Obediência
A obediência a Deus é a resposta natural do amor. Jesus disse: 'Se me amais, guardareis os meus mandamentos.' A obediência abre portas de bênção e nos aproxima do coração de Deus.
Obedecer é melhor que sacrificar
Deus deseja obediência acima de rituais. O sacrifício sem submissão ao Senhor é vazio de significado espiritual.
Asi Pita nonhumwa vadopindura vachiti, "Tinofanira kutetekera Mwari kupinda vanhu.
Isisu tiri pfakazi dzozvinhu zvakarezvi, pabodzi naMweya Mutsvene adopasiwa naMwari kuna ivo vanomutetekera."
Kunyange zvazvene waiva Mwanakomana, adodzidza kuteerera kuburikidza nozvaadotambudzika nazvo, uye adoti wakwanisiwa adodzova muvambi wokuponesewa kusingapere kuno vese vanomutetekera,
Obedecer aos mandamentos de Cristo
Jesus vinculou amor a obediência. Quem ama a Deus guarda seus mandamentos, e seus mandamentos não são pesados.
Jesu Anovavimbisa Mweya Mutsvene
"Kana muchindida, muchachengeta mitemo yangu.
Jesu adomupindura achiti, "Kana munhu achindida, achatetekera kudzidzisa kwangu, futi Baba vangu vachamuda, futi tichauya kwaari toita musha wedu naye.
Nokuti rakareri ndiro rudo raMwari, kuti tichengete mirairo yache. Futi mitemo yache haireme.
Hama vadiwa, kana mwoyo yedu dzisingatipase mhosva, tinochivimbo pamberi paMwari, futi tinotambira kubva kwaari zvese zvatinoruvira, ndava tinochengeta murairo wache tichiita zvinomufadza.
Vavakhi Vodzimba Vairi
"Munondidaidzirei kuti, ‘Ishe, Ishe,’ musingaite zvandinokunyepai?
Adobva waudza vese achiti, "Kana munhu achida kuuya mumasure mangu, mbaazvirambe atore muchinjikwa wache mazuva ese anditevere.
Obedecer e praticar a Palavra
Sejam praticantes da Palavra. Quem ouve e pratica é como o homem sábio que construiu sobre a rocha firme — inabalável.
Rekerai kuzvinyengedza nokundotetekera shoko basi, asi itai zvarinoreva.
Rekerai kuzvinyengedza nokundotetekera shoko basi, asi itai zvarinoreva.
Zviisei ndipo pasi paMwari. Dzivisai jabhurosi, kuti akutizei.
Bênçãos da obediência
A obediência abre caminho de bênçãos e prosperidade. Deus promete vida, saúde e vitória aos que andam em seus caminhos.
Wese anochora umwe womitemo mudikidiki panoyakarei, achidzidzisa vanhu kuita zvakarezvo, achaitiwa mudikidiki muumambo hwokudenga. Asi anoiita achiidzidzisa, achaitiwa mukuru muumambo hwokudenga.
Nokudaro, hama dzangu dzinodikana, mirai mudosimba, pasinai chinokutsukunyutsai, nyanyitsai kuita basa raIshe, muchiziva kuti muna Ishe kushanda kwenyu hakusi kwomahara.
Ndava sezvidoitika kuti kuburikidza nokusateerera kwomunhu mubodzi, vazinji vadoitiwa vatadzi, ndozvazvidoitawo kuti kuburikidza nokuteerera kwomunhu mubodzi, vazinji vachaitiwawo vadorurama.
Mutemo udotodzopindawo kuti kutadza kuwanzikidziwe. Asi padowanda chitema, mutsa dzidosokokerafuti kuwanda,
Submissão e consagração
Apresentar o corpo como sacrifício vivo é o culto racional. A obediência se expressa em submissão, serviço e consagração total a Deus.
Zvibairo Zvipenyu
Nokudaro nokuruvirai hama dzangu nomutsa waMwari kuti mupereke miviri yenyu sechibairo chipenyu, chitsvene, chinofadza Mwari kwakareko ndiko kunamata kwenyu kwopamweya.
Rekai kumbofanana nonyika ino, asi sanduhwai kuburikidza nokuvandudza mufungo wenyu, kuti mukwanise kuraidza nokuziva kuda kwaMwari kudonaka, kunofadza, kudokwana.
Rekai kumboita makhato, asi pisai pamweya, itai shungu dzokushandira Ishe.
Ndava vaye vanotungamihwa noMweya waMwari, ndivo vana vaMwari vakarevo.
Kuva Pasi poVanomasimba
Munhu wese mbaazviise pasi povatongi, ndava hapanai ukuru huripo husinai kumisiwa naMwari. Utongi huripo hudotogadziwa naMwari.
Kuva Pasi poVanomasimba
Munhu wese mbaazviise pasi povatongi, ndava hapanai ukuru huripo husinai kumisiwa naMwari. Utongi huripo hudotogadziwa naMwari. Saka uyo anopandukira vatongi anopandukira kugadza kwaMwari, manje vanhu vadodarovo vari kuzvisorera kutongewa.
kuti nokuda kwaMwari ndiuye kwamuri nomufaro, uye kuti pakati penyu inini naimipa tivandudziwe.
uye ndimi dzese dzipfakaze kuti Jesu Khirisitu ndiye Ishe,
kuti Mwari Baba varumbidziwe.
Sevana vanoteerera, rekai kuumbiwa nozvido zvidoipa zvokusaziva kwamaiva nako kare.
Futi adopindura achiti, "‘Unofanira kuda Ishe Mwari wako nomwoyo wako wese, nomweya wako wese, nosimba rako rese, nokufunga kwako kwese, nokuda muvakhidzani wako sekuda kwaunozviita.’"
Idai Vavengi Venyu
"Asi ndinoti kwamuri imipa munonzva, Idai vavengi venyu, itirai zvidonaka vanokuzondai, ropafadzai vanokushurikidzai, munamatire vanokubatai uyanga.
Hamunai kundisarudza, asi ndidokusarudzai nokukugadzai kuti muende kobereka muchero futi kuti muchero wenyu urambe uripo, kuitira kuti chipi nochipi chamunokumbira Baba muzita rangu, vakupasei chakarecho.