Pular para o conteúdo
Publicidade

O juízo final

Por Bíblia Online

O juízo final é a conclusão da história humana. Todos os seres humanos comparecerão diante do trono de Deus para o julgamento eterno — os salvos para a vida, os ímpios para a condenação.

O grande trono branco

Vi um grande trono branco e os mortos diante de Deus. Os livros foram abertos e cada um foi julgado segundo as suas obras.

Kutonga kwoKupedzisira

Ipopo ndidoona mupando woushe mukuru muchena naiye wanga adogara pamusoro pawene, nyika nodenga zvidotiza pamberi pache uye nzvimbo yazvene hainai kudzowanika. Zvino ndidoona vadopfa, vakuru novadiki, vadomira pamberi pomupando woushe. Mabhuku yadovhuriwa, norimwe bhuku ridovhuriwawo, rinova bhuku roupenyu. Vadopfa vadotongewa maererano nozvavadoita semanyorehwo yazvanga zvidoitiwa mumabhuku. Gungwa ridobiritsa vadopfa vanga vari mariri, noipfa noNzvimbo yovadopfa zvidobiritsa vadopfa vanga vari mazviri, vese vadotongewa nozvavanga vadoita. Ipopo ipfa noNzvimbo yomweya yovadopfa zvidokhandiwa mudziva romoto. Yakarei ndiyo ipfa yochipiri, ndiro dziva romoto. Zvino zita romunhu kana risinai kuwaniwa ridonyohwa mubhuku roupenyu, adokhandiwa mudziva romoto.

"Onai, ndinouya kamangu, ndinouya nomubairo wangu kuti ndidzopasa umwe noumwe sezvaadobata.

"Onai, ndinouya kamangu, ndinouya nomubairo wangu kuti ndidzopasa umwe noumwe sezvaadobata. Ndini Arufa naOmega, wokuthanga nowokupedzisira, mavambo nomagumo."

Preparação para o juízo

Deus estabeleceu um dia para julgar o mundo com justiça. Arrependei-vos, porque o juízo se aproxima e cada palavra será pesada.

nokuti adotara zuva, raachatonga nyika naro nokururama, nomurume waadomisikidza, zvakarezvi adozvisimbisa kuvanhu vese nokumumutsa kubva kuvadopfa."

Ndinokuudzai, pazuva rokutongewa vanhu vachazvidairira pamusoro poshoko rese rokusafunga ravadotaura, ndava nomashoko yako ucharuramisiwa, uye nomashoko yako uchataiwa."

Kutongewa kwoMarudzi

Pachauya Mwanakomana woMunhu mukubhwinya kwache, pabodzi nongirozi dzache, achagarikika pamupando wache unobhwinya. Pamberi pache pachaunganidziwa marudzi yese, achayakamuranisa kunge nyakabusa anokamura mahwai kubva kumbudzi, achaisa hwai kuruoko rache roruji, asi mbudzi kurubose.

Kutongewa kwoMarudzi

Pachauya Mwanakomana woMunhu mukubhwinya kwache, pabodzi nongirozi dzache, achagarikika pamupando wache unobhwinya. Pamberi pache pachaunganidziwa marudzi yese, achayakamuranisa kunge nyakabusa anokamura mahwai kubva kumbudzi, achaisa hwai kuruoko rache roruji, asi mbudzi kurubose. Ipopo Mambo achati kuno vari kuruoko rache roruji, Uyai imi, vadoropafadziwa vaBaba vangu, garai nhaka yamudogadzirihwa kubva pamavambo yonyika, ndava pandanga ndino nzara mudondipasa chokuja, pandanga ndino nyota mudondipasa chokumwa, pandanga ndiri murendo mudonditambira, pandanga ndiri pedzi mudondisimidza, pandanga ndichihwara mudondibvakachira, pandanga ndiri mutorongo mudouya kwandiri.Ipopo vadorurama vachamupindura vachiti, Ishe, ndirini patidokuonai muno nzara tikakuposhai, kana muno nyota tikakupasai chokumwa? Ndirini patidokuonai muri murendo tikakutambirai, kana muri pedzi tikakusimidzai? Ndirini patidokuonai muchihwara kana muri mutorongo tikakubvakachirai? Mambo achavapindura achiti, Chokwadi ndinoti kwamuri, pamudozviitira umwe wohama dzangu dzidiki idzi, mudoitira inipano.

