Nova aliança
A Nova Aliança é o pacto de graça que Deus estabeleceu através de Jesus Cristo. Diferente da antiga, ela é escrita no coração, mediada pelo sangue de Cristo e acessível a todos.
A profecia da Nova Aliança
Jeremias profetizou uma aliança nova em que Deus escreveria sua lei no coração do povo. Essa promessa se cumpriu em Cristo.
Asi sezvazviri, Khirisitu adowana ushumiri hudonyanyitsa kunaka kukunda hwokare nokuti sungano yaanoreverera idonaka idosimbisiwa nozvivimbiso zvidonakitsa.
Nokuti kana dai chibvumirano chokuthanga changa chisinai chachinonenedzehwa, panga dai pasinai nzvimbo yochibvumirano chochipiri.
Mukunyaira pamusoro poChibvumirano Chitsva anobata Chibvumirano Chokare sechidosakara. Uye chinhu chaakusakara nokuchembera chaakunyangarika.
Zvakarezvi zvidoita kuti Jesu ave chibatiso chochibvumirano chidonakitsa.
Selada com sangue
Jesus instituiu a Nova Aliança na Última Ceia: 'Este cálice é a nova aliança no meu sangue.' Seu sacrifício é definitivo e perfeito.
Ndomwenze pamukombe padopera kuja kwomauro, achiti, "Mukombe uyu udodururiwa nokuda kwenyu ndicho chibvumirano chitsva mugazi rangu.
Ipopo adotora mukombe, paadopereka nhendo adovapasa, achiti, "Imwai kubva pauri mese, ndava rakareri igazi rangu rochibvumirano, rinoteurihwa vazinji kuti varegerehwe zvitadzo.
Ko gazi raKhirisitu adozviita chibairo kunaMwari chisinai zvachinonenedzehwa, chichiitiwa kuburikidza noMweya usingapere, richanyanyitsa tini kunatsa hana dzedu pamabasa yadopfa kuti tishumire Mwari mupenyu!
Nochikonzero chakarechi Khirisitu ndiye murevereri wochibvumirano chitsva, kuitira kuti avo vadodaidziwa vapasiwe chipikihwa chonhaka yokusingapere. Zvino iye adopfa sechibairo chokuvasunungura kubva kuzvitema zvidotadziwa pasi pochibvumirano chokuthanga.
Nokuti pano chibvumirano panofanirawo kuva noipfa yowakareyo adoita chibvumiranocho. Nokuti chibvumirano chinothanga kushanda chete kana paita ipfa yoadochiita, nokuti hachinai masimba kana adochiita achiri mupenyu. Nokudaro kana chibvumirano chokuthanga hachinai kuitiwa pasinai gazi. Nokuti Mozisi paadopedza kunyaira kuvanhu vese maererano nomutemo, adotora gazi rotumhuru norombudzi, pabodzi nomvura noukuse hutsvuku notumathai tokamuti kanonzi hisopi ndokuwazira bhuku pacharo novanhu vese, achiti, "Rakareri ndiro gazi rochibvumirano chamudoraihwa naMwari kuti muchengete."
Nokuti mutemo zvauri mumvuri wozvinhu zvidonaka zvichauya usiri mufananidzo chaiwo wozvinhu zvakarezvi, haupfe wakwanisa kuita kuti vanonyedza papfupi vave vadokwanisiwa nozvibairo zvakarezvo zvavanobaira gore nogore. Manje kana zvanga zvidodaro, dai zvisinai kupera kubaihwa nai, kana vanonamata vanga vadonatsiwa kabodzi zvichipera vangadai vasinai chere kudzonzva mhosva yozvitema zvavo? Asi muzvibairo zvakarezvo munoyeuchidzo yozvitema gore nogore. Nokuti gazi rongunzi norombudzi rinokonaba kubiritsa zvitema.
Reconciliação e vida nova
Pela Nova Aliança somos reconciliados com Deus, trazidos para perto pelo sangue de Cristo e feitos embaixadores da reconciliação.
Saka kana munhu wava muna Khirisitu, wava chisikwa chitsva, zvokare zvapfuura, chokwadi, zvitsva zvauya. Zvese izvi zvinobva kuna Mwari, uyo adotiyananisa kwaari kuburikidza naKhirisitu achibva watipasa ushumiri hwokuyananisa, ndiko kuti, muna Khirisitu Mwari wanga achiyananisa nyika naiye, asingaverengere vanhu kutadza kwavo. Achibva watituma noshoko rokuyananisa. Saka tiri vamiririri vaKhirisitu, Mwari searikupereka chikumbiro chache kuburikidza naisisu. Tinokukumbirai nokuda kwaKhirisitu, kuti yananisiwai naMwari. Mwari adoita kuti uyo wanga asinai chitadzo ave chitadzo nondava yedu, kuti maari tive kururama kwaMwari.
Chakarecho ndicho chivimbo chatinacho kuna Mwari. Hakusi kuti isisu pachedu tidokodzera kuti tive nochatingaite, asi kukodzera kwedu kunobva kuna Mwari, iye adotikwanisa kuti tive vashumiri vochibvumirano chitsva, chisiri chomutemo udonyohwa asi choMweya, ndava mutemo udonyohwa unobaya, asi Mweya unopasa upenyu.
Ubodzi Muna Khirisitu
Saka yeukai kuti kare imipa vokuzvahwa musiri maJudha, muchidaidziwa kuti vasinai kuchecheudziwa naivo vanozvidaidza kuti vokuchecheudziwa, zvinova zvinhu zvidoitiwa nomanja pamuviri. Yeukai kuti panguwa yakareyo manga mudopararanisiwa naKhirisitu, mudokamuhwa muchibiritsiwa kunzvahwa dzovaIzirairi, muri vatohwa kuzvibvumirano nokuno zvidovimbisiwa. Manga musinai tariro futi musinai Mwari panyika. Asi zvino muna Khirisitu Jesu imipa manga muri kurefurefu mudonyedzewa papfupi nogazi raKhirisitu.
Rakareri ndiro rudo, aikona kuti tidoda Mwari, asi kuti iye adotida ndokutuma Mwanakomana wache kuti ave chibairo chozvitadzo zvedu.