Mudança de vida
A mudança de vida é possível em Cristo. Não importa o passado, qual foi o erro ou quão fundo a queda — Deus renova, restaura e transforma completamente aquele que se volta para Ele.
Nova vida em Cristo
Se alguém está em Cristo, nova criação é. Deus nos dá coração novo, mente renovada e esperança para o futuro.
Saka kana munhu wava muna Khirisitu, wava chisikwa chitsva, zvokare zvapfuura, chokwadi, zvitsva zvauya.
Zvibairo Zvipenyu
Nokudaro nokuruvirai hama dzangu nomutsa waMwari kuti mupereke miviri yenyu sechibairo chipenyu, chitsvene, chinofadza Mwari kwakareko ndiko kunamata kwenyu kwopamweya. Rekai kumbofanana nonyika ino, asi sanduhwai kuburikidza nokuvandudza mufungo wenyu, kuti mukwanise kuraidza nokuziva kuda kwaMwari kudonaka, kunofadza, kudokwana.
Ndidoroverehwa kubodzi naKhirisitu, ndiniba ndichiri kurarama, asi Khirisitu anorarama mandiri. Upenyu hwandinorarama izvozvi mumuviri ndinohurarama nokutenda muMwanakomana waMwari, adondida ndokuzvipereka nokuda kwangu.
Passos para a transformação
A mudança começa com confissão, fé e decisão. Deus é fiel para perdoar e completar a boa obra que começou em nós.
Kana tikareurira zvitadzo zvedu, iye adotendeka futi adorurama, saka anotiregerera zvitadzo zvedu nokutinatsa pazvese zvisinai kururama.
Rekai kunetseka pamusoro pochinhu kana nochibodzi zvachene, asi pazvinhu zvese kukumbira kwenyu mbakuzivisiwe Mwari kuburikidza nomunyengetero, nokukumbira, pabodzi nokupasa kutenda. Zvino rugare raMwari, rinokunda kunzvitsitsa kwese, richachengeta mwoyo yenyu nomifungo yenyu muna Khirisitu Jesu.
Ita nopaunogona napo pese kuzviisa pamberi paMwari uri munhu adokodzera, mushandi asingafanire kunyadzisiwa anobata zvidonaka shoko rochokwadi,
Coragem para mudar
Não temas, porque Deus está contigo. Ele nos fortalece para sermos sal da terra e nos dá palavras que edificam e transformam.
Muri Mwinyu noChiedza
"Imipa muri mwinyu wonyika, asi kana mwinyu wataya kuvava kwawene kungadzotsehwe tini? Hauchinai kabonyo, saka unotayiwa wotsikiwa novanhu.
Rekai kutendera kunyaira kudonyangara kuchibirika mumiromo yenyu, asi mbakuve kudonaka kunovakha, zvichienderana nomamiriro yozvinhu, kuti kupase mutsa kunovanonzva.
Kurarama noKutenda
Saka hatiori mwoyo. Kana munhu wedu wokunze achiperezeka zvache, munhu wedu womukati anovandudziwa zuva nozuva. Ndava kutambudzika kwedu kwonguwa ino kudoreruka kuri kutiendesa pakubhwinya kusingapere kuno chiremera chinokunda zvese. Ndava hatinangare kuzvinhu zvinooneka, ndava zvinooneka nzvonguwa idiki, asi zvisingaoneke nzvarini narini.