Pular para o conteúdo
Publicidade

Mundo

Por Bíblia Online

A Bíblia tem muito a dizer sobre o mundo e nossa relação com ele. Cristãos estão no mundo, mas não são do mundo — chamados a ser luz e sal sem se conformar com os padrões seculares.

Não ameis o mundo

Não ameis o mundo nem o que nele há. A cobiça da carne, a cobiça dos olhos e a soberba da vida não vêm do Pai, mas do mundo.

Rekai kuda nyika nozvinhu zviri mairi. Kana umwe akada nyika, rudo raMwari harisi maari.

Rekai kuda nyika nozvinhu zviri mairi. Kana umwe akada nyika, rudo raMwari harisi maari. Nokuti zvese zviri munyika zvinoti, kuchiva kwonyama, kuchiva kwomeso nokuzvikudza pakurarama zvinobvaba kuna Baba asi zvinobva munyika.

Nokuti zvese zviri munyika zvinoti, kuchiva kwonyama, kuchiva kwomeso nokuzvikudza pakurarama zvinobvaba kuna Baba asi zvinobva munyika.

Nyika nokuchiva kwayene zvinopfuura, asi wese anoita kuda kwaMwari anogara nokusingapere.

Imi mhombo dzovanhu, munozivaba nai kuti ushamwari nonyika kuita mhandu yaMwari? Saka wese anoda kuva shamwari yonyika anozviita muvengi waMwari.

Imi mhombo dzovanhu, munozivaba nai kuti ushamwari nonyika kuita mhandu yaMwari? Saka wese anoda kuva shamwari yonyika anozviita muvengi waMwari.

O amor de Deus pelo mundo

Porque Deus amou o mundo de tal maneira que deu seu Filho. O mesmo mundo que rejeita a Deus é amado por Ele e objeto de sua redenção.

Nokuti Mwari adoditsa nyika zvokutoipasa Mwanakomana wache mubodziyo, kuti wese anotenda kwaari areke kupfa, asi ave noupenyu husingapere.

Nokuti Mwari adoditsa nyika zvokutoipasa Mwanakomana wache mubodziyo, kuti wese anotenda kwaari areke kupfa, asi ave noupenyu husingapere.

Kutongewa nghuku, kuti chiedza chidouya panyika, asi vanhu vadofarira rima pachinzvimbo chochiedza, nokuti zviito zvavo zvanga zvidoipa.

Iye pachake ndiye chibairo chinoita kuti zvitadzo zvedu zviregerehwe, aikona zvedu basi, asi zvitadzo zvonyika yese.

Vana VaMwari

Onai kukura kworudo ratidopasiwa naBaba, rokuti tiitiwe vana vaMwari! Izvozvi ndizvo zvatiri peno! Chikonzero chinoita kuti nyika isaye kutiziva nyhokuti hainai kumuziva iye.

Vana VaMwari

Onai kukura kworudo ratidopasiwa naBaba, rokuti tiitiwe vana vaMwari! Izvozvi ndizvo zvatiri peno! Chikonzero chinoita kuti nyika isaye kutiziva nyhokuti hainai kumuziva iye.

Vencer o mundo

Jesus venceu o mundo e nos dá sua paz e vitória. A fé é a vitória que vence o mundo — e aquele que nasceu de Deus o vence.

Ndakunyairirai zvakarezvi, kuti muve norugare mandiri. Munyika munotambudziwa, asi tsungai mwoyo, inini ndakunda nyika."

Ndakunyairirai zvakarezvi, kuti muve norugare mandiri. Munyika munotambudziwa, asi tsungai mwoyo, inini ndakunda nyika."

Ndava wese adozvahwa naMwari anokunda nyika. Uku ndiko kukunda kunokunda nyika iko kutenda kwedu.

Ndava wese adozvahwa naMwari anokunda nyika. Uku ndiko kukunda kunokunda nyika iko kutenda kwedu.

