Poder
O poder de Deus opera nos que creem. A Bíblia revela que o cristão recebe poder do alto para viver, servir e vencer — não por força própria, mas pelo Espírito de Deus.
Poder do Espírito Santo
Jesus prometeu que seus seguidores receberiam poder ao descer sobre eles o Espírito Santo. Esse poder capacita para testemunho e serviço.
Asi muchatambira simba kana Mweya Mutsvene wauya pamusoro penyu, ipopo muchava pfakazi dzangu paJerusarema, nopaJudhiya rese, nopaSamariya, kusvikira kudoperera nyika."
Ndava Mwari haanai kutipasa Mweya wokucha, asi Mweya wosimba noworudo nowokuzvidzora.
Onai, ndidokupasai chikuriri chokutsika pamusoro ponyoka nomarize, kuti muve pamusoro pomasimba yese yomuvengi, futi hapanai chichakukuwadzai.
Poder na Palavra e na fé
A Palavra de Deus é viva e eficaz, mais cortante que espada de dois gumes. O poder não está em palavras, mas na demonstração do Espírito.
Nokuti shoko raMwari ripenyu futi rinoshanda, ridopinza kukunda bakatwa rinocheka nonhivi dzese, rinojunga kusvika panopararana mwoyo nomweya, nomapfundo nomwongo, uye rinotonga ndangariro nozvido zvomwoyo.
Ndava umambo hwaMwari hahusi mukutaura asi musimba.
Zviratidzo izvi zvichatevera vanotenda, vachadzinga mweya idoipa muzita rangu, vachanyaira mitauro mitsva. Vachabata nyoka, kana vakamwa nduru inobaya, ichavakuwadzaba, vachaisa maoko yavo pamusoro povanohwara, vahwerevo vopora."
Chokwadi ndinokunyepai, uyo anotenda kwandiri achaitawo mabasa yandinoita, futi achaita mabasa yadokuritsa kukunda yakareya, ndava ndinoenda kuna Baba.
Fortalecidos pelo Senhor
Tudo posso naquele que me fortalece. O cristão encontra poder não em si mesmo, mas na força do Senhor e na sua armadura espiritual.
Ndinoita zvese kuburikidza naiye anondipasa simba.
Zvombo Zvese Zvokuhwa zvaMwari
Pakupedzisira, ivai mudosimba muna Ishe pakare mova mumasimba yache makuru.
Simbisiwai nosimba rese, maererano nosimba rokubhwinya kwache, nokuda kwokutsungirira kwese nomwoyo murefu, mova nomufaro,
Zviisei ndipo pasi paMwari. Dzivisai jabhurosi, kuti akutizei.
Iye adomuka ndokubva wadzuma duthu, ndokukaruza gungwa achiti, "Dekhadzika urose!" Ipopo duthu ridomira, ndokubva kwadekhara. Adobva wati kwavari, "Indava yei muchicha zvidodai, hamunai kutenda nai?"
Ipopo vadocha zvidokungudza ndokubva, vanyairirana vachiti, "Anga munhu wakareyu mbani, anototeerehwa noduthu nogungwa?"