Salvação
A salvação é a obra suprema de Deus. Pela graça, mediante a fé, somos salvos — não por obras, para que ninguém se glorie. É o presente mais precioso que a humanidade pode receber.
A salvação pela graça
A salvação é dom de Deus, não resultado de esforço humano. Somos justificados pela fé em Cristo Jesus e reconciliados com Deus pelo seu amor.
Nokuti mudoponesewa nomutsa kuburikidza nokutenda, zvisingabve kwamuri, asi nzvochipo chaMwari peno, nzvomabasaba, kuti kureke kuva nomunhu anozvikudza.
adotiponesa aikona nokuda kwomabasa yadonaka yatidoita, asi nokuda kwomutsa wache adotiponesa nonzira yokushambidza kwokuzvahwa patsva nokuvandudziwa naMweya Mutsvene,
iye adotiponesera upenyu hutsvene— nokudaidza kutsvene, aikona nondava yozvatidoita, asi nokuda kwochinangwa chache nomutsa waadotipasa karekare muna Khirisitu Jesu.
Simba roVhangeri
Handinyare kuparidza vhangeri nokuti isimba raMwari rokuponesa anotenda: kuthanga nomuJudha tevere wodzimwe Ndudzi.
Nokuti vese vadotadza vadoperevera kusvika pakubhwinya kwaMwari.
Ndava zvikukutu kuti munhu apfire munhu adorurama, kana nepo umwe angade zvache kupfira adorurama. Asi Mwari anonangidza rudo rake kwatiri pakuti, patanga tichiri vatadzi Khirisitu adotipfira!
Ndava mubairo wochitema ipfa, asi chipo chaMwari, upenyu husingapere muna Khirisitu Jesu Ishe wedu.
O caminho da salvação
Quem confessa Jesus como Senhor e crê em sua ressurreição será salvo. A fé em Cristo é o único caminho para a salvação.
Nokuti kana uchipupura nomuromo wako kuti Jesu ndiye Ishe pakare uchitenda mumwoyo mako kuti Mwari adomumutsa kubva kuvadopfa, uchaponesewa. Ndava unotenda nomwoyo ndokuti ururamisiwe, pakare unopupura nomuromo wako woponesewa.
Ndava unotenda nomwoyo ndokuti ururamisiwe, pakare unopupura nomuromo wako woponesewa.
Ivo vadoti, "Tenda muna Ishe Jesu, uchaponesewa, iwewe novoimba yako."
Ivo vadoti, "Tenda muna Ishe Jesu, uchaponesewa, iwewe novoimba yako."
Uye hapanai ruponiso kunoumwe, nokuti hapanai rimwe zita pasi podenga ridopasiwa pakati povanhu, ratingaponesewe naro."
Zvino wese anodaidza kuzita raIshe achaponesewa.’
Jesu adoti kwaari, "Ndini nzira, nochokwadi, noupenyu, hapanai anouya kuna Baba, asi nopandiri.
Nokuti Mwari adoditsa nyika zvokutoipasa Mwanakomana wache mubodziyo, kuti wese anotenda kwaari areke kupfa, asi ave noupenyu husingapere.
Asi vese vadomutambira, vaye vadotenda muzita rache, adovapasa simba rokuva vana vaMwari,
Nova vida em Cristo
Quem está em Cristo é nova criação. A salvação não é apenas perdão, mas transformação completa — de dentro para fora, para a glória de Deus.
Saka kana munhu wava muna Khirisitu, wava chisikwa chitsva, zvokare zvapfuura, chokwadi, zvitsva zvauya.
Jesu adomupindura achiti, "Ndinokunyepa chokwadi, munhu haangaone umambo hwaMwari kusiya kwokunge watozvariwa pakare."
achibva wati, "Chokwadi ndinoti kwamuri kana, musingasanduke muchiita kunge vana, munopindaba muumambo hwokudenga.
Kana tikareurira zvitadzo zvedu, iye adotendeka futi adorurama, saka anotiregerera zvitadzo zvedu nokutinatsa pazvese zvisinai kururama.
