Pular para o conteúdo
Publicidade

O Espírito Santo

Por Bíblia Online

O Espírito Santo é a terceira pessoa da Trindade — Consolador, Mestre e Poder. Ele convence do pecado, guia em toda verdade, distribui dons e produz frutos na vida do cristão.

O Consolador prometido

Jesus prometeu enviar o Consolador — o Espírito da Verdade — que estaria para sempre com os discípulos e os guiaria em toda verdade.

Futi ndichanamata kuna Baba, ivo vachakupasai umwe Mubatsiri, kuti ave naimimi nokusingapere,

Futi ndichanamata kuna Baba, ivo vachakupasai umwe Mubatsiri, kuti ave naimimi nokusingapere, iye Mweya wochokwadi, asingakone kutambihwa nonyika, ndava haimuone kana kumuziva, imimi munomuziva, ndava anogara naimimi, futi achava mamuri. Handikusiyei mudoita kunge hungwa, ndichadzoka kwamuri. Asi pakanguwa kadiki, nyika haindione futi, asi imimi muchandiona, ndava ndinorarama, naimipawo muchararama. Pazuva rakarero muchaziva kuti ndiri muna Baba vangu, futi imimi muri mandiri, inini ndiri mamuri. Uyo anomitemo yangu achiichengeta, ndiye chaiye anondida, futi anondida achadiwawo naBaba vangu, nainini ndichamuda futi ndichazvinangidza pachena kwaari." Judhasi, asiri Judhasi Sikariyoti, adoti kwaari, "Ishe, zvinofamba sei kuti munozvinangidza kwatiri, musingazvinangidze kunyika?" Jesu adomupindura achiti, "Kana munhu achindida, achatetekera kudzidzisa kwangu, futi Baba vangu vachamuda, futi tichauya kwaari toita musha wedu naye. Uyo asingandide haaterere kudzidzisa kwangu, futi kudzidzisa kwamudonzva mhwanguba asi mhwaBaba vadondituma. Ndakunyairirai zvinhu zvakarezvi, ndichiri nemi. Asi Mubatsiri, Mweya Mutsvene, achatumiwa naBaba muzita rangu, achakufundisai zvinhu zvese, nokukufungisai zvese zvandidokunyepai.

Asi Mubatsiri, Mweya Mutsvene, achatumiwa naBaba muzita rangu, achakufundisai zvinhu zvese, nokukufungisai zvese zvandidokunyepai.

Asi Mubatsiri, Mweya Mutsvene, achatumiwa naBaba muzita rangu, achakufundisai zvinhu zvese, nokukufungisai zvese zvandidokunyepai.

"Kana Mubatsiri wauya, wandichakutumirai kubva kuna Baba, iye Mweya wochokwadi, anobva panaBaba, achapasa upfakazi pamusoro pangu,

Zvisinei ndinokunyairirai chokwadi: zvidotonakira imimi kuti ndiende, ndava ndikarega kuenda, Mubatsiri anouyaba kwamuri, asi kana ndikaenda, ndinomutuma kwamuri. Futi kana auya, achakomwesa nyika pamusoro pochitadzo nopamusoro pokururama nopamusoro pokutongewa.

Jesu adopindura achiti, "Ndinokunyepa chokwadi, kunze kwokunge munhu wazvahwa nomvura noMweya, anopindaba muumambo hwaMwari.

Jesu adopindura achiti, "Ndinokunyepa chokwadi, kunze kwokunge munhu wazvahwa nomvura noMweya, anopindaba muumambo hwaMwari. Icho chidozvahwa nomunhu munhu, nochidozvahwa noMweya mweya. Reka kushamisiwa ndava ndakuti, unofanira kuzvahwa pakamu.

Inini pachangu ndaimuzivaba, asi adondituma kuti ndiombeke nomvura, ndiye adoti kwandiri, Waunoona achivhodewa naMweya achigara paari, wakareyo ndiye anoombeka naMweya Mutsvene.

O derramamento do Espírito

No Pentecostes, o Espírito desceu como fogo sobre os discípulos. Desde então, todos os que creem recebem o Espírito.

Kuuya KwaMweya Mutsvene

Zvino zuva roPendekositi paridosvika, vese vanga vari pabodzi, panzvimbo ibodzi. Pakarepo nokamangu kuunga kudobva kudenga kunenge kwomhepo inovhuvhuta nosimba, kudozaza imba yese mavanga vadogarikika. Uye vadoona marimi yanenge yomoto, yachiparadzana nokuvhoda pamusoro poumwe noumwe wavo. Vese vadozaziwa naMweya Mutsvene ndokuthanga kunyaira noimwe mitauro, sekupasiwa kwavadoitiwa naMweya.

Zvino paJerusarema panga padogara vaJudha vaicha Mwari kubva kunyika dzese dzopasi pano.

