Publicidade

Recompensa

Por Bíblia Online

Deus recompensa os que o buscam com fé. A Bíblia está repleta de promessas de recompensa para os fiéis, os generosos, os perseverantes e os que servem ao Senhor de todo coração.

Deus recompensa a fé

Sem fé é impossível agradar a Deus, porque quem dele se aproxima precisa crer que Ele existe e recompensa os que o buscam diligentemente.

Uye kana pasinai kutenda hazvikwanisike kumufadza. Nokuti wese anonyedza papfupi naMwari anofanira kutenda kuti iye aripo uye kuti anopasa mibairo vakarevo vanomutsvagitsitsa.

Kuedzewa

Adokomborehwa munhu anotsungirira pamuedzo, ndava kana wakunda pakuedzewa achatambira korona youpenyu idovimbisiwa naMwari kuno avo vanomuda.

Kana panoumwe wenyu anosaya uchenjeri, mbaakumbire Mwari, anondopereka zvidotambanuka kuvanhu vese uye asingatsvage mhosva, achahupasiwa.

Ruvirai, Tsvagai, Gugudzai

"Kumbirai, muchapasiwa, tsvagai, muchawana, gugudzai, muchazururihwa.

Nokudaro ndinoti kwamuri, chese chamunoda mukachinamatira nokutenda kuti matochitambira, muchachiwana.

Recompensa pelo serviço

O Senhor vê cada ato de fidelidade e promete galardão aos que servem com dedicação. O servo bom e fiel será honrado.

Tenzi wache adoti kwaari, Hekani, muranda adonaka adotendeka, udova adotendeka pazvishoma, ndichakuita mukuru pazvizinji. Pinda mumufaro watenzi wako.

Zvese zvamunoita shandai nomwoyo wese, semuri kushandira Ishe musingaitire vanhu, muchiziva kuti kubva kunaIshe muchapasiwa mubairo wonhaka ndava ndiIshe Khirisitu wamuri kushandira.

Nokudaro, hama dzangu dzinodikana, mirai mudosimba, pasinai chinokutsukunyutsai, nyanyitsai kuita basa raIshe, muchiziva kuti muna Ishe kushanda kwenyu hakusi kwomahara.

Mbatirekei kuneta pakuita zvidonaka, ndava nguwa yazvene ikakwana tichakohwa peno, kana tisingaore mwoyo.

Asi vazinji vari vokuthanga vachava vokupedzisira, novazinji vokupedzisira vova vokuthanga.

Mwari achapasa munhu wese maererano nozvaadoita.

Generosidade e provisão

Quem dá com generosidade receberá em abundância. Deus supre todas as necessidades segundo as suas riquezas em glória.

Pasai, naimipa muchapasiwawo. Mhimo idonaka, idotsindihwa, idozunguzihwa, inomupororo, ichadururihwa pabuthu penyu. Nokuti mhimo yamunopasa ndiyo mhimo yamuchadzotsehwawo."

Futi kana mukaitira zvidonaka kuno avo vanokuitirai zvidonaka, munowana mubairo wei? Ndava novatadzi vanoita zvibodzibodzizvo!

Poresai vahwere, mutsai vadopfa, natsai vomabobo, dzingai mashave. Mudopasiwa mahara, perekai mahara.

Uye Mwari anogona kukupasai ropafadzo rese ridowanda, kuti pazvinhu zvese nopanguwa dzese muve nozvidokwana zvichiwanziwa pakuita basa rese ridonaka.

O que Deus reservou para os seus

Olhos não viram, ouvidos não ouviram o que Deus preparou para os que o amam. Suas recompensas eternas superam toda imaginação.

Asi semanyorehwo yazvidoitiwa kuti,

"Zvisinai ziso ridoona, kana nzeve idonzva,

kana kuthanga kufungika mumwoyo womunhu,

ndizvo Mwari zvaadogadzirira vanomuda."

Muve nomeso yomwoyo yadopengenuka, kuti muzive zvidoita tariro yamudodaidzihwa, nozvidoita upfumi kwonhaka inobhwinya yokugara kwache muvatsvene,

Kudaidza kwaMwari noSarudzo

Masimba yache youmwari yadotipasa zvese zvatinoda muupenyu hwoumwari kuburikidza nokumuziva iye adotidaidza nokubhwinya nokunaka kwache.

Iko kugurupira hakutinyadzise ndava Mwari adodurura rudo rache mumwoyo yedu kuburikidza noMweya Mutsvene waadotipasa.

Iye asinai kana kurambira Mwanakomana wache, asi adomupereka nokuda kwedu tese, angareke tini kutipasawo zvinhu zvese pabodzi naye?

asi wese anomwa mvura yandichamupasa anodzonzvaba nyota pakare. Mvura yandichamupasa ichava maari chithubu chinobirika mvura inothubukira kuupenyu husingapere."

Kusvika ipopa hamusati makumbira chinhu muzita rangu, kumbirai, muchapasiwa, kuti mufaro wenyu uzare.

Zvisinei ndinokunyairirai chokwadi: zvidotonakira imimi kuti ndiende, ndava ndikarega kuenda, Mubatsiri anouyaba kwamuri, asi kana ndikaenda, ndinomutuma kwamuri.

saka ndinomhanya ndidonanga padotariwa kuitira kuti ndipasiwe mubairo wokumusoro wandidodaidzihwa naMwari muna Khirisitu Jesu.

Buscar, pedir, perseverar

Jesus ensinou: pedi e recebereis, buscai e achareis. Deus se alegra em dar boas dádivas aos seus filhos que pedem com fé.

Vadokomborehwa vanonzara nonyota yokururama,

ndava vachagutsiwa.

Saka kana muchipereka ruyamuro, rekai kuti zvizikane, fanike zvinoitiwa novanyengeri mumasinagoge nomumigwagwa, kuti varumbidziwe novanhu. Chokwadi ndinoti kwamuri, vatotambira mubairo wavo.

Asi kana maakunamata, pindai mumba menyu mukwedekere sasa, monamata kuna Baba venyu ari padohwanda. Ivo Baba vako vanoona padohwanda vachakupasa mubairo peno.

Contentamento e eternidade

A verdadeira recompensa está na vida que Deus dá. O presente do trabalho, a satisfação no labor e a alegria no Senhor são dádivas de Deus.

Kurarama noKutenda

Saka hatiori mwoyo. Kana munhu wedu wokunze achiperezeka zvache, munhu wedu womukati anovandudziwa zuva nozuva.

Saka zvininipisei, pasi pojanja raMwari romasimba, kuti akusumudzirei panguwa idofanira.

Zvininipisei pamberi paIshe, iye achakukwiridzirai.

Ndava mubairo wochitema ipfa, asi chipo chaMwari, upenyu husingapere muna Khirisitu Jesu Ishe wedu.

Kana muri imi, kuzodzewa kwamudoitiwa naiye kunogara mamuri, futi munodaba kuti pave noangakufundisei. Asi sezvamunofundisiwa zvinhu zvese naiko kuzodzewako, kuri kwochokwadi, aikona kwomabhwodo, sezvakudokufundisai, garai maari.

Isisu tiri pfakazi dzozvinhu zvakarezvi, pabodzi naMweya Mutsvene adopasiwa naMwari kuna ivo vanomutetekera."

Seja o primeiro
Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-07-05_19-25-13-