Falar
A Bíblia tem muito a ensinar sobre a arte de falar. As palavras têm poder de vida e de morte — podem edificar ou destruir, curar ou ferir, aproximar ou afastar.
O poder das palavras
A morte e a vida estão no poder da língua. A palavra branda desvia a ira, mas a palavra dura suscita o furor.
Falar com sabedoria
No muito falar não falta transgressão. A boca do justo fala sabedoria, e quem guarda os lábios guarda a si mesmo.
Falar a verdade
Cada palavra ociosa será pesada no dia do juízo. Fale a verdade, edifique com a boca e confesse Cristo com os lábios.
Ndinokuudzai, pazuva rokutongewa vanhu vachazvidairira pamusoro poshoko rese rokusafunga ravadotaura,
Kana Munhu Watadza
Kana hama yako yakutadzira, enda komuudza uyanga hwache, muri pauviri hwenyu. Kana akakutetekera, wazviwanira hama yako.
Pakare pakunamata rekai kumbondotutira mashoko kunge zvinoitiwa novasiri vaJudha, ndava vanofunga kuti vachanzviwa nokuda kwomashoko yavo mazinji.
Saka chese chamudonyaira murima chichanzvika pachiedza, nochamudonyaira kazevezeve mudzimba dzomukati chichaparidziwa pamusoro podzimba."
Munhu adonaka anobiritsa zvinhu zvidonaka kubva pamwoyo wache udonaka, nomunhu adoipa anobiritsa zvidoipa kubva pamwoyo wache udoipa. Ndava muromo unonyaira zvidozara mumwoyo."
Nokuti kana uchipupura nomuromo wako kuti Jesu ndiye Ishe pakare uchitenda mumwoyo mako kuti Mwari adomumutsa kubva kuvadopfa, uchaponesewa.
Nonzira ibodzi bodziyo Mweya anobatsira kusaya simba kwedu ndava tinozivaba manamatiro yatinofanira kumboita, asi Mweya pachake anotinamatira nokugomera kusingataurike nomashoko.
Edificar com palavras
Não saia da boca nenhuma palavra torpe. Sejam prontos para ouvir, tardios para falar, e tardios para a ira.
Rekai kutendera kunyaira kudonyangara kuchibirika mumiromo yenyu, asi mbakuve kudonaka kunovakha, zvichienderana nomamiriro yozvinhu, kuti kupase mutsa kunovanonzva.
Kunzva noKuita
Hama dzangu dzinodikana, zivai zvinhu zvakarezvi. Munhu wese mbaakurumidze kunzva, achehwe kunyaira futi achehwe kukaripa,
Tese tinogwetsewa nomitoo idowanda. Kana munhu asingaphonye pakutaura, munhu wakareyo adokwana, anokonawo kuchengetedza muviri wache wese.
Rekai kutsiidza chidoipa nochidoipa kana kutukana nokutukana, asi panzvimbo yokutsiidza ropafadzai, nokuti zvakarezvi ndizvo zvamudodaidzihwa kuitira kuti mugare nhaka yomaropafadzo.
Vana vadiki, mbatirekei kuda nomazvi kana nokundonyaira basi, asi mbapave nozviito nochokwadi.