Ishe anochehwaba pachivimbiso chache semanzvitsitsiro yovamwe vanoti nghuchehwa, asi anomwoyo murefu nemi, anodaba kuti pawane anoparara, asi kuti vese vasvike pakupinduka.
Ona, ndinomira pamusuwo ndichigugudza, kana munhu akanzva dzinga rangu akavhura musuwo, ndichapinda maari ndoja pabodzi naye, iye nainini.
Segurança eterna
O crente tem a certeza da salvação. Ninguém pode arrebatar da mão de Deus aqueles que Ele chamou, justificou e glorificou.
futi ndinoyapasa upenyu husingapere, futi yanopfaba, hapanai achadzoyabvuta mujanja rangu.
Uyo anotenda kuMwanakomana anoupenyu husingapere, uyo asingatetekere Mwanakomana haazoona upenyu, asi ukari hwaMwari huchagara pamusoro pache.
Kana zvenyu musinai kumuona, munomuda, kana zvenyu musiri kumuona manje, munotenda kwaari uye mudozara nomufaro mukuru usingataurike, ndava muri kutambira zvinobva pakutenda kwenyu, iro ruponiso romweya yenyu.
Anotenda achiombekewa anoponesewa, asi asingatende achatongewa.
A salvação presente e futura
A salvação é passada (justificação), presente (santificação) e futura (glorificação). Deus nos salva, nos guarda e nos conduz à vida eterna.
Nokuti mutsa waMwari udooneka unovigira vanhu vese kuponesewa, unotidzidzisa kuti tirambe kusanamata Mwari nokuchiva zvonyika, kuti tirarame tidobanganuka, tichizvidzora tidorurama, noupenyu hwoumwari munyika ino yanasi,
Zvochokwadi, pasi pomutemo zvinhu zvinenge zvese zvinochenesewa nogazi, uye pasinai kudeuka kwogazi hapanai kurekerehwa kwozvitema.
nokudarowo Khirisitu, zvaadoitiwa chibairo kabodzi kuti atakure zvitema zvovadowanda, achadzooneka kwochipiri, aikona kudzotakura zvitema asi kudzoponesa vakarevo vari kumirira noshungu kudzoka kwache.
Ndava kana pataiva mhandu dzaMwari, tidoyananisiwa naye kuburikidza noipfa yoMwanakomana wache, ko kudzoti tatoyananisiwa, tichakungudza zvidoita tini kuponesewa noupenyu hwache!
Nokuti vese zvavanopfa muna Adhamu, ndomwenze kamu muna Khirisitu vese vachava vapenyu.
Nada é impossível para Deus
Aos homens é impossível, mas para Deus tudo é possível. Ele deseja que todos sejam salvos e cheguem ao conhecimento da verdade.
Zvino Jesu adovanangara ndokuti, "Kuvanhu, zvinokwanisikaba, asi naMwari zvinokwanisika."
Asi adoti, "Zvisingakwanisiki kuvanhu kuna Mwari zvinokwanisika."
Ndava Mwanakomana woMunhu adouya kotsvaga nokuponesa chidotaika."
Ndava izvozvo ndizvo zvatidoraihwa naIshe, achiti,
‘Ndidokumisa kuti uve chiedza choyamwe Marudzi,
kuti uendese ruponiso kumigumo yonyika.’"
Musuwo Udosvanika
"Pindai nomusuwo udosvanika, ndava musuwo udophanyuka nonzira idoreruka kutekaira inoenda pakuparadziwa, novanopinda nayo mbazinji Nokuti musuwo udosvanika nonzira inonetsa, inoenda kuupenyu, vanoiwana mbashoma."
Hamuzive nai kuti vasinai kururama havaji nhaka youmambo hwaMwari? Rekai kunyengedzewa, mhombo, kana vanamati vozvifananidzo, kana mahure, kana ngochani, kana mbavha, kana vanonhafu, kana vanoraradza, kana vanoguhwa, kana matsotsi vanojaba nhaka youmambo hwaMwari.
Jesu adoti kwaari, "Kutenda kwako kwakuporesa, chienda."
Kabodzi nokabodzi adoona, ndokumutevera munziramo.