Pular para o conteúdo
Publicidade

Crianças

Por Bíblia Online

As crianças ocupam lugar especial no coração de Deus. A Bíblia instrui a educá-las, protegê-las e ensiná-las nos caminhos do Senhor desde cedo — formando gerações que temem a Deus.

Herança do Senhor

Os filhos são herança do Senhor. Eles são presentes de Deus — cada criança é um milagre e uma responsabilidade sagrada.

Instruir as crianças

Instrui a criança no caminho em que deve andar. A educação cristã é mandamento repetido através de toda a Escritura.

Disciplinar com amor

A vara e a repreensão dão sabedoria. A disciplina produz o fruto pacífico da justiça nos que são exercitados por ela.

Obediência e promessa

Filhos, obedecei a vossos pais no Senhor. Honra a teu pai e tua mãe para que viva muito tempo sobre a terra.

Vana noVabereki

Vana, tetekerai vabereki venyu muna Ishe, nokuti zvakarezvi ndizvo zvidokohoroka. "Remekedza baba vako namaako" (wakareyu ndiwo murairo wokuthanga uno chivimbiso), "kuti zvikuitire bhwino futi kuti urarame nguwa irefu panyika."

Anababa, rekai kusora muchikaripisa vana venyu, asi varerei mukurovedzera nomukuraira kwaIshe.

Anababa, rekai kusora muchikaripisa vana venyu, asi varerei mukurovedzera nomukuraira kwaIshe.

Kurarama Muchiedza

Naizvozvo ivai vateveri vaMwari, fanike vana vanodiwa,

Vana, teererai vabereki venyu muzvinhu zvese nokuti ndizvo zvinofadza Ishe.

Madzibaba, rekai kugumbura vana venyu, kuitira kuti vareke kuwodzewa mwoyo.

Crianças e o reino

Deixai vir a mim as crianças. Jesus honrou as crianças como modelo de fé e humildade para todo o seu povo.

asi Jesu adoti, "Rekai vana vauye kwandiri, rekai kuvarambidza, ndava vadodaiva umambo hwokudenga ngwavo."

asi Jesu adoti, "Rekai vana vauye kwandiri, rekai kuvarambidza, ndava vadodaiva umambo hwokudenga ngwavo."

Mbani Mukuru?

Panguwa yakareyo vadzidzi vadouya kuna Jesu vachiti, "Mbani mukuru muumambo hwokudenga?"

Zvino adodaidza mwana kwaari ndokumuisa pakati pavo, achibva wati, "Chokwadi ndinoti kwamuri kana, musingasanduke muchiita kunge vana, munopindaba muumambo hwokudenga. Wese anozvidikipisa kunge mwana wakareyu, ndiye mukuru maninge muumambo hwokudenga.

achibva wati, "Chokwadi ndinoti kwamuri kana, musingasanduke muchiita kunge vana, munopindaba muumambo hwokudenga. Wese anozvidikipisa kunge mwana wakareyu, ndiye mukuru maninge muumambo hwokudenga. "Wese anotambira muzita rangu mwana mudiki adodaro anotambira inini.

Mufananidzo woHwai Idotaika

"Onai kuti munozvidzaba umwe wovadiki vakareva. Ndava ndinokunyepai kuti ngirozi dzavo kudenga dzinenge dziripo panaBaba vangu vari kudenga.

Uyai Kwandiri Muzorore

Panguwa yakareyo Jesu adotaura, "Ndinokutendai Baba, Ishe wokudenga nonyika, kuti mudohwanza zvinhu izvi kuno vadochenjera novanonzvitsitsa, muchizvizururira kuvana.

Vadokomborehwa vanoyananisa,

ndava vachanzi vana vaMwari.

Jesu Anoropafadza Vana

Zvino vanhu vadoti vachiuya novana vadiki kuna Jesu kuti avabate, vadzidzi vache vadovatsiura. Jesu paadozviona haanai kufara nazvo ndokubva wati kwavari, "Siyai vana vadiki vauye kwandiri, regai kuvarambidza nokuti umambo hwokudenga ngwavo.

Pakarepo adotora mwana mudiki ndokumumisa pamberi pavo, adomutakura mumaoko yache ndokuti kwavari, "Wese anotambira mwana anenge iyeyu muzita rangu, anenge wanditambira inini. Nowese anonditambira inini, anotambiraba inini basi, asi anotambirawo noadondituma."

