Lei
A lei de Deus é expressão do seu caráter e amor. Do Sinai ao Sermão do Monte, a lei orienta, protege e revela o padrão santo de Deus para a vida humana.
O propósito da lei
A lei de Deus revela o pecado e nos conduz a Cristo. Pela lei é que temos consciência do que é justo e do que é errado.
Ndava hapanai munhu achanzi adorurama pamberi paMwari zvichibva pakuchengeta mutemo, asi kutoti, kuburikidza nomutemo tinopinziwa pakuziva chitema.
Varanda Vokururama
Kuti chii? Totadza zvedu nondava yokuti hatisi pasi pomutemo asi pasi ponyasha? Mukho wakareyo!
"Zvinhu zvese zvinotendehwa," asi hazvisi zvese zvinobatsira. "Zvinhu zvese zviri pamutemo," asi hazvisi zvese zvinovakha.
Nokuti mutemo wese unozazisiwa noshoko ribodzi rinoti, "Unofanira kuda muvakhidzani wako sekuda kwaunozviita."
Asi chibereko choMweya ndiro rudo, mufaro, runyararo, mwoyo murefu, tsitsi, kunaka, kutendeseka, kupfava nokuzvibata. Hapanai mutemo unopesana nokuita kudodai.
Takuriranai mitoro, ndiyo nzira yamunozazisa nayo mutemo waKhirisitu.
Amar e obedecer
O maior mandamento é amar a Deus e ao próximo. Toda a lei se resume nestes dois mandamentos, que são o fundamento de tudo.
Wochipiri nguyu, ‘Unofanira kuda muvakhidzani wako sekuda kwaunozviita.’ Hapanai umwe murairo unokurira yakarei."
Uku ndiko kuraira kwangu, kwokuti mudane sezvandidokudai imimi.
Saka zvese zvamunoda kuti vanhu vakuitirei imipa vaitirei zvakarezvo, ndava zvakarezvi ndizvo zvinoreva mutemo novaporofiti."
Kuitirana Zvidokodzera
Rekai kuva nochikwerete nomunhu, kusiya kwochikwerete chinogara chiripo chokudanana, ndava anoda mabiyache anozazisa mutemo.
Futi murairo wakarewu tidoupasiwa naye, wokuti uyo anoda Mwari mbaadewo hama yache.
Hama vadiwa, kana mwoyo yedu dzisingatipase mhosva, tinochivimbo pamberi paMwari, futi tinotambira kubva kwaari zvese zvatinoruvira, ndava tinochengeta murairo wache tichiita zvinomufadza.
Bênçãos da obediência à lei
Se andardes nos meus mandamentos, vivereis. A obediência à lei de Deus traz vida, paz e prosperidade espiritual.
Lei e graça
A lei veio para nos guiar; a graça veio para nos salvar. Em Cristo, cumprimos a lei pelo amor — o fruto do Espírito não tem lei contra si.
Anababa, rekai kusora muchikaripisa vana venyu, asi varerei mukurovedzera nomukuraira kwaIshe.
Chenjedzo paZvifananidzo
Rekai kubopewa pajoki ribodzi novasingatende. Nokuti kubatana rudzii kuri pakati pokururama nouipi? Kana kuyanana hwai kuri pachiedza norima?