kuti Mweya waMwari unogara mamuri? Kana munhu achiparadza imba yaMwari yaMwari, Mwari achamuparadza. Ndava imba yaMwari yaMwari itsvene, uye imba yaMwari yacho ndimi vakaremi peno.
Munozivaba nai kuti muviri wenyu imba yaMwari yoMweya Mutsvene ari mamuri, wamudopasiwa naMwari? Hamusi venyu, mudotengewa nomutengo. Saka kudzai Mwari mumuviri wenyu.
Kubvumirana hwai kuripo pakati poimba yaMwari nozvifananidzo? Ndava tiri imba yaMwari mupenyu, sezvidoreva Mwari achiti,
"Ndichagara mavari
nokufamba pakati pavo,
ini ndichava Mwari wavo,
ivo vachava vanhu vangu.
Saka ipopa hamuchava varendo novatohwa, asi zvino mava nzvahwa pabodzi novatsvene nonhengo dzoimba yaMwari, mudovakhiwa pamusoro ponheyo dzonhumwa novaporofiti, Khirisitu Jesu pachake ari dombo ropakhona. Maari chivakwa chese chidobatana pabodzi futi chinokura chichiva imba itsvene muna Ishe. Maari naimimiwo mudovakhiwa kuti muve nzvimbo inogara Mwari muMweya.
Nokuti imba imwe noimwe inovakhiwa nomunhu, asi muvakhi wozvinhu zvese ndiMwari. Zvino Mozisi wanga adotendeka muimba yaMwari semuranda, kuti ave chapupu chozvinhu zvaidzonyairiwa pamasure. Asi Khirisitu wanga adotendeka pamusoro poimba yaMwari seMwanakomana. Uye tiri imba yache kana tikabatitsitsa kuvimba kwedu nokuzvirumbidza mutariro yedu.
Zvino Mozisi wanga adotendeka muimba yaMwari semuranda, kuti ave chapupu chozvinhu zvaidzonyairiwa pamasure. Asi Khirisitu wanga adotendeka pamusoro poimba yaMwari seMwanakomana. Uye tiri imba yache kana tikabatitsitsa kuvimba kwedu nokuzvirumbidza mutariro yedu.
Cristo em nós
Já não sou eu quem vive, mas Cristo vive em mim. A presença de Deus no crente é privilégio e responsabilidade sagrada.
Ndidoroverehwa kubodzi naKhirisitu, ndiniba ndichiri kurarama, asi Khirisitu anorarama mandiri. Upenyu hwandinorarama izvozvi mumuviri ndinohurarama nokutenda muMwanakomana waMwari, adondida ndokuzvipereka nokuda kwangu.
Jesu adomupindura achiti, "Kana munhu achindida, achatetekera kudzidzisa kwangu, futi Baba vangu vachamuda, futi tichauya kwaari toita musha wedu naye.
Mbatiuyei Papfupi naMwari
Naizvozvo hama dzangu, zvatinochivimbo chokupinda muimba itsvene nogazi raJesu, nonzira itsva ipenyu yaadotivhurira kuburikidza nobiza rokudziirira, ndiwo muviri wache. Sezvo tinomupirisita mukuru paimba yaMwari, mbatinyedzei papfupi nomwoyo wochokwadi nokutenda kudosimba, nomwoyo yedu yawazihwa nokunatsiwa kubva pahana idoipa uye miviri yedu yashambidziwa nomvura idochena.
Asi imipa muri vanhu vadosarudziwa, vouphirisita hwoumambo, rudzi ritsvene, vanhu vache Mwari, kuti muparidze kurumbidziwa kwaiye adokudaidzai kubva murima kuenda muchiedza chache chinoshamisa.