Zvino achati kuno vari kuruoko romamose, Ibvai kwandiri, imi vadoshurikidziwa, muende kumoto wokusingapere udogadzirihwa Sathani nongirozi dzache, nokuti pandanga ndino nzara hapanai chokuja chamudondipasa, ndino nyota hapanai chokumwa chamudondipasa, pandanga ndiri murendo hamunai kunditambira, ndiri pedzi hamunai kundisimidza, ndichihwara futi ndiri mutorongo hamunai kundibvakachira.Ipopo naivo vachapindurawo vachiti, Ishe, ndirini patidokuonai muno nzara kana muno nyota, kana muri murendo kana muri pedzi kana muchihwara kana muri mutorongo, tikareka kukushumirai?Ipopo Ishe achavapindura achiti, Chokwadi ndinoti kwamuri, pamusinai kuzviitira umwe wovadiki ava, hamunai kuzviitira inini.Zvino vachaenda kumurango wokusingapere, asi vadorurama kuupenyu husingapere."

Segurança em Cristo

Quem crê no Filho tem a vida eterna e não entra em juízo. O amor de Deus é nosso refúgio diante do juízo vindouro.

Nokuti Mwari adoditsa nyika zvokutoipasa Mwanakomana wache mubodziyo, kuti wese anotenda kwaari areke kupfa, asi ave noupenyu husingapere.

Nokuti Mwari adoditsa nyika zvokutoipasa Mwanakomana wache mubodziyo, kuti wese anotenda kwaari areke kupfa, asi ave noupenyu husingapere. Nokuti Mwari haanai kutuma Mwanakomana wache kuti apase murandu nyika, asi kutoti nyika iponesewe kuburikidza naye.

"Uyo anotenda kwaari haatongewe. Asi asingatende watotongewa kare, nokuti haanai kutenda kuMwanakomana waMwari mubodzi. Kutongewa nghuku, kuti chiedza chidouya panyika, asi vanhu vadofarira rima pachinzvimbo chochiedza, nokuti zviito zvavo zvanga zvidoipa.

Zvisinei ndinokunyairirai chokwadi: zvidotonakira imimi kuti ndiende, ndava ndikarega kuenda, Mubatsiri anouyaba kwamuri, asi kana ndikaenda, ndinomutuma kwamuri. Futi kana auya, achakomwesa nyika pamusoro pochitadzo nopamusoro pokururama nopamusoro pokutongewa. Havanai kukohoroka pamusoro pochitadzo, ndava havatendi kwandiri. Havanai kukohoroka pamusoro pokururama, ndava ndinoenda kuna Baba, futi muchandionaba kamu, futi pamusoro pokutongewa, ndava mubati wopasi pano watotongewa.

Saka tinoziva futi tinotenda rudo raMwari kwatiri.

Mwari rudo, uyo anogara murudo anogara muna Mwari naMwari anogara maari. Munozvakarezvi rudo rinozazisiwa pakati pedu, kuti tive nochivimbo pazuva rokutongewa, ndava fanike zvaadoita iye ndizvo zvatidoitawo panyika ino. Hapanai kucha murudo, asi rudo ridokwana rinodzingidza kucha. Ndava kucha kunochokuita nokutongewa. Wese anocha haanai kukwana parudo.

Ndava tese tinofanira kuratidziwa pamberi pochigaro chaKhirisitu chokutonga, kuti umwe noumwe atambire zvaadoita achiri mumuviri zvingave zvidonaka kana zvidoipa.

Zvakarezvi zvichaitika pazuva iro Mwari raachatonga zvidohwanzika zvovanhu kuburikidza naJesu Khirisitu, sezvinorehwa novhangeri rangu.

Uye zvakudotariwa kuti vanhu vapfe kabodzi, mumasure mozvakarezvo kutongewa kuchidzouya, nokudarowo Khirisitu, zvaadoitiwa chibairo kabodzi kuti atakure zvitema zvovadowanda, achadzooneka kwochipiri, aikona kudzotakura zvitema asi kudzoponesa vakarevo vari kumirira noshungu kudzoka kwache.

Nokuti

"Kwandosara kanguwa kapfupipfupi,

Iye anouya achauya

asingachehwe,

asi adorurama wangu achararama nokutenda,

manje kana akadzokera mumasure,

mweya wangu haufari naye."

Asi hatisi avo vokudzokera kumasure kuti tiparadziwe, asi tiri avo vakutenda kuti vaponese mweya.

Saka mbatirekei kuenzera, fanike zvinoitiwa novamwe, asi mbatirambei tidopenya futi tidobanganuka. Ndava vaye vanoenzera, vanoenzera usiku, novaye vanokorewa, vanokorewa usiku. Asi, zvatiri vomasikati, mbatipepukei, tipfeke chivharidziro chopachipfuwa chokutenda norudo, futi mbative nongundu youtare yotariro yoruponiso. Nokuti Mwari haanai kutitemera ukari, asi kutiwanisa ruponiso kuburikidza naIshe wedu Jesu Khirisitu,

Seja o primeiro

Este artigo te tocou? Faça uma oração!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.