Mbani anokunda nyika, kana asiri iyeyo anotenda kuti Jesu ndiye Mwanakomana waMwari?

Imi vana, muri vaMwari, futi mudovakunda, ndava uyo ari mamuri adokuritsa kukunda ari munyika.

No mundo sem ser do mundo

Jesus orou: não peço que os tires do mundo, mas que os guardes do mal. Somos enviados ao mundo como embaixadores do Reino.

Ndidovapasa shoko renyu, nyika ndokuvavenga ndava mbonyikaba, kunge inini ndisiri wonyika.

Ndinonamataba kuti muvabiritse panyika, asi kuti muvachengete kubva kuno uyo adoipa.

Ndinonamataba kuti muvabiritse panyika, asi kuti muvachengete kubva kuno uyo adoipa. Havasi vonyika, fanike inini ndisiri wonyika. Vaitei vatsvene muchokwadi shoko renyu ndiro chokwadi. Kunge kutuma kwamudondiita panyika, saka ndidovatuma kunyika.

Baba vadorurama, kunyange nyika isinai kukuzivai, asi inini ndidokuzivai, futi ava vanoziva kuti mudondituma. Ndidoita kuti vakuzivei, futi ndicharamba ndichiiita kuti muziviwe, kuitira kuti rudo ramudondida naro ruvewo mavari, kuti inini pachangu ndive mavari."

Iye zvino kutongewa kwopasi pano kwasvika, iye zvino muchinda wopasi pano achataihwa kunze,

Ndinokusiirai runyararo, runyararo rangu ndinokupasai. Handikupasei sekupasa kunoita nyika. Mwoyo yenyu mbaireke kutambudzika, futi rekai kucha.

Chizondo choNyika

"Kana nyika ichikuzondai, zivai kuti idondizonda isinati yakuzondai imimi. Dai muri vonyika, nyika yaikudai sevanhu vayene. Asi ndidokusarudzai kubva munyika ino saka hamusi vonyika ndokusaka nyika ichikuzondai.

Sal e luz

Vós sois o sal da terra e a luz do mundo. O cristão transforma o ambiente onde está, sem se conformar com os padrões mundanos.

Muri Mwinyu noChiedza

"Imipa muri mwinyu wonyika, asi kana mwinyu wataya kuvava kwawene kungadzotsehwe tini? Hauchinai kabonyo, saka unotayiwa wotsikiwa novanhu.

Muri chiedza chonyika. Guta riri pagomo rinosvisvikaba.

Iyoyi Nyaya Idonaka youmambo ichaparidziwa kunyika dzese, seuchapupu kumarudzi yese, ipopo kuguma kunobva kwadzosvika.

Anga chii munhu chaanowana kana akawana nyika yese achipfurutsa upenyu hwache? Kana kuti chii munhu chaachapereka chinotsivana noupenyu hwache?

Anga chii munhu chaanowana kana akawana nyika yese achipfurutsa upenyu hwache? Kana kuti chii munhu chaachapereka chinotsivana noupenyu hwache?

"Nhamu kunyika nondava yomiedzo inokonzera vanhu kutadza! Muedzo inofanira kuuya zvayene, asi nhamu kumunhu anoiwuyisa!

Adoti kwavari, "Endai munyika yese koparidza Nyaya Idonaka kuzvisikwa zvese.

Adoti kwavari, "Endai munyika yese koparidza Nyaya Idonaka kuzvisikwa zvese.

Anga munhu akawana nyika yese achitaikihwa noupenyu hwache anenge wawanei?

Não se conformar

Não vos conformeis com este mundo. A religião pura é guardar-se da corrupção do mundo e viver segundo o Espírito de Deus.

Rekai kumbofanana nonyika ino, asi sanduhwai kuburikidza nokuvandudza mufungo wenyu, kuti mukwanise kuraidza nokuziva kuda kwaMwari kudonaka, kunofadza, kudokwana.