Pakarepo nokamangu kuunga kudobva kudenga kunenge kwomhepo inovhuvhuta nosimba, kudozaza imba yese mavanga vadogarikika. Uye vadoona marimi yanenge yomoto, yachiparadzana nokuvhoda pamusoro poumwe noumwe wavo. Vese vadozaziwa naMweya Mutsvene ndokuthanga kunyaira noimwe mitauro, sekupasiwa kwavadoitiwa naMweya.

Uye vadoona marimi yanenge yomoto, yachiparadzana nokuvhoda pamusoro poumwe noumwe wavo. Vese vadozaziwa naMweya Mutsvene ndokuthanga kunyaira noimwe mitauro, sekupasiwa kwavadoitiwa naMweya.

Pita adoti kwavari, "Pindukai umwe noumwe wenyu aombekewe muzita raJesu Khirisitu kuti murekerehwe zvitema zvenyu, uye muchatambira chipo choMweya Mutsvene.

Pita adoti kwavari, "Pindukai umwe noumwe wenyu aombekewe muzita raJesu Khirisitu kuti murekerehwe zvitema zvenyu, uye muchatambira chipo choMweya Mutsvene.

Asi muchatambira simba kana Mweya Mutsvene wauya pamusoro penyu, ipopo muchava pfakazi dzangu paJerusarema, nopaJudhiya rese, nopaSamariya, kusvikira kudoperera nyika."

Asi muchatambira simba kana Mweya Mutsvene wauya pamusoro penyu, ipopo muchava pfakazi dzangu paJerusarema, nopaJudhiya rese, nopaSamariya, kusvikira kudoperera nyika."

Zvino vadoti vanyengetera, nzvimbo yavanga vadoungana pabodzi idogwetera, uye vese vadozaziwa naMweya Mutsvene, ndokunyaira shoko raMwari nochivindi.

Zvino vadoti vanyengetera, nzvimbo yavanga vadoungana pabodzi idogwetera, uye vese vadozaziwa naMweya Mutsvene, ndokunyaira shoko raMwari nochivindi.

Isisu tiri pfakazi dzozvinhu zvakarezvi, pabodzi naMweya Mutsvene adopasiwa naMwari kuna ivo vanomutetekera."

Pavanga vachinamata Ishe, nokutsanya, Mweya Mutsvene adoti, "Ndisarudzirei Bhanabhasi naSauro kubasa randidovadaidzira."

Pavadonzva zvakarezvo, vadoombekewa muzita raIshe Jesu. Zvino Phauro paadoturika manja yache pamusoro pavo, Mweya Mutsvene adouya pavari, ndokubva vanyaira nondimi vachiporofita.

Dons do Espírito

A cada um é concedida a manifestação do Espírito para o bem de todos. Os dons são diversos, mas o Espírito é o mesmo.

Umwe noumwe adopasiwa kuzururira kwoMweya kuti zvibatsire vese. Kuno umwe adopasiwa naMweya kunyaira kwouchenjeri, kuno umwe kunyaira kworuzivo kuburikidza naMweya mubodzibodzi, kuno umwe kutenda naMweya mubodzibodzi, kuno umwe zvipo zvokuporesa naMweya mubodzibodzi, kuno umwe mabasa yominana, kuno umwe kuporofita, kuno umwe kugona kusiyanisa mweya, kuno umwe marudzi mazinji yondimi, kuno umwe kududzira ndimi. Zvese izvi zvinofemehwa naMweya mubodzibodziyo, anopereka sezvaanoda kumunhu nomunhu.

Nokudaro ndinoda kuti munzvitsitse kuti hapanai anotaura noMweya waMwari angati "Jesu mbaashurikidziwe!" uye hapanai angati "Jesu ndiShe" asi noMweya Mutsvene.

Munozivaba nai kuti muviri wenyu imba yaMwari yoMweya Mutsvene ari mamuri, wamudopasiwa naMwari? Hamusi venyu, mudotengewa nomutengo. Saka kudzai Mwari mumuviri wenyu.

Munozivaba nai kuti muri imba yaMwari yaMwari uye kuti Mweya waMwari unogara mamuri?

Ndava mbani munhu anoziva mifungo yomunhu kunze kwomweya womunhu uri maari? Ndomwenze daro hapanai munhu anoziva mifungo yaMwari kunze kwoMweya waMwari.

Fruto do Espírito

O fruto do Espírito é amor, alegria, paz, paciência, bondade, fidelidade, mansidão e domínio próprio.

Asi chibereko choMweya ndiro rudo, mufaro, runyararo, mwoyo murefu, tsitsi, kunaka, kutendeseka, kupfava nokuzvibata. Hapanai mutemo unopesana nokuita kudodai.

Asi chibereko choMweya ndiro rudo, mufaro, runyararo, mwoyo murefu, tsitsi, kunaka, kutendeseka,

Iko kugurupira hakutinyadzise ndava Mwari adodurura rudo rache mumwoyo yedu kuburikidza noMweya Mutsvene waadotipasa.

