Pular para o conteúdo
Publicidade

Frutos do Espírito

Por Bíblia Online

Os frutos do Espírito são evidências visíveis da presença de Deus na vida do crente. Amor, alegria, paz, paciência — são marcas que diferenciam os filhos de Deus no mundo.

O fruto do Espírito

O fruto do Espírito é amor, alegria, paz, paciência, amabilidade, bondade, fidelidade, mansidão e domínio próprio. Contra estas coisas não há lei.

Asi chibereko choMweya ndiro rudo, mufaro, runyararo, mwoyo murefu, tsitsi, kunaka, kutendeseka, kupfava nokuzvibata. Hapanai mutemo unopesana nokuita kudodai.

Ndava manga muri rima, asi zvino mava chiedza muna Ishe; tekairai kunge vana vochiedza nokuti muchero wochiedza unowanika munozvese zvidonaka nozvidokohoroka nomuchokwadi. Edzai kupfunda kuita zvinofadza kunaIshe.

Asi uchenjeri hunobva kudenga chokuthanga hudochena, hunofarira runyararo, hudopfava, hunozvideredza, huzere notsitsi nochibereko chidonaka, hahunai rusaruro hahusi hwomusese. Vayananisi vanojara murunyararo vanokohwa goho rokururama.

Saka hama dzangu, kuburikidza nomuviri waKhirisitu imipa mudopfa kumutemo kuti muve voumwe murume, kureva iye adomuka kuvadopfa, kuti tiitire Mwari zvibereko. Ndava pataitongewa nounhu hwakare kadokwadokwa kokuda kutadza kaimutsiwa nomutemo mumiviri yedu kuti tibereke zvibereko zvoipfa. Asi zvino nokupfa kwatidoita kunochiye changa chidotisunga, tidosununguhwa kubva pamutemo, kuitira kuti tishumire nonzira itsva yoMweya, aikona nonzira yokare yomutemo udonyohwa.

Panguwa iyoiye chii chamaiwana pazvinhu zvakarezvo zvamanga muchiita, zvamava kutonyara nazvo manje? Chaibuda pazvinhu zvakarezvo ipfa. Asi manje mudosununguhwa kubva pachitema muchiva varanda vaMwari, chamunowana apa utsvene nochinobuda pakarepo upenyu husingapere.

Permanecer em Cristo

Quem permanece em Cristo dá muito fruto. Toda árvore boa produz bons frutos — e é pelo fruto que se conhece a árvore.

Garai mandiri, nainini mamuri. Fanike thai risingakone kuita muchero riri rega, kana risiri pamuzambiringa, naimimiwo hamugone kubereka muchero, asi kutoti muchigara mandiri basi."

"Ndini muzambiringa, imimi muri mathai. Uyo anogara mandiri, nainini maari, ndiye anoita muchero idowanda, nokuti pasina inini hapanai chamunoita.

Kukudziwa kwaBaba vangu kunonangidziwa nokubereka kwenyu muchero idowanda, zvakarezvo ndizvo zvamudoitira vadzidzi vangu.

Muti Nomichero Yawene

"Ndava hapanai muti udonaka unobereka muchero udoipa, kana nomuti udoipa unobereka muchero udonaka. Ndava muti wese unozikana nomuchero wawene, nokuti huyu dzinothanziwaba pamwinza, kana mazambiringa yanothanziwaba padzambwa romwinza. Munhu adonaka anobiritsa zvinhu zvidonaka kubva pamwoyo wache udonaka, nomunhu adoipa anobiritsa zvidoipa kubva pamwoyo wache udoipa. Ndava muromo unonyaira zvidozara mumwoyo."

Itai ndipo zvibereko zvinoenderana nokupinduka kwacho.

Semear e colher

Quem semeia na justiça colherá fruto de vida. Os frutos do Espírito são a colheita de uma vida plantada no Senhor.

Nyhisikwaba basi, asi kana naiyesu tinozvibereko zvokuthanga zvoMweya, tiri kumimirawo kamu tidomirira kutohwa kwedu tichiitiwa vana, ndiko kusununguriwa kwomiviri yedu.

Seja o primeiro