Publicidade

Gratidão

Por Bíblia Online

A gratidão é a resposta natural do coração que reconhece as bênçãos de Deus. A Bíblia transborda de exortações a dar graças — em tudo, por tudo, sempre e com todo o coração.

Dai graças em tudo

Em tudo dai graças, porque esta é a vontade de Deus em Cristo Jesus para convosco. A gratidão é mandamento, não opção.

pasai kutenda mumamiriro yese yozvinhu, nokuti kwakareku ndiko kuda kwaMwari pamusoro penyu muna Khirisitu Jesu.

pasai kutenda mumamiriro yese yozvinhu, nokuti kwakareku ndiko kuda kwaMwari pamusoro penyu muna Khirisitu Jesu.

Farai nguwa dzese, rambai muchinamata, pasai kutenda mumamiriro yese yozvinhu, nokuti kwakareku ndiko kuda kwaMwari pamusoro penyu muna Khirisitu Jesu.

Uye zvese zvamunoita, kana zviri zvoshoko kana basa, itai zvese muzita raIshe Jesu, muchitenda Mwari Baba kuburikidza naye.

Uye zvese zvamunoita, kana zviri zvoshoko kana basa, itai zvese muzita raIshe Jesu, muchitenda Mwari Baba kuburikidza naye.

Motendera rugare raKhirisitu kuti ritonge mumwoyo yenyu nokuti ndizvo zvamudodaidzihwa mumuviri mubodzi. Uye pasai kutenda.

Motendera rugare raKhirisitu kuti ritonge mumwoyo yenyu nokuti ndizvo zvamudodaidzihwa mumuviri mubodzi. Uye pasai kutenda.

Shoko raKhirisitu mbarigare mukati menyu noupfumi hwarene hwese, dzidzisanai nokurairana nouchenjeri hwese, uye nomapisarema nozvimbo zvomweya imbirai Mwari nokutenda mumwoyo yenyu.

Rairiro

Rambai muchishingirira pakunamata, muchigara pakuri nokutenda,

Rairiro

Rambai muchishingirira pakunamata, muchigara pakuri nokutenda,

Gratidão como louvor

Entrai pelas portas com ação de graças e nos átrios com louvor. A gratidão é o perfume do louvor que sobe a Deus.

Reconhecer a Deus

Rendei graças ao Senhor porque Ele é bom. Sua misericórdia dura para sempre. Cada bênção é motivo de gratidão.

Gratidão nas cartas apostólicas

Paulo sempre iniciava suas cartas com ação de graças a Deus pelos irmãos. A gratidão é essência da vida cristã.

ndinorekaba kutenda nondava yenyu, pandinokuyeukai muminamato yangu

nguwa dzese pazvinhu zvese pasai kutenda kuna Mwari Baba muzita raIshe wedu Jesu Khirisitu.

mutaurirane mumaphisarema nonziyo nozvimbo zvomweya, muchiimba muchiita mumwoyo wenyu wese zvinobuya kuna Ishe, nguwa dzese pazvinhu zvese pasai kutenda kuna Mwari Baba muzita raIshe wedu Jesu Khirisitu.

Mbapareke kuva noutsambwa, nokunyaira kudofumuka kana kwokupusa, zvinova zvisingakodzere, asi panzvimbo yozvakarezvo mbapave nokupereka kutenda.

Rekai kunetseka pamusoro pochinhu kana nochibodzi zvachene, asi pazvinhu zvese kukumbira kwenyu mbakuzivisiwe Mwari kuburikidza nomunyengetero, nokukumbira, pabodzi nokupasa kutenda.

Rekai kunetseka pamusoro pochinhu kana nochibodzi zvachene, asi pazvinhu zvese kukumbira kwenyu mbakuzivisiwe Mwari kuburikidza nomunyengetero, nokukumbira, pabodzi nokupasa kutenda. Zvino rugare raMwari, rinokunda kunzvitsitsa kwese, richachengeta mwoyo yenyu nomifungo yenyu muna Khirisitu Jesu.

Ndinorevaba zvakarezvi nokuda kwokuti ndinosaya, nokuti inipano ndidodzidza, panozvese kugutsikana nozvandinazvo.

