Irmãos
A comunhão entre irmãos é marca da igreja verdadeira. A Bíblia nos chama a amar uns aos outros como Cristo nos amou — com perdão, encorajamento e cuidado mútuo.
Amor fraternal
Um novo mandamento vos dou: que vos ameis uns aos outros. Nisto conhecerão que sois meus discípulos — pelo amor entre vós.
Ndinokupasai mutemo mutsva, wokuti mudanane. Sekuda kwandidokuitai, naimimi mudanane daro. Kana muchidanana vanhu vese vachaziva kuti muri vadzidzi vangu."
Mwari Rudo
Hama dzangu, mbatidananei, ndava rudo runobva kuna Mwari. Wese anorudo adozvahwa naMwari, futi anoziva Mwari.
Kana umwe munhu achiti, "Ndinoda Mwari," achizonda hama yache, anobhwodoka, ndava uyo asingade hama yache yaanoona, haangade Mwari waasinai kuona.
Wese anoda hama yache, iyeyo anogara muchiedza, makaremo hamunai chinoguhuna.
Kukunda Kwedu Nyika
Wese anotenda kuti Jesu ndiKhirisitu wakareyo adoberekewa naMwari, nowese anoda mubereki anodawo mwana.
Zvino zvamudozvinatsa kuburikidza nokuteerera chokwadi kuti muve norudo rudoperera kuhama dzenyu, ditsitsanai zvinobva pamwoyo.
Comunhão e edificação
Não abandoneis a congregação. Encorajem-se mutuamente, cantem juntos e instruam-se na Palavra de Cristo.
tisingareke kuungana kwedu pabodzi, setsika iri kuitiwa novamwe, asi tikurudzirane chaizvo zvamunoona kuti Zuva rakareriye riri kunyedza papfupi.
Shoko raKhirisitu mbarigare mukati menyu noupfumi hwarene hwese, dzidzisanai nokurairana nouchenjeri hwese, uye nomapisarema nozvimbo zvomweya imbirai Mwari nokutenda mumwoyo yenyu.
mutaurirane mumaphisarema nonziyo nozvimbo zvomweya, muchiimba muchiita mumwoyo wenyu wese zvinobuya kuna Ishe,
Perdão e reconciliação
Se o teu irmão pecar contra ti, vai e repreende-o a sós. O perdão e a reconciliação preservam a unidade do corpo de Cristo.
Kana Munhu Watadza
Kana hama yako yakutadzira, enda komuudza uyanga hwache, muri pauviri hwenyu. Kana akakutetekera, wazviwanira hama yako. Asi kana waramba kukutetekera, tora umwe kana vairi muende mese, kuti nyaya yese isimbisiwe noupfakazi hwovairi kana vatatu.
Kana Munhu Watadza
Kana hama yako yakutadzira, enda komuudza uyanga hwache, muri pauviri hwenyu. Kana akakutetekera, wazviwanira hama yako. Asi kana waramba kukutetekera, tora umwe kana vairi muende mese, kuti nyaya yese isimbisiwe noupfakazi hwovairi kana vatatu. Kana akaramba kuvatetekera, zviudze kherekhe, kana akaramba kutetekera nokherekheyo, mutorei kunge wokunze kana muteresi.
Kurambidza Nokubvumidza
Chokwadi ndinoti kwamuri, chese chamunosunga panyika chichasungiwa kudenga, nochamunosugudura panyika chichasuguduhwa kudenga.
Pakare ndinoti kwamuri, kana vairi venyu mukabvumirana panyika pamusoro pochinhu chipi zvachene chamunokumbira, muchachiitihwa naBaba vangu vari kudenga. Ndava panoungana vairi kana vatatu muzita rangu, pakarepo ndiripo pakati pavo."
Zvakarezvo ndizvo zvichaitiwa naBaba vangu vokudenga kwamuri umwe noumwe, kana musingaregerere hama yenyu zvichibva pamwoyo."
Mambo achavapindura achiti, ‘Chokwadi ndinoti kwamuri, pamudozviitira umwe wohama dzangu dzidiki idzi, mudoitira inipano.’
Wese anoita zvinodiwa naMwari, ndiye nomunin’ina wangu, nohanzvadzi yangu, namaangu."
Kuva Nohanya Novatendi
Reka kukaruza murume mukuru noukari, asi mukurudzire fanike zvaunoita baba vako, vochidiki vatore kunge vanin’ina vako, vanhukadzi vakuru uvaite fanike anamai, vanhukadzi vadiki fanike hanzvadzi, zvakarezvi mbazviitiwe muutsvene hwese.
Kana munhu asingariritire hama dzache, kunyanyitsa vomumhuri yache, wakareyo wabirika mukutenda zvidokungudzirafuti kukunda asingatende.