Pular para o conteúdo
Publicidade

Motivação

Por Bíblia Online

Motivação verdadeira vem de Deus. A Bíblia nos inspira a correr a carreira da fé com perseverança, sabendo que o Senhor fortalece, guia e recompensa os fiéis.

Força do alto

Tudo posso naquele que me fortalece. Deus dá poder aos fracos e renova a força dos cansados — Ele é a fonte de toda motivação.

Ndinoita zvese kuburikidza naiye anondipasa simba.

nokuti Mwari ari kushanda mukati menyu ndiye anoita zvese kuti mufarire nokuita chido chache chidonaka.

Correr para o alvo

Prossigo para o alvo, para o prêmio da soberana vocação de Deus em Cristo Jesus. A corrida da fé exige disciplina e foco.

Hama dzangu, inipano handisi kuti ndatochibata, asi chinhu chibodzi chandinoita nyhichi, ndinokangamwa zviri kumasure ndichinanairira zviri kumberi, saka ndinomhanya ndidonanga padotariwa kuitira kuti ndipasiwe mubairo wokumusoro wandidodaidzihwa naMwari muna Khirisitu Jesu.

Munozivaba kuti pamujaho vanotizira vese vanokwikwidzana, asi mubodzi ndiye anotambira mubairo? Saka tizirai kuti muuwane. Wese anokwikwidza anozvirovedza muzvinhu zvese. Ivo vanozviitira kuti vawane korona inopera, asi isisu kuti tizviwanire korona isingapere. Inini handiite chimhanyemhanye, handihwi kunge ndinorova mhepo, asi ndinorovedzera muviri wangu ndichiuita muranda wangu, kuti ndamboparidzira vamwe inini ndireke kudzova asingakodzere.

Mwari Baba Vedu

Naizvozvo, zvatidokomberedzewa noguti rovapfakazi ridokura daipa, mbatibiritsei zvese zvinotiremera, nozvitadzo zvinombondotinamatira, timhanye nokutsungirira mujaho watidotarihwa, tidonangara kunaJesu muvambi nomukwanisi wokutenda kwedu, iye adoshinga pamuchinjikwa nokuda kwomufaro udoisiwa pamberi pache, adoshora kunyadzisiwa kwawene, achibva wagarikika kujanja roruji romupando woushe hwaMwari.

Mucherechedzei wakareyu adoshingirira pakupikisa kwovatadzi, kuitira kuti imipa mureke kuneta kana kuwa chikhomo.

Zvese zvamunoita shandai nomwoyo wese, semuri kushandira Ishe musingaitire vanhu,

Propósito e missão

Deus tem planos de esperança para nós. Cada dia é oportunidade de fazer a sua vontade e avançar com confiança na missão.

Zvese zvamunokumbira muzita rangu, ndichazviita, kuti Baba vakudziwe muMwanakomana, Kana mukakumbira chinhu chipi zvachene muzita rangu, ndichachiita."

Nokudaro endai kumarudzi yese muite vadzidzi yomarudzi yese, muvaombeke muzita raBaba noroMwanakomana noroMweya Mutsvene, muchivafundisa kuchengeta zvese zvandidokurairai, onai, ndinemi nguwa dzese kusvika kumagumo yonguwa."

Saka rekai kutsvaga chamuchaja kana chamuchamwa, kana kushushikana mupfungwa. Ndava marudzi yese yonyika vanotsvaga zvinhu zvakarezvi, asi Baba venyu vanoziva kuti munozvida.

Ndava nopatanga tinaimimi, tidokurairai zvakarezvi, "Kana pano asingadi kushanda, mbaareke kuja."

Ndava tiri kunzva kuti vamwe venyu vadondogara, vanondopambara, vasingaite basa. Manje tinoraira vanhu vakarevo nokuvakurudzira muna Ishe Jesu Khirisitu kuti vaite basa ravo vadonyarara vachizviwanira zvinovachidza.

Asi hama, regai kuva nomakhato pakuita zvidonaka.

Seja o primeiro