Ganância
A ganância é raiz de todos os males. A Bíblia alerta contra a cobiça, o acúmulo egoísta e o amor ao dinheiro, chamando-nos ao contentamento e à confiança em Deus.
O amor ao dinheiro
O amor ao dinheiro é raiz de todos os males. Quem quer enriquecer cai em tentação, armadilha e desejos insensatos.
Ndava kuda mari ndomavambo yozvidoipa zvese, pakuiditsa vamwe vanhu vadotsambuka kubva pakutenda ndokuzvibaya mwoyo noshungu dzizinji.
Vaye vokuda kupfuma vanowira mumiedzo, nomumiteyo, muzvido zvoudzemwa futi zvinokuwadza zvakarezvo zvinowisira vanhu mukupfukudzika nokuparadziwa.
Mwari noPfuma
"Hapanai angashandire anatenzi vairi, ndava achavenga mubodzi achida umwe, kana kuti achatetekera mubodzi achinyozera umwe. Hamukwanise kushandira Mwari nomari.
Upenyu hwoKare noHutsva
Naizvozvo bayai zvinhu zvomunyika zviri mamuri zvinoti: upombwe, notsambwa, nokuchiva, nokuda zvidoipa, nonhafu ndiko kunamata zvifananidzo.
Asi upombwe noutsambwa hwese kana nhafu mbazvirege kunzvika kuti zviri pakati penyu, mbapandova nozvidokodzera pakati povatsvene.
Contentamento
Tende cuidado e guardai-vos de toda espécie de ganância. A vida de um homem não consiste na abundância dos bens que possui.
Manje adoti kwavari, "Hokoyo, futi muchenjerere kuchiva kwese, ndava upenyu hwomunhu hahusi pazvinhu zvizinji zvaanazvo."
Anga munhu akawana nyika yese achitaikihwa noupenyu hwache anenge wawanei?
Pfuma yoKudenga
"Rekai kuzvichengetera pfuma panyika, pano tukumo nongura zvinoiparadza nombavha dzinopasura dzichiba. Asi, zvichengeterei pfuma kudenga, kusinai tukumo nongura zvinoiparadza, kusinai kamu mbavha dzinophasura dzichiba.
Riqueza ilusória
As riquezas são passageiras. Quem ama o dinheiro nunca terá o suficiente. O contentamento com o que se tem é verdadeira riqueza.
Chakarechi ndicho chikonzero muchiripa mitero, ndava vanomasimba ava mbaranda vaMwari, vanopa nguwa yavo yese pakutonga.