Sacrifício
O sacrifício é o coração do evangelho. Jesus entregou tudo por nós na cruz, e somos chamados a oferecer nossas vidas como sacrifício vivo, agradável a Deus.
O sacrifício supremo de Cristo
Jesus deu a própria vida como resgate por muitos. Seu sacrifício na cruz é o ato supremo de amor de toda a história — o Justo morrendo pelos injustos.
Nokuti naiyewo Mwanakomana woMunhu haanai kuuya kudzoshumihwa asi kudzoshumira nokupasa upenyu hwache kuti ruve rudzikinuro rovazinji."
ndomwenze iye Mwanakomana woMunhu asinai kuuya kudzoshumihwa, asi kudzoshumira, nokupereka upenyu hwache kuti huve rudzikinuro rovazinji."
"Onai, tiri kuenda kuJerusarema, uye Mwanakomana woMunhu achaperekewa kuvaprista vakuru novadzidzisi vomurairo, ivo vachamutongera ipfa, vomupereka kuno voDzimwe Ndudzi kuti vamunyadze nokumurova vodzomurovera pamuchinjikwa, iye wodzomutsiwa nozuva rochitatu."
Vadomusunhura, vachimusimidza jasi ritsvuku, ndokuruka korona yominzva vachimudzika mumusoro mache, vachimubatisa tsanga mujanja rache roruji. Vadopfugama pamberi pache zvomusese, vachiti, "Moroi mambo wovaJudha!"
Ipopo Jesu adodaidzira nodzinga rikuru achiti, "Baba, ndinoisa mweya wangu mumaoko yenyu!" Paadondotaura zvakarezvo adobva warosa.
Hapanai anorudo rinokunda rakareri, rokuti munhu anopfira shamwari dzache.
Munoona, panguwa idofanira, patanga tisinai simba, panguwa idofanira, Khirisitu adopfira vanyangadzi.
O cordeiro sem defeito
Cristo nos resgatou com seu sangue precioso, como cordeiro sem defeito. Ele se ofereceu uma vez por todas para tirar os pecados do mundo.
Ndava munoziva kuti hamunai kudzikinuhwa nozvinoparara zvinenge sirivha kana ndarama kubva munzira dzenyu dzisinai nomusoro wese dzamudosiihwa nomadzibaba yenyu, asi nogazi rinokosha raKhirisitu, kunge rohwayana risinai chinoshoreka kana dondorozi.
nokudarowo Khirisitu, zvaadoitiwa chibairo kabodzi kuti atakure zvitema zvovadowanda, achadzooneka kwochipiri, aikona kudzotakura zvitema asi kudzoponesa vakarevo vari kumirira noshungu kudzoka kwache.
Ko gazi raKhirisitu adozviita chibairo kunaMwari chisinai zvachinonenedzehwa, chichiitiwa kuburikidza noMweya usingapere, richanyanyitsa tini kunatsa hana dzedu pamabasa yadopfa kuti tishumire Mwari mupenyu!
asi kana tichitekaira muchiedza, fanike iye pachake ari muchiedza, tinowadzana pachedu, futi gazi raJesu Mwanakomana wache rinotinatsa pazvitema zvese.
Zvandidotambira zvinokosha ndizvo zvandidokupasai pakuthanga zvokuti: Khirisitu adopfira zvitema zvedu maererano noMagwaro, kuti adovigiwa, uye kuti adomutsiwa nozuva rochitatu zviri maererano nomagwaro,
futi tekairai murudo, sekudiwa kwatidoitiwa naKhirisitu ndokuzvipira nondava yedu, kunge chipiriso chohwema hunonushira kuna Mwari.
iye adozvipa nokuda kwedu kuti atidzikinure kubva pazvidoipa zvese kuti azvinatsire vanhu vache chaivo, vanoshingairira mabasa yadonaka.
Nosso sacrifício em resposta
Movidos pelo amor de Cristo, somos chamados a oferecer nossas vidas, nossos bens e nosso serviço como sacrifício vivo. Deus se agrada da entrega generosa.
Rekai kumbopereka nhengo dzomuviri wenyu kuchitema kuti imbova midziyo yokuitisa zvidoipa, asi riperekei kuna Mwari, sevanhu vadobiritsiwa paipfa vachiisiwa muupenyu, mboperekai nhengo dzomiviri yenyu kuna Mwari kuti ive midziyo yokururama.
Nokuti wese anoda kuchidza upenyu hwache achataikihwa nahwo, nowese anotaikihwa noupenyu hwache nokuda kwangu, achahuchidza.
Endai kodzidza kuti zvakarezvi zvinorevei, ‘Ndinoda tsitsi, aikona chibairo.’ Ndava ndidouyaba kudzodaidza vadorurama, asi vatadzi."
Iye asinai kana kurambira Mwanakomana wache, asi adomupereka nokuda kwedu tese, angareke tini kutipasawo zvinhu zvese pabodzi naye?
Zvino adoti, "Baba vangu, zvinhu zvese zvinokwanisika kwamuri, biritsai mukombe wakareyu kwandiri. Mbakurege kuva kuda kwangu asi kuda kwenyu."
Asi handiverenge upenyu hwangu kuti ndohwomhando kana hudokosha kwandiri, ndinondoda kupedzisa hwendo hwangu basi noushumiri hwandidotambira kubva kunaIshe Jesu, kupa chapupu kunhau idonaka yonyasha dzaMwari.