Materialismo
O materialismo é uma armadilha espiritual. A Bíblia alerta que o amor ao dinheiro é raiz de todos os males e nos chama a buscar tesouros no céu, não na terra.
O perigo das riquezas
Que aproveita ao homem ganhar o mundo inteiro e perder a sua alma? O materialismo engana e afasta do que realmente importa.
Anga chii munhu chaanowana kana akawana nyika yese achipfurutsa upenyu hwache? Kana kuti chii munhu chaachapereka chinotsivana noupenyu hwache?
Anga munhu akawana nyika yese achitaikihwa noupenyu hwache anenge wawanei?
Vaye vokuda kupfuma vanowira mumiedzo, nomumiteyo, muzvido zvoudzemwa futi zvinokuwadza zvakarezvo zvinowisira vanhu mukupfukudzika nokuparadziwa.
ndava hapanai chatidouya nacho panyika, saka hapanai chatinotorawo kubva kwairi. Asi kana tino zvokuja nozvokusimira, tinogutsikana nazvo.
ndava hapanai chatidouya nacho panyika, saka hapanai chatinotorawo kubva kwairi. Asi kana tino zvokuja nozvokusimira, tinogutsikana nazvo.
Tesouros no céu
Ajuntai tesouros no céu, onde traça e ferrugem não consomem. O bom nome vale mais que muitas riquezas, e a sabedoria supera o ouro.
Pfuma yoKudenga
"Rekai kuzvichengetera pfuma panyika, pano tukumo nongura zvinoiparadza nombavha dzinopasura dzichiba. Asi, zvichengeterei pfuma kudenga, kusinai tukumo nongura zvinoiparadza, kusinai kamu mbavha dzinophasura dzichiba.
Ndava pano pfuma yako nomwoyo wako uchavawo pakarepo."
Jesu adoti kwaari, "Kana uchida kukwana, enda kotengesa zvaunazvo upase varombo ipopo uchava nopfuma kudenga, wouya kudzonditevera."
Contentamento e generosidade
Grande ganho é a piedade com contentamento. A cobiça é idolatria, mas a generosidade traz alegria e bênção.
Asi umwari pabodzi nokugutsikana ndiyo pfuma ikuru,
Raira vapfumi vomunyika yazvino, kuti vareke kuzvikudza kana kugurupira muupfumi husinai chokwadi, asi vaise tariro yavo muna Mwari anotipasa zvese zvinotinakira.
Zvichengetei mudosununguka kubva pakuditsa mari, uye mugutsikane nozvamunazvo, nokuti iye adoti, "Ndinokurekeraba kana kukusiya."
Upenyu hwoKare noHutsva
Naizvozvo bayai zvinhu zvomunyika zviri mamuri zvinoti: upombwe, notsambwa, nokuchiva, nokuda zvidoipa, nonhafu ndiko kunamata zvifananidzo.
Manje adoti kwavari, "Hokoyo, futi muchenjerere kuchiva kwese, ndava upenyu hwomunhu hahusi pazvinhu zvizinji zvaanazvo."
O invisível acima do visível
As coisas que se veem são temporais; as que não se veem são eternas. Devemos fixar os olhos no que é permanente e verdadeiro.
Ndava hatinangare kuzvinhu zvinooneka, ndava zvinooneka nzvonguwa idiki, asi zvisingaoneke nzvarini narini.
Futi vanhukadzi mbavasimire zvidotsiga, zvidoremekedzeka futi zvidokodzera, vasinai kurukhiwa misoro kana kusimira zvipfeko zvondarama kana chuma kana zvipfeko zvinodhura asi kuva nounhu hudonaka, hudofanira kuitiwa novanhukadzi vanoti tinonamata Mwari.
Vatendi Vanokoverana Zvinhu Zvavo
Zvino gurusvusvu rovanotenda vanga vanomwoyo nomweya mubodzi, panga pasinai waiti chinhu chaanacho nyhache wega, asi zvinhu zvese vadoti nzvavo vese.