Ouvir
Ouvir é uma disciplina espiritual essencial. A Bíblia exorta: 'Quem tem ouvidos, ouça.' A fé vem pelo ouvir, e ouvir é mais que escutar — é obedecer e agir.
A fé vem pelo ouvir
Sem ouvir a Palavra, não há fé. A pregação do evangelho gera fé nos corações de quem ouve com disposição e humildade.
Sezvo kutenda kuchiuya nokunzva, nokunzva kunouya nokuparidziwa kwaKhirisitu.
Sezvo kutenda kuchiuya nokunzva, nokunzva kunouya nokuparidziwa kwaKhirisitu.
Anga zvino vanodaidza tini kuna iye wavasinai kutenda kwaari? Pakare vangatende tini muna iye wavasinai kunzva? Ko iko kunzvako vanonzva tini pasinai wavaparidzira?
Anonzeve, mbaatetekere anzve!"
Pavari kuporofita kwaIsaya kuri kuzazisiwa kunoti,
‘Kunzva muchanzva asi musinganzvitsitse,
futi kuona muchaona asi musingaonetsetse,
nokuti mwoyo yovanhu vakareva yatindivara,
nonzeve dzavo dzaneta kunzva
futi vatsinzina meso yavo.
Zvidoitihwa kuti varege kudzoonetsetsa nomeso yavo,
nokunzva nonzeve dzavo,
nokunzvitsitsa nomwoyo wavo,
kuti vatendeukire kwandiri,
kuti ndivaporese.’
Ouvir e obedecer
Não basta ouvir — é preciso praticar. Quem ouve a Palavra e a pratica é como o homem sábio que edificou sobre a rocha.
Rekerai kuzvinyengedza nokundotetekera shoko basi, asi itai zvarinoreva.
Rekerai kuzvinyengedza nokundotetekera shoko basi, asi itai zvarinoreva.
Kunzva noKuita
Hama dzangu dzinodikana, zivai zvinhu zvakarezvi. Munhu wese mbaakurumidze kunzva, achehwe kunyaira futi achehwe kukaripa,
Kunzva noKuita
Hama dzangu dzinodikana, zivai zvinhu zvakarezvi. Munhu wese mbaakurumidze kunzva, achehwe kunyaira futi achehwe kukaripa, ndava ukari hwomunhu hunouyisaba kururama kunodiwa naMwari.
Muvakhi Anonzeru noMuvakhi Dzemwa
"Saka wese anonzva mashoko yangu yakareya achiyaita achafanana nomumhu adochenjera adovakhira imba yache paruware.
Muvakhi Anonzeru noMuvakhi Dzemwa
"Saka wese anonzva mashoko yangu yakareya achiyaita achafanana nomumhu adochenjera adovakhira imba yache paruware. Mvura idona, mafashamu yadouya, duthu ridopupuza ndokurova imba yakareyo. Asi hainai kuwa, ndava yanga idovakhihwa paruware.
Nowese anonzva mashoko yangu yakareya asingayaite achafanana nomunhu dzemwa adovakhira imba yache pajecha. Mvura idona, mafashamu yadouya, duthu ridopupuza richirova imba yakareyo, ichibva yawa. Nokuwa kwayene kudokuritsa peno!"
Asi adomupindura achiti, "Kudonyohwa kuti, ‘Munhu anoraramaba nomazingwa chete, asi noshoko rese rinobirika mumuromo maMwari.’"
Asi adoti, "Vadokomborehwa maninge mbaye vanonzva shoko raMwari nokurichengeta!"
Asi adoti, "Vadokomborehwa maninge mbaye vanonzva shoko raMwari nokurichengeta!"
Zvese zvamudodzidza nozvamudotambira nozvamudonzva nozvamudoona mandiri, itai zvakarezvo, ipopo Mwari worugare achava nemi.
Deus ouve nossas orações
O Senhor ouve os que clamam a Ele de coração sincero. Ele inclina os ouvidos para as nossas súplicas e responde com fidelidade.
Kwakareku ndiko kuvimba kwatinako maari, kuti kana tichikumbira chinhu chipi zvachene chinoenderana nozvaanoda, anotinzva.
Futi tikaziva kuti anotinzva panozvese zvatinomuruvira, tinoziva kuti tava nozvese zvatinokumbira.
Ouvir a voz de Deus
Jesus disse: 'As minhas ovelhas ouvem a minha voz.' Deus fala através da Palavra, do Espírito e das circunstâncias — cabe a nós ouvir.
Mahwai yangu yanonzva dzinga rangu, futi ndinoyaziva, pakamu yanonditevera,
"Ndinokunyairirai zvochokwadi, uyo anonzva Shoko rangu achitenda kuna iyeyo adondituma, anoupenyu husingapere, haauye pakutongewa, asi wabirika muipfa wapinda muupenyu. Ndinokunyepai chokwadi ndichiti, nguwa iri kuuya, izvozvi yatosvika, apo vadopfa vachanzva dzinga roMwanakomana waMwari, futi vacharinzvavo vachararama.
Ona, ndinomira pamusuwo ndichigugudza, kana munhu akanzva dzinga rangu akavhura musuwo, ndichapinda maari ndoja pabodzi naye, iye nainini.
Ona, ndinomira pamusuwo ndichigugudza, kana munhu akanzva dzinga rangu akavhura musuwo, ndichapinda maari ndoja pabodzi naye, iye nainini.
Ko Mwari paanokupasai Mweya wache nokuita minana pakati penyu anozviita nomabasa yomutemo chere, kana nokutenda zvamudonzva?
Sabedoria no ouvir
Seja pronto para ouvir e tardio para falar. A sabedoria começa com a disposição de ouvir instrução e aceitar correção.
Asi panenge pakati pousiku Phauro naSairasi vainamata nokuimbira Mwari zvimbo, uye vamwe vasungwa vanga vachivatetekera.
Saka chese chamudonyaira murima chichanzvika pachiedza, nochamudonyaira kazevezeve mudzimba dzomukati chichaparidziwa pamusoro podzimba."
Kana Munhu Watadza
Kana hama yako yakutadzira, enda komuudza uyanga hwache, muri pauviri hwenyu. Kana akakutetekera, wazviwanira hama yako.
Kana Munhu Watadza
Kana hama yako yakutadzira, enda komuudza uyanga hwache, muri pauviri hwenyu. Kana akakutetekera, wazviwanira hama yako. Asi kana waramba kukutetekera, tora umwe kana vairi muende mese, kuti nyaya yese isimbisiwe noupfakazi hwovairi kana vatatu. Kana akaramba kuvatetekera, zviudze kherekhe, kana akaramba kutetekera nokherekheyo, mutorei kunge wokunze kana muteresi.