Pular para o conteúdo
Publicidade

Milagres

Por Bíblia Online

Os milagres manifestam o poder soberano de Deus. Desde a criação até os sinais de Jesus e dos apóstolos, Deus intervém sobrenaturalmente na história para revelar sua glória e amor.

O Deus dos milagres

Para Deus nada é impossível. Ele abriu o mar, fez cair fogo do céu e ressuscitou mortos. Seu poder não tem limites.

Asi Jesu adovanangara ndokuti kwavari, "Novanhu izvi hazvikwanisike, asi naMwari zvinhu zvese zvinokwanisika."

Asi Jesu adovanangara ndokuti kwavari, "Novanhu izvi hazvikwanisike, asi naMwari zvinhu zvese zvinokwanisika."

Nokuti naMwari hapanai chisingagoneke."

Milagres pela fé

Se tiverdes fé como um grão de mostarda, movereis montanhas. A fé é a chave que acessa o poder miraculoso de Deus.

Adoti kwavari, "Indava yokutenda kwenyu kudiki. Ndava chokwadi ndinoti kwamuri, kana muno kutenda kudiki kunge mbeu yomasitadhi, muchati kugomo iri, Ibva pano uende uko,richaenda, hapanai chingatadzike nemi."

Jesu adovapindura achiti, "Chokwadi ndinoti kwamuri, kana muno kutenda pasinai kana kutsakidza, maipereraba kundoita zvaitiwa pamukuyu, asi kana mukati kugomo iri, Dzupuka uwire mugungwa,zvinoitika.

Jesu adoti kwaari, "Kana uchitenda, zvese zvinogoneka kuno anotenda."

Zvino Jesu adovanangara ndokuti, "Kuvanhu, zvinokwanisikaba, asi naMwari zvinokwanisika."

Asi adoti, "Zvisingakwanisiki kuvanhu kuna Mwari zvinokwanisika."

Haanai kudzoita mabasa yosimba yadowanda makaremo, nondava yokusatenda kwavo.

Sinais e prodígios

Os apóstolos realizaram sinais e maravilhas em nome de Jesus. Os dons do Espírito incluem a operação de milagres e a fé sobrenatural.

Hama vaIzirairi, tetekerai mashoko yakareya, Jesu woNazareta, murume adoisiwa kwamuri naMwari nomabasa yosimba nozvishamiso nozviratidzo zvidoitiwa naMwari kuburikidza naye pakati penyu, sezvamunozviziva imipa pachenyu,

Zvino vadoti vanyengetera, nzvimbo yavanga vadoungana pabodzi idogwetera, uye vese vadozaziwa naMweya Mutsvene, ndokunyaira shoko raMwari nochivindi.

Vana vaSikevha

Mwari adoita zvinoshamisa zvidotsarukana nomanja yaPhauro, zvokutoti biza kana jira zvaitohwa kubva pamuviri wache kuendesewa kuvahwere, matenda yaibirika kwavari uye mweya idoipa idobirika kwavari.

Zviratidzo zvokuva nhumwa dzochokwadi zvidoitiwa pakati penyu nomwoyo murefu udonyanyitsa, pazviratidzo nozvishamiso nominana.

Uye Mwari adoisa mukherekhe pakuthanga nhumwa, pochipiri vaporofiti, pochitatu vadzidzisi, tevere vaiti vominana, tevere varapi, vabatsiri, vatungamiri, vatauri vomarudzi mazinji yondimi.

Kuno umwe adopasiwa naMweya kunyaira kwouchenjeri, kuno umwe kunyaira kworuzivo kuburikidza naMweya mubodzibodzi, kuno umwe kutenda naMweya mubodzibodzi, kuno umwe zvipo zvokuporesa naMweya mubodzibodzi, kuno umwe mabasa yominana, kuno umwe kuporofita, kuno umwe kugona kusiyanisa mweya, kuno umwe marudzi mazinji yondimi, kuno umwe kududzira ndimi.

Asi Jesu adoti, "Regai kumurambidza, nokuti hapanai munhu angaite munana muzita rangu achidzopusihwa nokamangu kutaura zvidoipa pamusoro pangu. Ndava asingapikisane nesu ngwedu wakareyo.

Milagres de cura e provisão

A oração da fé salvará o enfermo. Deus provê, cura e intervém quando clamamos a Ele com fé genuína.

Munamato unopasiwa nokutenda uchaporesa muhwere, Ishe vachamumutsa. Kana adoita zvitema, acharegerehwa. Saka reuriranai zvitema zvenyu, munamatirane kuti muporesewe. Munamato womunhu adorurama unosimba rikuru pakubata kwawene.

Eriya wanga ari munhu kunge isisu. Adonamata zvidonyanya kuti mvura ireke kuna, ichibva yarekera kuna panyika kwomakore matatu nomwedzi mitanhatu. Adonamata kamu, denga richibva ranisa mvura, nyika ichibva yabereka zvibereko zvayene.

Adotora mazingwa mashano nohove dziiri ndokunangara kudenga, achizvikomborera nokuzvikomorakomora achipasa vadzidzi vache kuti vazvipase vanhu. Vese vadoja vachiguta. Vadodzounganidza zvidosara, ndokuzadza tsvanda gumi nodziiri dzozvimepfu.

Jesu Anoporesa Mukadzi Adopfa Muthezo noSabata

Zvino waidzidzisa munorimwe sinagoge paSabata. Panga pano mukadzi wanga anomweya wohodza kwomakore gumi nomasere, wanga adotumbamisiwa nawo asingagone kuzvitwasura. Jesu paadomuona adomudaidza ndokuti kwaari, "Mukadzi, wasununguhwa pahodza yako." Adobva waisa manja pamusoro pache, nokamangu adotwasanuka, ndokubva warumbidza Mwari. Asi mukuru wosinagoge adokaripa nokuti Jesu wanga waporesa noSabata, ndokuti kuvanhu, "Panomazuva matanhatu yanoitiwa nayo basa, uyai pamazuva yakareyo muporesewe, asi aikona nozuva roSabata."