Muchapfumisiwa pazvese kuti mumbogara muchipereka, kuti kuburikidza nomatiri kupereka kwenyu kuvikire Mwari nhendo.

Muchapfumisiwa pazvese kuti mumbogara muchipereka, kuti kuburikidza nomatiri kupereka kwenyu kuvikire Mwari nhendo.

Ndava zvese zvinoitiwa nondava yenyu, kuitira kuti mutsa padzinosvitsiwa kuvanhu vazinji dziingidzire kupereka kutenda kukubhwinya kwaMwari.

kunge tinosuwa, asi tichifara nguwa dzese, kunge varombo asi tichipfumisa vazinji kunge tisinai chatinacho, asi tino zvese.

Agradecer a Deus

Graças a Deus que nos dá a vitória por nosso Senhor Jesus Cristo! A gratidão reconhece a fonte de toda boa dádiva.

Asi Mwari mbaatendewe! Adotipasa kukunda kuburikidza naIshe wedu Jesu Khirisitu.

Makomborero muna Khirisitu

Ndinopasa Mwari kutenda nguwa dzese nokuda kwenyu nondava yonyasha dzaMwari dzamudopasiwa muna Khirisitu Jesu,

Kutongewa Panouya Khirisitu

Hama, tinofanira kutenda Mwari nguwa dzese nokuda kwenyu, sezvazvidokodzera, ndava kutenda kwenyu kuri kunyanya kukura, norudo pakati penyu ruri kuingidzika.

Ndava zvinhu zvese zvidobva kwaari uye zviripo kuburikidza naye zvinouya kwaari ndava zvese nzvache. Kwaari mbakuve nokubhwinya nokusingapere. Ameni.

Ndava kana nepo vaiziva Mwari, havanai kumukudza saMwari kana kumbomutendawo nikisi, asi kufunga kwavo kudoita chidzimira nomwoyo yavo youdzemwa idoita rima.

Ndava chese chidosikiwa naMwari chidonaka, futi hapanai chinofanira kurambiwa kana chichitambihwa nokutenda,

Louvor e ação de graças

Ofereçamos sacrifício de louvor e ação de graças ao Senhor. A gratidão é o coração de toda adoração verdadeira.

Naizvozvo mbatirambei tichimbondobaira chibairo chokurumbidza Mwari kuburikidza naye, ndicho chibereko chomiromo inopfakaza zita rache.

Naizvozvo mbatirambei tichimbondobaira chibairo chokurumbidza Mwari kuburikidza naye, ndicho chibereko chomiromo inopfakaza zita rache.

Sezvo tiri kutambira umambo husingagwetedzeke mbatitendei nokushumira Mwari kunotambirika nokuremekedza nokucha,

Zvino ndidonzva zvisikwa zvipenyu zvese zviri kudenga nozviri panyika nozviri pasi ponyika nozviri mugungwa, nozvese zviri mukati mazvene, zvichiti,

"Kuna iye adogarikika pamupando woushe nokuHwayana,

mbakuve nokuropafadziwa, nokukudziwa nokubhwinya, nosimba,

nokusingaperepere!"

vachiti, "Ameni! Kurumbidziwa, nokubhwinya, nouchenjeri, nokupasa kutenda, nokukudziwa, nosimba, noukuru mbazvive kuna Mwari wedu nokusingaperepere! Ameni."

vachiti,

"Tinokupasai kutenda imimi, Ishe Mwari Womasimba yese, muripo nomanga muripo!

Nokuti mudotora masimba yenyu makuru

mukathanga kutonga.

muno midzi yenyu nokuvakiwa maari uye nokusimbisiwa pakutenda, sezvamudodzidzisiwa, muchinyanya kutenda.

Kwese uye nonzira dzese vanoremekedzewa Ferekisi, tinotambira zvinhu zvakarezvi nomufaro mukuru.

Vanhu Vese Mbavanamatihwe

Saka, pakuthanga kwozvese ndinokurudzira kuti vanhu vese vakumbirihwe, vanamatihwe, vateterehwe, futi vatendehwe,

Seja o primeiro
Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-07-05_19-25-13-