Desejos
Os desejos revelam o que há no coração. A Bíblia nos ensina a purificar nossos desejos, submeter a carne ao espírito e buscar as coisas que são de cima.
Desejos da carne
A carne milita contra o espírito. O cristão é chamado a vigiar, resistir e não satisfazer os desejos da natureza pecaminosa.
Mweya noUnhu hwoKare
Asi ndinoti, fambai muMweya, kuti mureke kugutsa zvido zvonyama.
Hama mudodaidzihwa rusununguko. Asi chete rekai kushandisa kusununguka kwenyu semukana wokufadza muviri. Asi kuburikidza norudo ivai vanoshandirana.
Takuriranai Mutoro
Hama, kana munhu akabatiwa achitadza, imipa vanorarama mumweya mudzoreredzei mudopfava. Asi chenjerai, kuti naimipawo mureke kuedzewa.
"Garirirai munamate kuti mureke kupinda pamuedzo, mweya unoda zvawene, asi muviri udoneta."
Rekai kutipinza pamuedzo,
Asi tihwirei kubva pano adoipa.
Ivai vadopengenuka mungwarire! Muvengi wenyu jabhurosi anofamba achidzvova kunge mhondoro inotsvaga waingaje.
Nokuti zvese zviri munyika zvinoti, kuchiva kwonyama, kuchiva kwomeso nokuzvikudza pakurarama zvinobvaba kuna Baba asi zvinobva munyika.
Nyika nokuchiva kwayene zvinopfuura, asi wese anoita kuda kwaMwari anogara nokusingapere.
Upenyu hwoKare noHutsva
Naizvozvo bayai zvinhu zvomunyika zviri mamuri zvinoti: upombwe, notsambwa, nokuchiva, nokuda zvidoipa, nonhafu ndiko kunamata zvifananidzo.
Purificar os desejos
Guarda o teu coração. Das profundezas do interior do homem saem os desejos — bons ou maus, conforme o coração.
Ndava kuda mari ndomavambo yozvidoipa zvese, pakuiditsa vamwe vanhu vadotsambuka kubva pakutenda ndokuzvibaya mwoyo noshungu dzizinji.
Miviri Yenyu Mbaishandisihwe Kubhwinya kwaMwari
"Zvinhu zvese ndidozvibvumihwa," asi hazvisi zvese zvinobatsira. "Zvinhu zvese ndidozvibvumihwa," asi handidzoitiwa muranda nochinhu chipi zvachene.
Asi nokuda kwomuedzo woupombwe, murume wese mbaave nomukadzi wache nomukadzi wese ave nomurume wache.
Hapanai muedzo udokubatai usiri wovanhu vese. Mwari adotendeka, haakurekei muchiedzewa zvinokunda simba renyu, asi pabodzi nomuedzo anokupasaiwo nzira yokupunyuka, kuti mugone kukunda.
Desejos santos
Como a corça deseja as correntes de água, minha alma suspira por ti, ó Deus. Os desejos do Espírito produzem vida e paz.
Kuburikidza nozvakarezvi adotipasa zvivimbiso zvache zvikuru zvinokosha, kuitira kuti kuburikidza nazvo mupukunyuke kubva pahuori huri munyika hunokonzehwa nozvido zvidoipa mukovehwe umwari.
Munoda chinhu asi hamuchiwane, saka munobaya. Futi munochiva asi hamuwane zvamunoda saka munoita botso nokumutsa hondo, futi hapanai chamunacho, ndava munokumbiraba Mwari.
Pakuedzewa, mbapareke kuva nomunhu anoti, "Ndiri kuedzewa naMwari," Ndava Mwari anoedzewaba nozvidoipa, naiye pachake anoedzaba munhu.
Mutemo noChitadzo
Toti chii manje? Mutemo chitadzo nai? Neye, ndava hapanai peno maziviro yandaidzoita kuti ichi chitadzo dai pasinai mutemo udondiudza. Ndaidzozivaba kuti kuchiva huita tini dai mutemo usinai kuti "Reka kuchiva."
Kuroorana mbakukudziwe nomunhu wese, nobonde rovadoroorana mbarireke kusvipisiwa, nokuti Mwari achatongesa mhombo nomahure.
Ndava pano pfuma yako nomwoyo wako uchavawo pakarepo."