Publicidade

Ensinar

Por Bíblia Online

Ensinar é mandamento e dom. A Bíblia exorta pais, líderes e mestres a transmitir a verdade divina com fidelidade, paciência e sabedoria para as próximas gerações.

Ensinar a Palavra

Toda Escritura é útil para ensinar. Quem ouve as palavras de Jesus e as pratica é como o homem sábio que construiu sobre a rocha.

Magwaro yese yadofemehwa naMwari, futi yanobatsira kudzidzisa, kutsiura, kunhadzirisa, nokupingudza mukururama, kuti munhu waMwari ave adokwana zvizere, adonhadzirihwa basa rese ridonaka.

Muvakhi Anonzeru noMuvakhi Dzemwa

"Saka wese anonzva mashoko yangu yakareya achiyaita achafanana nomumhu adochenjera adovakhira imba yache paruware.

Shoko raKhirisitu mbarigare mukati menyu noupfumi hwarene hwese, dzidzisanai nokurairana nouchenjeri hwese, uye nomapisarema nozvimbo zvomweya imbirai Mwari nokutenda mumwoyo yenyu.

Ndava zvese zvidonyohwa mumazuva yokare zvidonyorehwa kutiraira, kuitira kuti tipasiwe tariro inobva pakutsungirira nokukurudzira kwoMagwaro.

Instruir as gerações

Ensina a criança nos caminhos de Deus. A geração que não conhece o Senhor perde a herança espiritual da fé.

Fidelidade no ensino

Quem ensina com fidelidade merece dupla honra. Cuidado com doutrinas falsas — permaneçam na doutrina de Cristo.

Vakuru vanotungamirira zvidonaka mbavapasiwe chiremera chidopetewa, kunyanyitsa vaye vanoita basa rokuparidza nokufundisa. Ndava rugwaro rinoti, "Reka kusunga muromo wodhonza rinopura gorosi," futi "Mushandi adokodzehwa nomuripo wache."

nzvenga kutaura kusinai umwari, ndava vese vanozvipinza muno zvakarezvo vanoramba vachiingidzika mukusaya umwari, futi kunyaira kwavo kunonyekha kunge chironda. Pakati pavo pana Heyimeniyasi naFiretasi,

Wese anopinimidza pamberi asingagare mudzidziso yaKhirisitu haanai Mwari. Wese anoramba ari mukudzidzisa kwaKhirisitu anovese, Baba noMwanakomana.

Panenge pakati pomutambo Jesu adoenda muchivanze choimba yamwari ndokudzidzisa. MaJudha vadoshamisika nazvo vachiti, "Seiko munhu wakareyu achiziva maninge, asi iye asinai kupfunda?"

Saka Jesu adovapindura, "Dzidziso yangu njanguba, asi njaiye adondituma. Kana munhu upi zvache achida kuita kuda kwaMwari, achaziva kana kudzidzisa kwangu kuchibva kuna Mwari, kana kuti ndiri kundonyaira zvangu ndega. Uyo anozvinyaira pachake anotsvaga kukudziwa kwache. Asi anotsvaga kukudziwa kwoadomutuma pachokwadi, munowakareyo hamunai mabhwodo.

Seja o primeiro
Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-07-05_19-25-13-