Ndava Umambo hwaMwari hakusi kuja nokumwa, asi nghururama, norunyararo nomufaro muMweya Mutsvene,

Dai Mwari wotariro wakuzazai nomufaro wese norunyararo pakuvimba kwenyu naye, kuitira kuti kuburikidza nosimba raMweya Mutsvene kugurupira kupfachukire mamuri.

Não entristeçais o Espírito

Não entristeçais o Espírito Santo de Deus. Não apaguem o Espírito — antes, enchei-vos dele continuamente.

Futi regai kugumbura Mweya Mutsvene waMwari, adoisiwa pamuri kuti ave chisimbiso kusvikira pazuva rokudzikinuhwa.

Futi regai kugumbura Mweya Mutsvene waMwari, adoisiwa pamuri kuti ave chisimbiso kusvikira pazuva rokudzikinuhwa.

Futi rekai kukorewa nowaini, ndava ndipo panokutadza kuzvibata; asi zaziwai naMweya,

nokuisa chisimbiso chache patiri chokunangidza kuti tiri vache adotipasa Mweya wache mumwoyo yedu sechibatiso chozvinhu zvichauya.

Zvino Ishe Mweya, uye pano Mweya waIshe pano kusungunuka.

Zvino Ishe Mweya, uye pano Mweya waIshe pano kusungunuka.

O Espírito nos capacita

O Espírito intercede por nós, batiza e capacita para o serviço. Ele é poder para a missão e conforto na aflição.

Ko gazi raKhirisitu adozviita chibairo kunaMwari chisinai zvachinonenedzehwa, chichiitiwa kuburikidza noMweya usingapere, richanyanyitsa tini kunatsa hana dzedu pamabasa yadopfa kuti tishumire Mwari mupenyu!

Asi imimi, vadikani, zvivakhei mukutenda kwenyu kutsvene, munamate muMweya Mutsvene, muzvichengete murudo raMwari pamunenge muchimirira tsitsi dzaIshe wedu Jesu Khirisitu kuti dzikuisei kuupenyu husingapere.

ndava chiporofiti hachinai kuvamba kubva pachido chomunhu, asi vanhu vainyaira zvichibva kuna Mwari vachitungamihwa naMweya Mutsvene waMwari.

Asi achiri kufunga zvakarezvo, ngirozi yaIshe idobva yazviratidza kwaari pakurota ichiti, "Josefa mwanakomana waDhavhiti, reka kucha kutora Mariya kuti ave mukadzi wako, ndava mimba yaanayo njoMweya Mutsvene.

Kana vachikuperekai kuvatongi, regai kunetseka kuti muchataura tini kana kuti muchati chii, ndava zvamuchanyaira muchazvipasiwa panguwa yakareyo. Ndava ndimiba munonyaira, asi Mweya waBaba venyu anotaura nomamuri.

Pakare ndinoti kwamuri, kana vairi venyu mukabvumirana panyika pamusoro pochinhu chipi zvachene chamunokumbira, muchachiitihwa naBaba vangu vari kudenga. Ndava panoungana vairi kana vatatu muzita rangu, pakarepo ndiripo pakati pavo."

Nokudaro endai kumarudzi yese muite vadzidzi yomarudzi yese, muvaombeke muzita raBaba noroMwanakomana noroMweya Mutsvene, muchivafundisa kuchengeta zvese zvandidokurairai, onai, ndinemi nguwa dzese kusvika kumagumo yonguwa."

Kana maendesewa kudare, regai kunetseka kuti muchanyairei. Panokwana nguwa yacho ndotaurai zvamunopasiwa. Ndava mashoko yamunonyaira njenyuba, yanobva kuna Mweya Mutsvene.

Jesu Anoombekewa

Zvino vanhu vese pavadoombekewa, naJesu waombekewawo ari pakunamata, denga ridozururiwa, Mweya Mutsvene adoburuka achivhoda paari, adoita kunge njiva, futi izvi ridouya kubva kudenga richiti, "Iwepa ndiwe Mwanakomana wangu wandinoditsa, naiwepa ndinofadziwa maninge."

"Mweya waShe ari pandiri,

nokuti adondizodza kuti ndiparidze nyaya idonaka kuvarombo.

Adondituma kudzoparidza rusununguko kunhapwa

nokudzotsera meso kumarombe,

nokusunungura vadodzvinyirihwa,

"Mweya waShe ari pandiri,

nokuti adondizodza kuti ndiparidze nyaya idonaka kuvarombo.

Adondituma kudzoparidza rusununguko kunhapwa

nokudzotsera meso kumarombe,

nokusunungura vadodzvinyirihwa,

kuti ndiparidze

gore raShe rinotambirika."

Manje kana imipa vadoipa, muchiziva kupasa vana venyu zvidonaka, Baba vari kudenga vanokungudzirabafuti nai kupasa Mweya Mutsvene kuno avo vanovakumbira!"

Seja o primeiro