Publicidade

Poder de decisão

Por Bíblia Online

Deus nos deu o poder de escolher. A Bíblia mostra que nossas decisões têm consequências eternas e nos chama a escolher sabiamente — a vida, a fé e o caminho de Deus.

A responsabilidade de escolher

Escolhei hoje a quem servireis. Cada decisão molda nosso destino, e Deus nos convida a escolher o caminho da vida e da obediência.

Ndinoziva mabasa yako, kuti hautonhori kana kupisa. Ndaida kuti hasa waitotonhora kana kupisa! Zvino zvaunondothuma usingatonhore kana kupisa, ndichakusvipura mukamwa mangu.

Decisões e consequências

Deus retribuirá a cada um segundo as suas obras. As Escrituras nos alertam que a mornidão espiritual e a resistência ao Espírito têm consequências sérias.

Mwari achapasa munhu wese maererano nozvaadoita. Avo vano mwoyo murefu pakuita zvidonaka ndivo vanotsvaga kubhwinya, kuremekedzewa nokusapfa, ndivo vaachapasa upenyu husingapere. Asi vaye vanozvitsvagira zvavo vachiramba chokwadi nokutevera zvidoipa, vachaitihwa ukari nohasha.

"Imipa vanhu vomitsipa mikukutu musinai kuchecheudziwa mwoyo nonzeve, munogara muchisvanika Mweya Mutsvene, kunge madzibaba venyu ndomwenze naimipa kamu.

Nokudaro rekai kutaya chivimbo chenyu chinomubairo mukuru. Nokuti munofanira kuva nokutsungirira kuitira kuti mumasure mokuita kuda kwaMwari mupasiwe chipikihwa. Nokuti

"Kwandosara kanguwa kapfupipfupi,

Iye anouya achauya

asingachehwe,

asi adorurama wangu achararama nokutenda,

manje kana akadzokera mumasure,

mweya wangu haufari naye."

Asi hatisi avo vokudzokera kumasure kuti tiparadziwe, asi tiri avo vakutenda kuti vaponese mweya.

Decisão e fé

Decida com fé, entregue seus planos ao Senhor e aja com determinação. Deus guia os passos de quem se achega a Ele de coração.

Kana munhu upi zvache achida kuita kuda kwaMwari, achaziva kana kudzidzisa kwangu kuchibva kuna Mwari, kana kuti ndiri kundonyaira zvangu ndega.

Pita adoti kwavari, "Pindukai umwe noumwe wenyu aombekewe muzita raJesu Khirisitu kuti murekerehwe zvitema zvenyu, uye muchatambira chipo choMweya Mutsvene.

Zviisei ndipo pasi paMwari. Dzivisai jabhurosi, kuti akutizei. Nyedzai papfupi naMwari iye achanyedzawo kwamuri. Shambai manja yenyu, imi vatadzi, chenesai mwoyo yenyu, imi vomufungo miviri.

Graziela Milhorance
1 pessoa deu Amém
Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-07-05_19-25-13-