Encorajamento
O encorajamento é uma das vocações mais lindas do cristão. A Bíblia transborda de palavras de ânimo: não temas, levanta-te, Eu sou contigo. Deus nos encoraja para encorajarmos outros.
Não temas
Deus diz repetidamente: não temas, Eu sou contigo. Ele fortalece, sustenta e caminha ao nosso lado em cada desafio.
Deus está conosco
Se Deus é por nós, quem será contra nós? Tudo posso naquele que me fortalece. Ele nos encoraja pela sua presença.
Rudo raMwari muna Khirisitu Jesu
Toti chii manje pazvakarezvi? Kana Mwari ari wedu mbani anotihwisa?
Ndava mudopasiwaba mweya wokuva varanda kuti mugare muchicha, asi mudotambira Mweya woumwana watinodaidza nawo tichiti, "Baba, Baba!"
Umwe noumwe wedu mbaafadze mabiyache nokuita zvidomunakira, kuti avakhike.
Dai Mwari anopasa kutsungirira nokurudziro wakupasai mweya wokubatana pakati penyu pakutevera kwenyu Jesu Khirisitu
Ndinosuva kukuonai kuitira kuti ndikupungurirei chimwe chipo chomweya chikusimbisei. ndiko kuti, imipa nainini tikurudzirane pakutenda.
Ndinoita zvese kuburikidza naiye anondipasa simba.
Futi ndinochokwadi chokuti iye adothanga basa ridonaka mamuri acharipedzisa pazuva raKhirisitu Jesu.
Saka kana munhu wava muna Khirisitu, wava chisikwa chitsva, zvokare zvapfuura, chokwadi, zvitsva zvauya.
Kurarama noKutenda
Saka hatiori mwoyo. Kana munhu wedu wokunze achiperezeka zvache, munhu wedu womukati anovandudziwa zuva nozuva.
Ndava kutambudzika kwedu kwonguwa ino kudoreruka kuri kutiendesa pakubhwinya kusingapere kuno chiremera chinokunda zvese.
Asi pfuma iyi tinayo mumidziyo yoivhu, kunangidza mukungudziro woukuru hwomasimba kuti yanobva kuna Mwari aikona kwatiri. Tinotambudziwa nonzira dzese, asi hatinai kuthachuriwa, kushungurudziwa, asi tisingapere tariro, tinotambudziwa, asi tisinai kusiiwa, tinongwoshehwa pasi asi tisinai kuparadziwa. Nguwa yese tinotakura mumuviri wedu ipfa yaJesu, kuitira kuti upenyu hwaJesu hunangidziwe mumuviri wedu. Ndava isisu vapenyu tinogara tichiisiwa paipfa nokuda kwaJesu, kuitira kuti upenyu hwaJesu huratidziwe mumuviri wedu unopfa.
Ukama naMwari Kuburikidza naKhirisitu
Sezvo, tichiziva kuti kucha Ishe kuita tini, tinoedza kupenzveredza vanhu, asi zvatiri zvinozikana naMwari, futi ndinovimba kuti zvinozikanawo nohana dzenyu. Hatisi kuzvipupurira kamu kwamuri asi tiri kukupasai mukana wokuti mudade nesu, kuti mugone kupindura avo vanodada nozvinooneka vasingadade nozvavari mumwoyo. Ndava kana tichipenga, nzvaMwari, kana tisingapenge, nzvenyu. Ndava rudo raKhirisitu rinotisukumidza, ndava tinotendesewa kuti mubodzi adopfira vese, saka vese vadopfa. Uye adopfira vese, kuti vanorarama vareke kudzozviraramira asi vararamire iye adopfa nokuda kwavo achibva wamutsiwa kamu.
Kubva zvino, nokudaro hatichaona munhu nomaonero yonyika, kana zvedu taimboona Khirisitu nomaonero yonyika, hatichamuona daro. Saka kana munhu wava muna Khirisitu, wava chisikwa chitsva, zvokare zvapfuura, chokwadi, zvitsva zvauya. Zvese izvi zvinobva kuna Mwari, uyo adotiyananisa kwaari kuburikidza naKhirisitu achibva watipasa ushumiri hwokuyananisa, ndiko kuti, muna Khirisitu Mwari wanga achiyananisa nyika naiye, asingaverengere vanhu kutadza kwavo. Achibva watituma noshoko rokuyananisa. Saka tiri vamiririri vaKhirisitu, Mwari searikupereka chikumbiro chache kuburikidza naisisu. Tinokukumbirai nokuda kwaKhirisitu, kuti yananisiwai naMwari. Mwari adoita kuti uyo wanga asinai chitadzo ave chitadzo nondava yedu, kuti maari tive kururama kwaMwari.
Ndava kana chido chiripo, chipo chinotambirika zvichienderana nozvinhu zvinomunhu, aikona maererano nozvaasinai.
