Humildade
A humildade é o caminho da honra verdadeira. Deus resiste aos soberbos, mas dá graça aos humildes. Jesus lavou os pés dos discípulos e nos ensinou que o maior é aquele que serve.
Humilhar-se diante de Deus
Humilhai-vos diante do Senhor e Ele vos exaltará. Quem se humilha será exaltado, e quem se exalta será humilhado.
Zvininipisei pamberi paIshe, iye achakukwiridzirai.
Saka zvininipisei, pasi pojanja raMwari romasimba, kuti akusumudzirei panguwa idofanira.
Humildade como virtude
Considerai os outros como superiores a vós mesmos. Revesti-vos de humildade, mansidão e paciência no trato uns com os outros.
Rekai kuita chinhu nonharo kana nomanyemwe, asi nokuzvidikipisa umwe noumwe mbaati vamwe vanomukunda pabuya.
Zvino kunaMwari Baba vedu mbakuve nokubhwinya nokusingaperepere. Ameni.
Nokudaro sevanhu vadosarudziwa naMwari, vatsvene novanodiwa, simirai mwoyo unotsitsi, unyoro, kuzvideredza, kupfava nomwoyo murefu,
muve nokuzvideredza kwese muchizvininipisa, munokutsungirira, nokuitirana mwoyo murefu murudo,
Hama mudodaidzihwa rusununguko. Asi chete rekai kushandisa kusununguka kwenyu semukana wokufadza muviri. Asi kuburikidza norudo ivai vanoshandirana.
Kutambudzika Nokuda Kwokuita Zvidonaka
Pakupedzisira, mese ivai nomweya wokuwirirana, itiranai tsitsi, mudanane muchiitirana mwoyo munyoro muchiyamurana nokuzvininipisa.
Runako renyu mbarireke kuva romucheno wokunze, wokurukha vhudzi nokukochekera mikufu yondarama nombacha dzinoyevedza, asi mbarive runako ridohwanda risingapere romunhu womukati rokupfava nomweya udodiha, ridokosha kuna Mwari.
O exemplo de Jesus
Aprendei de mim, que sou manso e humilde de coração. O maior entre vós seja o que serve — esse é o caminho do Reino.
Takurai joki rangu, mudzidze kubva kwandiri, nokuti ndidopfava uye ndino mwoyo unozvininipisa, ipopo muchawanira mweya yenyu zororo. Ndava joki rangu ridopusa, nomutoro wangu udoreruka."
Saka kana muchipereka ruyamuro, rekai kuti zvizikane, fanike zvinoitiwa novanyengeri mumasinagoge nomumigwagwa, kuti varumbidziwe novanhu. Chokwadi ndinoti kwamuri, vatotambira mubairo wavo.
Adogarikika pasi ndokudaidza vanogumi novairi achiti kwavari, "Kana munhu achida kuva wokuthanga, wakareyo mbaave wokupedzisira pavese, ave muranda wovese."
adoti kwavari, "Wese anotambira mwana uyu muzita rangu anotambira inini, noanonditambira anotambirawo adondituma, ndava mudiki pakati penyu mese, ndiye mukuru."
Humildade verdadeira
O que se exige de ti? Praticar a justiça, amar a misericórdia e andar humildemente com teu Deus.
Ukama muUpenyu Hutsva
Vakadzi, zviisei pasi povarume venyu sezvinofanira muna Ishe.
Varume, idai vakadzi venyu, rekai kuvaitira ukari.
Garai muchiwirirana. Rekai kuzvikudza, asi idai kufambidzana novanhu vadoderera. Rekai kuzviona kunge mudochenjera.
Mwari adosarudza zvidoderera nozvinozvidziwa munyika, izvo zvinhu pasina, kuti asaise basa zvinhu zviripo, kuti parege kuva nomunhu angazvikudze pamberi paMwari.
Kuchenjera kunobva Kudzuru
Mbani adochenjera noanonzvitsitsa pakati penyu? Mbaazvinangidze noupenyu hwache hudonaka, nozviito zvinoitiwa mukupfava kunobva pauchenjeri.