Honrar os pais
Honrar pai e mãe é mandamento de Deus com promessa de vida longa e feliz. A Bíblia ensina que respeitar, obedecer e cuidar dos pais é dever sagrado dos filhos.
O mandamento com promessa
Honra a teu pai e a tua mãe para que vá bem contigo e vivas muito tempo sobre a terra. É o primeiro mandamento com promessa.
"Remekedza baba vako namaako" (wakareyu ndiwo murairo wokuthanga uno chivimbiso), "kuti zvikuitire bhwino futi kuti urarame nguwa irefu panyika."
Vana noVabereki
Vana, tetekerai vabereki venyu muna Ishe, nokuti zvakarezvi ndizvo zvidokohoroka. "Remekedza baba vako namaako" (wakareyu ndiwo murairo wokuthanga uno chivimbiso), "kuti zvikuitire bhwino futi kuti urarame nguwa irefu panyika."
Anababa, rekai kusora muchikaripisa vana venyu, asi varerei mukurovedzera nomukuraira kwaIshe.
Vana, teererai vabereki venyu muzvinhu zvese nokuti ndizvo zvinofadza Ishe.
Obedecer e respeitar
Filhos, obedecei a vossos pais no Senhor. Ouvir a instrução do pai e não desprezar o ensino da mãe traz sabedoria.
Adovapindura, "Ko sei imimi muchichora mutemo waMwari nokuda kwotsika dzenyu? Ndava Mwari adoraira achiti, ‘Kudza Baba vako naamai vako,’ uye ‘Uyo anotaura zvidobookera kuna baba kana amai vache, mbaapunziwe.’
Adovapindura, "Ko sei imimi muchichora mutemo waMwari nokuda kwotsika dzenyu? Ndava Mwari adoraira achiti, ‘Kudza Baba vako naamai vako,’ uye ‘Uyo anotaura zvidobookera kuna baba kana amai vache, mbaapunziwe.’ Asi imimi munoti, ‘Kana munhu akaudza baba vache kana amai vache, kuti chandaida kukubatsirai nacho chapasiwa Mwari. Iye achafaniraba kukudza baba vache nacho, saka nondava yotsika dzenyu, mudosayisa simba shoko raMwari.
Consequências da desonra
A Bíblia adverte severamente contra a desonra aos pais. Quem amaldiçoa ou agride os pais enfrenta consequências sérias.
Mazuva Yokupedzisira
Asi unzvitsitse kuti mumazuva yokupedzisira kuchava nonguwa inotambudza. Nokuti vanhu vachava vanozvida, vanoda mari, vanozvitutumadza, vanobatana uyanga, vanoshora Mwari, vasingateerere vabereki, vasingatende, novasiri vatsvene, vasinai rudo, vasingaregerere, vanofudza vabiyavo, vasingazvidzore, vanochisa, vanovenga zvidonaka,
Cuidar dos pais
Quem não cuida dos seus, principalmente de sua família, negou a fé. Honrar os pais inclui respeitar os idosos.
Asi kana mujiche anovana novazukuru, mbavathange kudzidza basa rochinamato kumhuri yavo norokudzotsera zvidonaka zvavadoitihwa novabereki vavo, ndava zvakarezvi ndizvo zvinofadza Mwari.
Kana munhu asingariritire hama dzache, kunyanyitsa vomumhuri yache, wakareyo wabirika mukutenda zvidokungudzirafuti kukunda asingatende.