Pular para o conteúdo
Publicidade

Livro da vida

Por Bíblia Online

O Livro da Vida é o registro celestial dos nomes daqueles que pertencem a Deus. Estar escrito no Livro da Vida é a garantia da salvação eterna e da entrada na Nova Jerusalém.

Registrados no céu

Alegrai-vos por terem vossos nomes escritos nos céus. O Livro da Vida pertence ao Cordeiro de Deus desde a fundação do mundo.

Zvisinei regai kufara nozvakarezvi, zvokuti mweya inokuchai, asi farirai kuti mazita yenyu yadonyohwa kudenga."

Naiwepawo pakare, shamwari yangu yochokwadi pabasa, ndinokumbira kuti ubatsire vanhukadzi vakareva, nokuti vadoshanda neni muvhangeri, pabodzi naKeremenzi novese vandidoshanda navo, mazita yavo yari mubhuku roupenyu.

Futi vese vanogara panyika vachachinamata, nowese asinai kunyorewa zita rache mubhuku roupenyu roHwayana ridobaiwa kusati kwava nomavambo yonyika.

Chirombo chawaona changa chiripo, uye hachichipo futi chaakukwira kubva mugomba risingagon’e kuti chiende koparadziwa, vanogara panyika vasinai kunyorewa mazita yavo mubhuku roupenyu kubva pamavambo yonyika, vachashamisika vachiona kuti chirombo changa chiripo hachichipo uye chichadzouya.

O juízo final

No dia do julgamento, os livros serão abertos. Quem não for encontrado no Livro da Vida será lançado no lago de fogo.

Kutonga kwoKupedzisira

Ipopo ndidoona mupando woushe mukuru muchena naiye wanga adogara pamusoro pawene, nyika nodenga zvidotiza pamberi pache uye nzvimbo yazvene hainai kudzowanika. Zvino ndidoona vadopfa, vakuru novadiki, vadomira pamberi pomupando woushe. Mabhuku yadovhuriwa, norimwe bhuku ridovhuriwawo, rinova bhuku roupenyu. Vadopfa vadotongewa maererano nozvavadoita semanyorehwo yazvanga zvidoitiwa mumabhuku. Gungwa ridobiritsa vadopfa vanga vari mariri, noipfa noNzvimbo yovadopfa zvidobiritsa vadopfa vanga vari mazviri, vese vadotongewa nozvavanga vadoita. Ipopo ipfa noNzvimbo yomweya yovadopfa zvidokhandiwa mudziva romoto. Yakarei ndiyo ipfa yochipiri, ndiro dziva romoto. Zvino zita romunhu kana risinai kuwaniwa ridonyohwa mubhuku roupenyu, adokhandiwa mudziva romoto.

Hapanai chinotsambwa chichapinda mukati marene, kana anodzonga kana anomabhwodo. Asi vakarevo chete chete vadonyorewa mubhuku roupenyu roHwayana.

Anokunda achasimidziwa hembe dzichena kunge ivo, uye ndinodzimwaba zita rache mubhuku roupenyu. Ndichapfakaza zita rache pamberi paBaba vangu nopamberi pongirozi dzavo."

O registro divino

Deus registra cada vida, cada lágrima e cada momento. Nada passa despercebido diante daquele que tudo vê e tudo guarda.

Seja o primeiro

Este artigo te tocou? Faça uma oração!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.