Phauro Anotenda Mwari
Kurumbidziwa mbakuve kuna Mwari naBaba vaIshe wedu Jesu Khirisitu, Baba votsitsi naMwari vanopasa kunyaradza kwese, anotinyaradza mukutambura kwedu kwese, kuitira kuti tikwanise kunyaradza avo vari pakutambura kupi nokupi, nokunyaradza kwatinonyaradziwa nako isisu naMwari.
Ânimo nas lutas
No mundo tereis aflições, mas tende bom ânimo — Eu venci o mundo. O Senhor é refúgio seguro em toda tribulação.
Ndakunyairirai zvakarezvi, kuti muve norugare mandiri. Munyika munotambudziwa, asi tsungai mwoyo, inini ndakunda nyika."
Ndakunyairirai zvakarezvi, kuti muve norugare mandiri. Munyika munotambudziwa, asi tsungai mwoyo, inini ndakunda nyika."
Ndinokusiirai runyararo, runyararo rangu ndinokupasai. Handikupasei sekupasa kunoita nyika. Mwoyo yenyu mbaireke kutambudzika, futi rekai kucha.
Ndinokusiirai runyararo, runyararo rangu ndinokupasai. Handikupasei sekupasa kunoita nyika. Mwoyo yenyu mbaireke kutambudzika, futi rekai kucha.
Hapanai kucha murudo, asi rudo ridokwana rinodzingidza kucha. Ndava kucha kunochokuita nokutongewa. Wese anocha haanai kukwana parudo.
Promessas de conforto
Vinde a mim os cansados e sobrecarregados. Lança sobre Ele tuas ansiedades, pois Ele cuida de ti.
Uyai kwandiri, imipa mese mudoneta nokuchokwa nomitoro, ndichakupasai zororo.
Rekai kucha vanobaya muiri asi vasingagone kubaya mweya, asi ichai uyo anogona kuparadza zvese muiri nomweya mugehena.
Thurirai paari kunetseka kwenyu kwese ndava iye anohanya naimimi.
Munozvakarezvi zvese munofara maninge, kana zvazvene kwonguwa ino ipfupi muchifanira kudzudziwa nomarudzi yese yomiyedzo.
Mbani angakuhwadzisei kana muchishingairira kuita zvidonaka? Kana nepo muchifanira kutambudzikira zvidorurama, mudokomborehwa. Rekai kucha kuvhundutsira kwavo, rekai kucha zvavanocha, rekai kuvhundutsiwa navo,
Encorajar uns aos outros
Encorajai-vos mutuamente e edificai-vos uns aos outros. Não desanimemos — a bondade do Senhor é nova a cada manhã.
Naizvozvo kurudziranai nokuvakhana, sezvamuri kundoita.
Naizvozvo kurudziranai nokuvakhana, sezvamuri kundoita.
Mbationei kuti tamutsana mwoyo kuti tive norudo nomabasa yadonaka, tisingareke kuungana kwedu pabodzi, setsika iri kuitiwa novamwe, asi tikurudzirane chaizvo zvamunoona kuti Zuva rakareriye riri kunyedza papfupi.
Zvichengetei mudosununguka kubva pakuditsa mari, uye mugutsikane nozvamunazvo, nokuti iye adoti, "Ndinokurekeraba kana kukusiya." Nokudaro tinonyaira tisingache tichiti,
"Ishe ndiye mubatsiri wangu,
Ndinochaba,
munhu anondiiteiko?"
Nokudaro, hama dzangu dzinodikana, mirai mudosimba, pasinai chinokutsukunyutsai, nyanyitsai kuita basa raIshe, muchiziva kuti muna Ishe kushanda kwenyu hakusi kwomahara.
Mazvi yoKupedzisira
Chenjerai, mumire mudosimba pakutenda, ivai vanhu vadoshinga, ivai nosimba.
Mazvi yoKupedzisira
Chenjerai, mumire mudosimba pakutenda, ivai vanhu vadoshinga, ivai nosimba.
Ndava Mwari haanai kutipasa Mweya wokucha, asi Mweya wosimba noworudo nowokuzvidzora.
Jesu adoti kwavari, "Nditeverei, ndikuitei varauri vovanhu." Nokamangu vadosiirafuti mambure yavo, ndokumutevera.
Deus chama pelo nome
Ao longo da Bíblia, Deus chamou seus servos pelo nome — Abraão, Moisés, Samuel, Paulo — encorajando cada um pessoalmente.
Zvino paDhamasiko panga pano mudzidzi waitiwa Ananiyasi. Ishe adoti kwaari nozvaadomunangidza muchiratidzo, "Ananiyasi!" Iye adoti,
"Ndiri pano Ishe."
Mariya adoti, "Onai, ndiri murandakadzi waIshe, mbazviitike kwandiri zvarehwa noshoko renyu." Ngirozi idobva yabirika paari.
"Ko tusudzamvura tushano tunotengesewaba nomapeni mairi? Asi hapanai kana kabodzi chaiko kanokangamwiwa naMwari. Asi, kana novhudzi romusoro wenyu ridotoverengewa peno. Rekai kucha, ndava mudokosha kukunda tusudzamvura tuzinji."