Evangelização
A evangelização é a missão suprema da Igreja. Jesus mandou: ide por todo o mundo e pregai o evangelho a toda criatura. O evangelho é poder de Deus para a salvação de todo aquele que crê.
A Grande Comissão
Ide, fazei discípulos de todas as nações. Jesus confiou a seus seguidores a missão de levar a boa notícia ao mundo inteiro.
Nokudaro endai kumarudzi yese muite vadzidzi yomarudzi yese, muvaombeke muzita raBaba noroMwanakomana noroMweya Mutsvene, muchivafundisa kuchengeta zvese zvandidokurairai, onai, ndinemi nguwa dzese kusvika kumagumo yonguwa."
Adoti kwavari, "Endai munyika yese koparidza Nyaya Idonaka kuzvisikwa zvese.
Asi muchatambira simba kana Mweya Mutsvene wauya pamusoro penyu, ipopo muchava pfakazi dzangu paJerusarema, nopaJudhiya rese, nopaSamariya, kusvikira kudoperera nyika."
Muri chiedza chonyika. Guta riri pagomo rinosvisvikaba.
Muri Mwinyu noChiedza
"Imipa muri mwinyu wonyika, asi kana mwinyu wataya kuvava kwawene kungadzotsehwe tini? Hauchinai kabonyo, saka unotayiwa wotsikiwa novanhu.
Vanhu havabatidze mwenje vachiuisa pasi potsvanda, asi pachigadziko chomwenje kuti uvhenekere vese vari mumba. Chiedza chenyu mbachivhenekere vanhu kuti vaone buya renyu, vakudze Baba venyu vari kudenga."
Kubva panguwa yakareyo Jesu adothanga kuparidza achiti, "Pindukai, ndava umambo hwokudenga hwanyedza papfupi."
O poder do evangelho
O evangelho é poder de Deus para a salvação. A fé vem pelo ouvir, e o ouvir pela Palavra de Cristo.
Simba roVhangeri
Handinyare kuparidza vhangeri nokuti isimba raMwari rokuponesa anotenda: kuthanga nomuJudha tevere wodzimwe Ndudzi.
Sezvo kutenda kuchiuya nokunzva, nokunzva kunouya nokuparidziwa kwaKhirisitu.
Ndidosarudza kusaziva chimwe chinhu pakati penyu kunze kwaJesu Khirisitu iye adorovehwa pamuchinjikwa.
Kumuka kwoVadopfa
Zvino ndinoda kukuyeuchidzai, hama, mutoo wandidokuparidzirai vhangeri, ramudotambira, noramudomira mariri, ramunoponesewa naro, kana mukabatitsitsa shoko randidokuparidzirai kunze kwokunge mudotenda zvisipo.
Adokudaidzai kuno zvakarezvi kuburikidza novhangeri redu, kuti muve nokubhwinya kwaIshe wedu Jesu Khirisitu.
Testemunhar e proclamar
Estai sempre preparados para responder com mansidão a todo aquele que pedir razão da vossa esperança.
asi remekedzai Khirisitu saIshe mumwoyo menyu. Mugare mudogadzirira kupasa mhinduro kunowese anokubvunzai chikonzero chotariro yamunayo.
Kana muchidanana vanhu vese vachaziva kuti muri vadzidzi vangu."
Kukudziwa kwaBaba vangu kunonangidziwa nokubereka kwenyu muchero idowanda, zvakarezvo ndizvo zvamudoitira vadzidzi vangu.
Ndava izvozvo ndizvo zvatidoraihwa naIshe, achiti,
‘Ndidokumisa kuti uve chiedza choyamwe Marudzi,
kuti uendese ruponiso kumigumo yonyika.’"
Asi handiverenge upenyu hwangu kuti ndohwomhando kana hudokosha kwandiri, ndinondoda kupedzisa hwendo hwangu basi noushumiri hwandidotambira kubva kunaIshe Jesu, kupa chapupu kunhau idonaka yonyasha dzaMwari.
"Mweya waShe ari pandiri,
nokuti adondizodza kuti ndiparidze nyaya idonaka kuvarombo.
Adondituma kudzoparidza rusununguko kunhapwa
nokudzotsera meso kumarombe,
nokusunungura vadodzvinyirihwa,
Jesu adovapindura achiti, "Chokwadi ndinokunyepai, hapanai munhu adosiya imba kana vana kana vakoma novanin’ina’ina kana hanzvadzi kana minda nokuda kwangu kana kwovhangeri, asingadzotambira zvidopetewa kazana zvino, muupenyu hwakarehuno, dzimba, vakoma novanin’ina’ina, hanzvadzi, anamai, vana, minda nokutambudziwa, uye munyika ichauya achava noupenyu husingapere.
Nokuti wese anoda kuchidza upenyu hwache achataikihwa nahwo, asi wese anotaikihwa noupenyu hwache nokuda kwangu nokwovhangeri achahuchidza.
Fazer conhecer
Dai graças ao Senhor, invocai o seu nome, fazei conhecidas as suas obras entre os povos.
Kunovakarevo Mwari adosarudza kuzivisa kukura kwoupfumi hwokubhwinya kwochidosvisvika chakarechi pakati povasiri vaJudha, chokuti Khirisitu mukati menyu, ndiye tariro yokubhwinya.
Dzidziso Idorurama
Asi kana uri iwewe, dzidzisa zvinoenderana nodzidziso idorurama.