Paixão
A Bíblia nos chama a dominar as paixões e desejos da carne. O cristão é chamado a viver pelo Espírito, crucificando as obras da carne e buscando a santidade em tudo.
Crucificar a carne
Os que são de Cristo crucificaram a carne com suas paixões e concupiscências. O domínio próprio é fruto do Espírito Santo.
Futi avo vari vaKhirisitu Jesu vadoroverera unhu hwokare pabodzi nokuchiva kwayene nozvido zvayene.
Upenyu hwoKare noHutsva
Naizvozvo bayai zvinhu zvomunyika zviri mamuri zvinoti: upombwe, notsambwa, nokuchiva, nokuda zvidoipa, nonhafu ndiko kunamata zvifananidzo.
Varanda vaMwari
Vadikani, ndinokukumbiritsai, sevatohwa novarendo, siyanai nozvido zvonyama, zvinohwisana nomweya wenyu.
kuti umwe noumwe adzidze kuzvibata panyama yache muutsvene futi zvinoremekedzeka, aikona mukubatiwa nokuchiva kunge vadotaika vasingazive Mwari,
Tudo para a glória de Deus
Quer comamos, quer bebamos, tudo deve ser feito para a glória de Deus. Devemos fugir das paixões que guerreiam contra a alma.
Saka kana muchija kana kumwa, kana chese chamunoita, itai zvese kuti Mwari akudziwe.
Asi kana vasingakwanise kuzvibata, mbavaroore kana kuroohwa. Ndava hasa kuroora kana kuroohwa panokukangika noshungu.
Nochikonzero chakarechi, Mwari adovasiya vari pakuchiva kunonyadzisa. Zvokuti novakadzi vavo vadotsinhanisa ukama hwochisikihwo vachitora hwavasinai kusikihwa. Nonzira ibodzi bodziyo varume vadosiyawo ukama hudosikiwa kuti huve pakati pavo novakadzi ndokubva vapfiririra kudanana vega vega. Varume vachiita zvisinai mutsigo novarumebiyavo, muunhu hwavo vachitambira mubairo wouyanga hwavo.
Ndava nguwa ichasvika vanhu pavacharamba dzidziso idonaka, asi nondava yonzeve dzinonyeredzera kunzva zvavanoda vachazviunganidzira vadzidzisi vanonyaira zvinoda kunzviwa nonzeve dzavo. Vachasiya kutetekera chokwadi votaika vachitetekera zvinzano.
Pamunokumbira hamutambire, ndava hamukumbirire buya, kundoda kuzvifadza nazvo.