Oportunidades
As oportunidades são dádivas de Deus que exigem sabedoria e prontidão. A Bíblia nos chama a aproveitar o tempo, agir com diligência e não desperdiçar os kairos divinos.
Aproveitando o tempo
Remindo o tempo, porque os dias são maus. O cristão é chamado a reconhecer e aproveitar cada oportunidade com sabedoria.
muchiita zvese zvinodikana panguwa, ndava mazuva yadoipa.
Zvichenjererei pamugariro wenyu novasingatende, shandisai mukana wenyu zvidochenjera.
Tinofanira kuita mabasa yoadondituma kuchiri kweru daipa, usiku huri kuuya, ipopo hapanai anodzokona kushanda.
Saka, pese patinowana mukana, mbatiitei zvidonaka kuvanhu vese, kunyanyitsa kumhuri yovanotenda.
Prontidão e ação
Pregue a Palavra a tempo e fora de tempo. As oportunidades às vezes surgem inesperadamente e exigem decisão imediata.
paridza shoko, gara udogadzirira panguwa idofanira noisinai kufanira, kohorora, tsiura, uye kurudzira, nomwoyo murefu mukuru nokunatsa kudzidzisa.
Pita adoti kwavari, "Pindukai umwe noumwe wenyu aombekewe muzita raJesu Khirisitu kuti murekerehwe zvitema zvenyu, uye muchatambira chipo choMweya Mutsvene.
Zvino uchamirirei? Sumuka uombekewe, usukiwe zvitema zvako, udaidze kuzita rache.’"
Kana iri hama yedu Aporo, ndinomukumbira chaizvo kuti auye kwamuri nodzimwe hama, wanga asingade kuti auye manje. Asi achauya kana wawana mukana.
ndidoitiwa mushumiri woNyaya Idonaka yakarei zvichienderana nochipo chomutsa waMwari chandidopasiwa nokushanda kwomasimba yache.
Ivo vadofara kunzva zvakarezvo ndokuvimbisa kumupasa mari. Nokudaro iye adotsvaga mukana udofanira wokumupandukira nawo.