Futi Jesu adoingidzika pauchenjeri nopamumhu, nopakudikana naMwari novanhu.

Jesu naPita

Pavadopedza kuja kwomangwanani, Jesu adoti kuna Simoni Pita, "Simoni, mwanakomana waJohwani, unondiditsa kukunda ava chere?" Adoti kwaari,

"Inde, Ishe; munozviziva kuti ndinokudai."

Jesu adoti kwaari, "Posha hwai dzangu dzidiki."

Identidade e crescimento

Somos filhos de Deus pelo Espírito de adoção. Crescer em Cristo é amadurecer em fé, obediência e amor ao próximo.

Asi vese vadomutambira, vaye vadotenda muzita rache, adovapasa simba rokuva vana vaMwari,

Ndava vaye vanotungamihwa noMweya waMwari, ndivo vana vaMwari vakarevo.

Ndava mudopasiwaba mweya wokuva varanda kuti mugare muchicha, asi mudotambira Mweya woumwana watinodaidza nawo tichiti, "Baba, Baba!"

Mweya pachake anopfakaza kumweya yedu kuti tiri vana vaMwari.

Nokuti chisikwa chese chidotomirira notarisiro yokuratidziwa kwovana vaMwari.

Nokudaro muna Khirisitu Jesu mese muri vana vaMwari, kuburikidza nokutenda, nokuti mese pakati penyu vadoombekewa muna Khirisitu mudosimira Khirisitu.

Vana VaMwari

Onai kukura kworudo ratidopasiwa naBaba, rokuti tiitiwe vana vaMwari! Izvozvi ndizvo zvatiri peno! Chikonzero chinoita kuti nyika isaye kutiziva nyhokuti hainai kumuziva iye.

Hama dzinodiwa, izvozvi tiri vana vaMwari, futi hazvinati zvanangidziwa kuti tichava vadoita tini. Asi tinoziva kuti Khirisitu paanooneka, tichafanana naye, ndava tichamuona sezvaadoita chaizvo. Wese anotariro yakarei maari anozvichenesa fanike machenero yaadoita.

Ndiri kukunyorerai vana vadiki, ndava zvitadzo zvenyu zvidoregerehwa nopamusaka pozita rache.

Vana vadiki, zvichengetei kubva kuzvifananidzo.

Anofanira kuva anokwanisa kudzora mhuri yache zvidonaka, nokuva nochokwadi chokuti vana vache vanoteerera, futi vanokuremekedza kwese,

Kana munhu asingariritire hama dzache, kunyanyitsa vomumhuri yache, wakareyo wabirika mukutenda zvidokungudzirafuti kukunda asingatende.

Anga makangamwa nai kutsindikira kunonyaira kwamuri sekuvana kuchiti?

"Mwana wangu, reka kuzvidza kuranga kwaIshe,

reka kupera mwoyo kana uchirangiwa naye.

Nokuti Ishe anoranga waanoda,

nokurova mwana wese waanogamuchira."

Munofanira kutsunga pakurangiwa. Mwari ari kukubatai sevana vache, nokuti ngupi mwana asingarangiwe nababa vache? Kana mukareka kurangiwa, sezvinoitiwa vana vese, muri vana vomasanganiswa hamuzi vana vache. Pamusoro pozvakarezvi, isisu taiva nanababa vedu vopanyika vaitiranga uye taivakudza. Ko hatingazviise pasi paBaba vomweya yedu kuti tirarame?

Zvino kwokanguwa kuranga kwese hakufadze, asi kunodzimba pamasure kunobereka chibereko chorugare chinouyisa kururama kuno vadodzidzisiwa nako.

Ivo vadoti, "Tenda muna Ishe Jesu, uchaponesewa, iwewe novoimba yako."

Tiza kuchiva kudoipa kwoukomana utevere kururama, kutenda, rudo norunyararo pabodzi novaye vanodaidza Ishe nomwoyo udochena.

izvozviye zvaudonzva kwandiri pamberi popfakazi dzidowanda uzvipasewo kuvanhu vadotendeka vanokonawo kudzidzisa vamwe.

Transmitir a fé

Contaremos à geração vindoura os louvores do Senhor. O legado de fé é o maior presente que damos aos nossos filhos.

Handinai mufaro mukuru unokunda wakareyu, kunzva kuti vana vangu vari kurarama muchokwadi.

Handinai mufaro mukuru unokunda wakareyu, kunzva kuti vana vangu vari kurarama muchokwadi.

Seja o primeiro