Língua
A língua tem poder de vida e de morte. A Bíblia compara a língua ao leme de um navio e à faísca que incendeia uma floresta. Dominar a língua é prova de maturidade espiritual.
O poder da língua
A morte e a vida estão no poder da língua. Quem a domina é varão perfeito, capaz de controlar todo o corpo.
Tese tinogwetsewa nomitoo idowanda. Kana munhu asingaphonye pakutaura, munhu wakareyo adokwana, anokonawo kuchengetedza muviri wache wese.
Patinoisa mathomu mumiromo yomabhiza kuti yatiteerere, tinokhonesa muviri wayene wese. Kana kutora muenzaniso wozvikepe, kana zvidotokura sei uye zvichisundiwa nomhepo inosimba, zvinokhomutsiwa nochidzoreso chidikidiki zvichienda kunodiwa nomuchairi. Ndomwenze chirimi nyhidikidiki pamuviri, asi chinozvikudza maninge.
Fungai makuriro yosango rinopisiwa nokamoto kadikidiki! Kana nochirimi moto, inyika yozvidoipa pakati ponhengo dzomiviri yedu, chinosvipisa muviri wese womunhu, chinobatidza moto upenyu hwese, icho pachacho chinobatidziwa nomoto wogehena.
Marudzi yomhuka dzese, tushiri, zvinosvova nozvirombo zvomugungwa zvinogona kupingudziwa uye zvidombopingudziwa nomunhu, asi hapanai munhu anokwanisa kupingudza chirimi. Hachidekharike pakuipa, chidozara nonduru inobaya.
Nochirimi tinorumbidza Ishe naBaba, nacho tinotukana vanhu, vadosikiwa mumufananidzo waMwari. Kubva mumuromo mubodzi bodziyo munobirika rumbidzo nokutukana. Hama dzangu izvozvo zvinofaniraba kudaro. Ko kasipiti kangabirike mvura idonaka noinochochora nai? Hama dzangu, mukuyu ungabereke maorivhi, kana muzambiringa kubereka huyu? Nokasipiti komvura inochochora hakangabiritse mvura idonaka.
Palavras sábias
A língua branda quebra até ossos. A palavra certa no tempo certo é como maçãs de ouro em salvas de prata.
Disciplinar a fala
Quem guarda a boca e a língua guarda a sua alma de angústias. A religião sem controle da língua é vã.
Uyo anozviona semunamati asi asingadzore chirimi chache, anozvinyengedza nokunamata kwacheko hakunai nokabonyo kese.
Toda língua confessará
Ao nome de Jesus todo joelho se dobrará e toda língua confessará que Jesus Cristo é Senhor, para glória de Deus Pai.
Nokudaro Mwari adomukwiridzira pamusorosoro
ndokumupasa zita riri pamusoro pomazita yese,
kuti muzita raJesu
mabvi yese yapfugame,
yovari kudenga novari panyika noyovari pasi ponyika,
uye ndimi dzese dzipfakaze kuti Jesu Khirisitu ndiye Ishe,
kuti Mwari Baba varumbidziwe.
Rudo
Kana ndingataure nondimi dzovanhu nodzongirozi, asi ndisinai rudo, ndandova kufurumidza kwodare kana kwosimbi iri kugon’kugon’ohwa.
Ndinokuudzai, pazuva rokutongewa vanhu vachazvidairira pamusoro poshoko rese rokusafunga ravadotaura, ndava nomashoko yako ucharuramisiwa, uye nomashoko yako uchataiwa."
Este artigo te tocou? Faça uma oração!
+581 estão orando agora.
Junte-se à corrente de oração.