Pular para o conteúdo
Publicidade

A mulher sábia

Por Bíblia Online

A mulher sábia constrói sua casa sobre o fundamento do temor do Senhor. Sua sabedoria abençoa a família, a comunidade e as gerações futuras.

A sabedoria que edifica

A mulher sábia edifica sua casa. O temor do Senhor é o princípio da sabedoria e a instrução que conduz à honra.

Kana panoumwe wenyu anosaya uchenjeri, mbaakumbire Mwari, anondopereka zvidotambanuka kuvanhu vese uye asingatsvage mhosva, achahupasiwa.

Virtude e excelência

A mulher virtuosa é coroada de força e dignidade. Ela abre a boca com sabedoria e a instrução da bondade está na sua língua.

Exemplo e influência

A mulher sábia é exemplo de fé e bom testemunho. Suas atitudes inspiram e seu legado abençoa as gerações que virão.

Nonzira ibodzi bodziyo dzidzisa vakadzi vakuru kuti vave nounhu hunoremekedzeka, vareke kuva nomakuhwa kana kuva varanda vokumwa. Vanofanira kudzidzisa zvidonaka, kuti vadzidzise vakadzi vochidiki kuti vade varume vavo, nokuda vana vavo, kuti vave vanozvidzora, vadochena, vanochengeta imba, vanotsitsi, vanozviisa pasi povarume vavo, kuti shoko raMwari rireke kushorewa.

Ndomwenzewo vakadzi vavo mbavave vanoremekedzeka, vareke guhwa, asi vave vadokodzera, futi vadotendeka pazvinhu zvese.

Mufananidzo woVasikana Gumi

Umambo hwokudenga hungafananidziwe novasikana gumi vadotora mwenje yavo vachienda kochingura murume. vashano vacho vanga vadozungaira, vashano vanga vadochenjera. Nokuti vadozungaira pavadotora marambe yavo, havanai kutora mafuta, asi vadochenjera vadotora tudende tomafuta pabodzi nomarambe yavo. Murume paadochehwa, vese vadokotsira ndokuenzera.

Asi pakati pousiku padodaidzihwa, Onai murume! Birikai momuchingura.Ipopo vasikana vaye vese vadomuka vachibatidza marambe yavo. Vadozungaira vadoti kuno vadochenjera, Tipaseiwo yamwe mafuta yenyu, ndava marambe yedu yaakudzimwa.Asi vadochenjera vadopindura, Pamwe yanodzokwanaba isisu naimipa, endai kuvatengesi mozvitengera.Pavadoenda kotenga, murume adosvika, vanga vadogadzirira vadopinda naye mumabiko yomuchato, sasa richibva ravhariwa.

"Mumasure mozvakarezvo vamwe vasikana vadodzouya vachiti, Ishe, Ishe tizururireiwo!Asi adovapindura achiti, Chokwadi, ndinoti kwamuri, ndinokuzivaiba."

Garirirai ndipo, ndava munozivaba zuva kana awa.

Seja o primeiro