Ipopo Ishe vadomupindura, "Imi vanyengeri! Handiti umwe noumwe wenyu anosugudura dhonza kana buru rache kubva mubara paSabata, achienda koripasa mvura chere? Saka mukadzi uyu, mwanasikana waAbhurahamu, wanga adosungiwa naSathani, kwomakore gumi nomasere, woreka chere kusununguhwa nokuti musi woSabata?" Paadonyaira zvakarezvi, vavengi vache vese vadonyara, vanhu vese vadokondwa nozvinhu zvese zvinoshamisa zvaadoita.

Chakarechi nyhiratidzo chokuthanga, chidoitiwa naJesu paKana roGaririya. Paadonangidza kubhwinya kwache vadzidzi vache vadotenda kwaari.

Vanhu pavadoona chiratidzo chaadoita, vadoti, "Chokwadi uyu muporofiti waidzouya munyika!"

Jesu adoti kwaari, "Watenda ndava wandiona? Vadoropafadziwa vasinai kuona asi vachitenda."

Chinangwa Chobhuku Rakareri

Zvino Jesu adoita zvimwe zviratidzo zvizinji pamberi povadzidzi, zvisinai kunyorewa mubhuku rakareri, asi zvakarezvi zvidonyorehwa kuti mutende kuti Jesu ndiye Khirisitu, Mwanakomana waMwari, futi matenda daipo mova noupenyu muzita rache.

Zvino uye umwe mudzidzi, wanga wathanga kusvika paguwa, adodzopindawo, ndokuona achibva watenda, nokuti vanga vasati vanzvitsitsa gwaro rokuti waifanira kumuka kuvadopfa.

Discernimento nos sinais

A Bíblia alerta contra falsos milagres e sinais enganosos. Devemos provar os espíritos e não seguir sinais que desviam de Deus.

Ipopo ndidoona mweya youtsambwa mitatu inenge mazura ichibirika mumuromo wotsato nomumuromo wochirombo nomumuromo womuporofiti womabhwodo. Ndava ndiyo mweya yomashave, inoita zviratidzo inoenda kumadzimambo yonyika yese, kuvaunganidzira hondo pazuva rikuru raMwari Womasimba yese.

Kupopera Chiratidzo

Zvino vamwe vadzidzisi vomutemo novaFarisi vadoti kwaari, "Mudzidzisi tinoda kuona chiratidzo kubva kwamuri."

Asi iye adovapindura achiti, "Vanhu vomazuvano vadoipa vasinai kutendeka vanotsvaga chiratidzo: manje hapanai chiratidzo chavachapasiwa kunze kwochiratidzo chomuporofiti Jona. Ndava sezvo Jona adogara mumimba mohove mazuva matatu nousiku hutatu, noMwanakomana woMunhu achavawo mumwoyo wonyika mazuva matatu nousiku hutatu.

Maguta yasinai Kutenda

Ipopo adothanga kudzuma maguta maadonyanya kuita mabasa yache yosimba, ndava havanai kupinduka. "Nhamu kwauri Korozini! Nhamu kwauri, Bhetisaidha! Ndava mabasa yosimba yadoitiwa mamuri dai yadoitiwa muThire noSidhoni, dai vadonangidza kupinduka kwavo nokusimira hembe dzomasaga nokuzvikupira rota. Asi ndinokunyepai, pazuva rokutongewa zvichatoredzera zvidonyanya kuTire noSidhoni pana imimi. Naiwepa Kaperenaume, uchakwiridzihwa kusvika kudenga nai? Neye uchaderedzewa kusvika muGehena. Nokuti mabasa yosimba yadoitiwa mauri, dai yadoitiwa muSodhoma, ringadai richiripo kusvika nasi. Asi ndinokunyepa kuti, pazuva rokutongewa zvichanyanya kutoredzera kunyika yoSodhoma pana iwepa."

A criação como milagre

O próprio corpo humano é milagre de Deus. Toda a criação testifica do poder e da sabedoria do Criador.

Zvakarezvi zvese zvidoitika kuzazisa zvidonyaihwa naIshe nomuromo womuporofiti: "Nangarai, mhandara ichava nomimba yozvara mwanakomana, zita rache richaitiwa Manuwere" (zvinoreva kuti Mwari anesu).

vadobva vamuona achitekaira pamusoro pomvura mugungwa, vachifunga kuti nyhipoko, vadoibongomora mhere. Ndava vese vamuona futi vadobva vabatiwa nokucha.

Asi nokamangu adonyaira navo achiti, "Dekharikai, ndini, rekai zvenyu kucha."

Asi Jesu paadozvinzva adomupindura achiti, "Reka kucha. Tenda basi, achapora."

Paanga wava papfupi, nopamateru yogomo roMiorivhi, gurusvusvu rese rovadzidzi ridothanga kufara nokurumbidza Mwari nomadzinga yopamusoro nondava yomabasa yese yosimba yavadoona. Vaiti, "Adokomborehwa Mambo anouya muzita raIshe! Runyararo kudenga nokubhwinya kumusorosoro!"

Zvino mumasure mokunyaira zvakarezvi, vadomunangara daipo, adokwidziwa kudenga, uye guti ridomusvisva havanai kudzomuona.

Ndidowira pasi ndokubva ndanzva izvi richiti kwandiri, Sauro, Sauro, unonditambudzireiko?

Seja o primeiro