Rekai kumbofanana nonyika ino, asi sanduhwai kuburikidza nokuvandudza mufungo wenyu, kuti mukwanise kuraidza nokuziva kuda kwaMwari kudonaka, kunofadza, kudokwana.

Ndava kubva pakusikiwa kwonyika umwari hwache husingaoneke, iro simba rokusingapere roumwari hwache, rinooneka zvidojeka, nokunzvitsitsika kubva pazvinhu zvaadoita, kuitira kuti vanhu vasaye chokunenera.

Ndava kubva pakusikiwa kwonyika umwari hwache husingaoneke, iro simba rokusingapere roumwari hwache, rinooneka zvidojeka, nokunzvitsitsika kubva pazvinhu zvaadoita, kuitira kuti vanhu vasaye chokunenera.

Zvino tinoziva kuti chipi nochipi chinorehwa nomutemo chinoudziwa ivo vari pasi pomutemo, kuti miromo yese inyaradziwe, nonyika yese ive pasi pokutonga kwaMwari.

Kunamata kunotambihwa naMwari Baba sekudochena kusinai tsambwa nghuku, kuchengeta hungwa novajiche pakutambudzika kwavo nokuzvichengeta kubva pakusvipisiwa nonyika.

Kunamata kunotambihwa naMwari Baba sekudochena kusinai tsambwa nghuku, kuchengeta hungwa novajiche pakutambudzika kwavo nokuzvichengeta kubva pakusvipisiwa nonyika.

Nokuti mutsa waMwari udooneka unovigira vanhu vese kuponesewa, unotidzidzisa kuti tirambe kusanamata Mwari nokuchiva zvonyika, kuti tirarame tidobanganuka, tichizvidzora tidorurama, noupenyu hwoumwari munyika ino yanasi,

A batalha espiritual

A nossa luta não é contra carne e sangue. Os poderes do mundo são reais, mas o que está em nós é maior que o que está no mundo.

Ndava tiri kuhwisanaba nonyama nogazi, novatongi, novakuruvakuru, novanomasimba yonyika yorima razvino, nohondo dzomweya idoipa dziri munzvimbo dzomudenga.

Onai kuti hapanai munhu anokufurirai nouchenjeri uye nomashoko yanokunyengedza kusinai nomaturo yese, achitevera tsika dzovanhu, maererano nozvomavambo yomweya yonyika ino zvisiri zvaKhirisitu.

Ndava kunyange tichirarama munyika tinohwaba hondo yonyika,

Zvino tidotambiraba mweya wonyika, asi Mweya unobva kuna Mwari, kuti tinzvitsitse zvipo zvatidopasiwa pachena naMwari.

Muchenjeri ari poi? Mudzidzisi womutemo ari poi? Nyamhoka wanasi ari poi? Anga uchenjeri hwonyika Mwari adohuitaba udzemwa nai?

Ndava sezvo, muuchenjeri hwaMwari, nyika nouchenjeri hwayene idotadza kuziva Mwari, zvidofadza Mwari kuburikidza noudzemwa hwozvatinoparidza kuti aponese vanotenda.

Asi Mwari adosarudza zvoudzemwa munyika kuti anyadzise vadochenjera, Mwari adosarudza zvidovhuwa munyika kuti anyadzise zvidosimba,

Mwari adosarudza zvidoderera nozvinozvidziwa munyika, izvo zvinhu pasina, kuti asaise basa zvinhu zviripo, kuti parege kuva nomunhu angazvikudze pamberi paMwari.

Munhu mbaarege kuzvinyengedza. Kana munhu pakati penyu achifunga kuti adochenjera munguwa ino, mbaave dzemwa kuti ave adochenjera.

ndava hapanai chatidouya nacho panyika, saka hapanai chatinotorawo kubva kwairi. Asi kana tino zvokuja nozvokusimira, tinogutsikana nazvo.

ndava hapanai chatidouya nacho panyika, saka hapanai chatinotorawo kubva kwairi. Asi kana tino zvokuja nozvokusimira, tinogutsikana nazvo.

