Simplicidade do Evangelho
A simplicidade do evangelho é sua força. Deus escolheu as coisas loucas do mundo para confundir os sábios. O poder está na mensagem da cruz, não na eloquência humana.
Asi Mwari adosarudza zvoudzemwa munyika kuti anyadzise vadochenjera, Mwari adosarudza zvidovhuwa munyika kuti anyadzise zvidosimba, Mwari adosarudza zvidoderera nozvinozvidziwa munyika, izvo zvinhu pasina, kuti asaise basa zvinhu zviripo, kuti parege kuva nomunhu angazvikudze pamberi paMwari.
Ndava Khirisitu adonditumaba koombeka asi koparidza vhangeri, aikona nokugona kutaura, kuti muchinjikwa waKhirisitu ureke kutorehwa simba rawene.
kunyaira kwangu nokuparidza kwangu zvanga zvisiri mumashoko youchenjeri hwokupenzveredza hwokusukumidzira, kunobva pakuchenjera kwovanhu, asi kwokunangidza simba roMweya waMwari.
futi inini, kana ndasumudziwa kubva panyika, ndichakwevera vanhu vese kwandiri."