Irmãos de Jesus
Os irmãos de Jesus são mencionados nos Evangelhos. Embora inicialmente céticos sobre sua missão, alguns, como Tiago, tornaram-se líderes da igreja primitiva.
Menções nos Evangelhos
Jesus teve irmãos chamados Tiago, José, Simão e Judas. Eles conviveram com Ele na casa de Nazaré e participaram de sua vida pública.
Anga wakareyu mwanakomanaba womuvezi nai? Amai vache vanoitiwaba Mariya, novanin’ina vache havasi Jakobho, naJosefa, naSimoni, naJudhasi chere? Nohanzvadzi dzache dzese hadzisi pano chere? Saka nghupi kwaadowana zvesezvi munhu iyeyu?"
Amai novanin’ina vaJesu
Achiri kunyaira novanhu daipo amaache novanin’ina’ina vache vadomira panze, vachikumbira kunyaira naye.
Amai novanin’ina’ina vaJesu
Ipopo amaache novanin’ina’ina vache vadosvika. Vadomira panze, vadomira daipo vadotuma munhu komudaidza. Zvino mhomho yanga idogarikika naye mumba, idomunyepa ichiti, "Amai venyu novanin’ina venyu vari panze, vari kuda kukuonai."
Iye adovapindura achiti, "Amaangu mbani? Vanin’ina vangu mbani?" Adonangara nangara vanhu vanga vadogarikika makaremo, ndokubva wati, "Vakareva ndivo amaangu novanin’ina vangu! Wese anoita zvinodiwa naMwari, ndiye nomunin’ina wangu, nohanzvadzi yangu, namaangu."
Amai Novanin’ina vaJesu
Zvino amaache novanin’ina vache vadouya kwaari, asi havanai kugona kusvika paari nokuda kwomhomho.
Da incredulidade à fé
Os irmãos de Jesus não criam nele inicialmente. Mas após a ressurreição, estavam entre os discípulos em oração.
Saka vanin’ina vache vadoti kwaari, "Birika pano uende kuJudhiya kuti vadzidzi vako vaone mabasa yauri kuita. Nokuti hapanai munhu anoshanda kabisira iye achida kuti azikane. Kana uchiita zvinhu zvakarezvi, zvinangidze kunyika." Nokuti naivo vanin’ina vache vanga vasingamutendewo.
Jesu adoti kwaari, "Reka kundibata, ndava handinati ndakwira kuna Baba, asi enda kuhama dzangu, wovanyepa kuti ndiri kukwira kuna Baba vangu naBaba venyu, kuna Mwari wangu naMwari wenyu."
Ivova vese vadotsungirira nomwoyo mubodzi pakunyengetera, pabodzi novanhukadzi, naMariya amai vaJesu, novanin’ina’ina vache.
Asi handinai kuona imwe nhumwa kusiya kwaJakobho munin’ina waIshe.
Nokuti zvanga zvidokodzera kuti zvinhu zvese zvidoitihwa iye uye kuti zvinhu zvese zviripo nokuda kwache, pakuuyisa kwache vanakomana vadowanda pakubhwinya, akwanise kuva muvambi woruponiso ravo rudokwana kuburikidza nokutambudzika.
Nokuti uyo anovaita vatsvene novakarevo vanoitiwa vatsvene vese mbabodzi. Ndosaka asinganyare kuvadaidza kuti hama.