Pertencemos a Deus

Do Senhor é a terra e tudo o que nela existe. Vivemos neste mundo como peregrinos, desejando a pátria celestial.

Chiedza chochokwadi chinovhenekera vanhu vese changa chichiuya panyika.

Wanga ari panyika, futi nyika idonhadzihwa kuburikidza naiye, asi nyika yacho hainai kumuziva.

Wanga ari panyika, futi nyika idonhadzihwa kuburikidza naiye, asi nyika yacho hainai kumuziva.

Jesu Chiedza Chonyika

Jesu adotaura kwavari pakare achiti, "Ndini chiedza chonyika, uyo anonditevera anofambaba murima, asi achawana chiedza choupenyu."

Mahwai yangu yanonzva dzinga rangu, futi ndinoyaziva, pakamu yanonditevera, futi ndinoyapasa upenyu husingapere, futi yanopfaba, hapanai achadzoyabvuta mujanja rangu.

Zvisinei ndinokunyairirai chokwadi: zvidotonakira imimi kuti ndiende, ndava ndikarega kuenda, Mubatsiri anouyaba kwamuri, asi kana ndikaenda, ndinomutuma kwamuri. Futi kana auya, achakomwesa nyika pamusoro pochitadzo nopamusoro pokururama nopamusoro pokutongewa. Havanai kukohoroka pamusoro pochitadzo, ndava havatendi kwandiri. Havanai kukohoroka pamusoro pokururama, ndava ndinoenda kuna Baba, futi muchandionaba kamu, futi pamusoro pokutongewa, ndava mubati wopasi pano watotongewa.

Kuburikidza nozvakarezvi adotipasa zvivimbiso zvache zvikuru zvinokosha, kuitira kuti kuburikidza nazvo mupukunyuke kubva pahuori huri munyika hunokonzehwa nozvido zvidoipa mukovehwe umwari.

Chokuthanga, munofanira kunzvitsitsa kuti mumazuva yokupedzisira vaseki vachauya vachiseka nokuzvidza. Vachitevera zvido zvavo zvidoipa vachiti, "Chiri poi chivimbiso chokuuya kwache? Ndava chipfiro chidoita madzibaba yedu, zvinhu zvese zviri paugariro hwazvene kubva pachisikihwo!" Vanokangamwa utova kuti matenga nonyika zvanga zviripo kare zvidoitiwa noshoko raMwari, nonyika idoitiwa nomvura uye kubva mumvura, futi kuburikidza nomvura yakareyo nyika yanga iripo idonyudziwa nokuparadziwa. Noshoko ribodzibodziro matenga nonyika zvazvino zvidochengetehwa zuva rokutonga norokuparadziwa kwovanhu vasinai umwari.

Ndava kusuwa kwoumwari kunozvara kupinduka kunouyisa ruponiso pasinai kuzvija mwoyo, asi kusuwa kwonyika kunozvara ipfa.

Hama dzinodiwa, rekai kushamisika kana nyika ichikuzondai.

Tinoziva kuti tiri vache Mwari, futi kuti nyika yese iri pasi posimba roadoipa.

Denga nonyika zvichapfuura asi mashoko yangu yanopfuuraba.

Jesu Khirisitu anogara adodaro nezuro, nasi nokusingapere.

Asi Jesu paadozvinzva adomupindura achiti, "Reka kucha. Tenda basi, achapora."

Ndava kana nokutadza kwomubodzi, ipfa idotonga kuburikidza nomubodziyo, zvichanyanyitsa tini kuti ivo vanotambira chipo chokururamisiwa nonyasha dzidowanda vatonge muupenyu kuburikidza nomubodzi iye Jesu Khirisitu.

Seja o primeiro