Santa ceia
A Santa Ceia é uma das ordenanças mais sagradas da igreja cristã. Instituída por Jesus na última noite antes da crucificação, ela celebra seu sacrifício e proclama sua morte até que Ele volte.
A instituição por Jesus
Na noite em que foi traído, Jesus tomou o pão e o cálice, deu graças e os compartilhou com os discípulos, dizendo: 'Fazei isto em memória de mim.'
Chirairo chaIshe
Zvino pavanga vachija, Jesu adotora zingwa, achiropafadza, ndokurikomora, achiripasa vadzidzi achiti, "Torai muje, wakareyu muviri wangu."
Ipopo adotora mukombe, paadopereka nhendo adovapasa, achiti, "Imwai kubva pauri mese, ndava rakareri igazi rangu rochibvumirano, rinoteurihwa vazinji kuti varegerehwe zvitadzo.
Chirairo chaIshe
Vari pakuja daipo Jesu adotora zingwa achiriropafadza. Adorikomora komora achiripasa vadzidzi vache achiti, "Torai, uyu muviri wangu."
Adotora mukombe, ndokutenda, adovapasa vachimwa vese pauri. Adoti kwavari, "Aya magazi yangu yochibvumirano yanoteurihwa vazinji. Chokwadi ndinokuudzai kuti ndichamwaba kamu muto womazambiringa kusvikira zuva iro randinozoumwa wava mutsva muumambo hwaMwari."
Futi adotora zingwa, paadorinamatira adorikomora ndokuvapasa achiti, "Uyu muviri wangu unopasiwa kwamuri. Itai zvakarezvi muchindifunga." Ndomwenze pamukombe padopera kuja kwomauro, achiti, "Mukombe uyu udodururiwa nokuda kwenyu ndicho chibvumirano chitsva mugazi rangu.
O significado espiritual
A Ceia é participação no corpo e no sangue de Cristo. Jesus ensinou que quem come de sua carne e bebe de seu sangue tem a vida eterna.
Ndini zingwa ripuma ridoburuka kubva kudenga, wese zvache anoja zingwa rakareri, anochira nokusingapere, futi zingwa randichapasa, kuitira kuti nyika iwane upenyu ndiwo muviri wangu."
Saka Jesu adoti kwavari, "Chokwadi ndinokunyepai kuti, kusiya kwokuti matoja muviri woMwanakomana woMunhu nokumwa gazi rache, hamunai upenyu mamuri, uyo anoja muviri wangu nokumwa gazi rangu ano upenyu husingapere, futi ndichamumutsa nozuva rokupedzisira, nokuti muviri wangu chikafu chaicho, pakare gazi rangu nyhokumwa chaicho. Uyo anoja muviri wangu nokumwa gazi rangu anogara mandiri, nainini maari. Fanike Baba vapenyu vadondituma, inini ndinorarama nokuda kwaBaba, saka uyo anondija achararama nokuda kwangu. Iri ndiro zingwa ridouya kubva kudenga, risinai kufanana noridojiwa nomadzibaba vadodzopfa, uyo anoja zingwa rakareri anochira nokusingapere."
paadopereka nhendo, adorikomora, achiti, "Uyu muviri wangu udopasiwa imimi. Itai zvakarezvi muchindiyeuka." Nzvibodzibodzizvo nomukombe, vabva kuja chijo, adoti, "Mukombe uyu chibvumirano chitsva mugazi rangu. Itai zvakarezvi, pese pamunoumwa, ndiyeukei."
Ndava pese pamunoja zingwa rakareri nokumwa mukombe, munoparidza ipfa yaIshe kusvikira wauya. Manje wese, anoja zingwa kana kumwa mukombe waIshe nomutoo usingakodzere achava nomhosva yokutadzira muviri nogazi raIshe. Munhu mbaazviwongorore, wodzoja zingwa nokumwa pamukombe.
Ndava pese pamunoja zingwa rakareri nokumwa mukombe, munoparidza ipfa yaIshe kusvikira wauya.
A prática da Igreja
Desde os primeiros cristãos, a Ceia do Senhor é parte fundamental da vida comunitária da Igreja, celebrada com reverência e exame de consciência.
Vadozvipira kudzidziso dzonhumwa nopakuwadzana, nopakukomora mazingwa, nopaminyengetero.
Kubvakacha kwokupedzisira kwaPhauro paTiroasi
Zvino nomusi wokuthanga kwosondo, patidoungana pabodzi kuti timepfure mazingwa, Phauro adotaura kwavari, achida kudzoenda mangwanachimuka. Adopindiridza kunyaira kwache kusvika pakati pousiku.
Zvino adodzogarikika navo kuti vaje, adotora mazingwa, ndokuropafadza, ndokukomora achibva wavapasa.
Manje wese, anoja zingwa kana kumwa mukombe waIshe nomutoo usingakodzere achava nomhosva yokutadzira muviri nogazi raIshe. Munhu mbaazviwongorore, wodzoja zingwa nokumwa pamukombe. Ndava ani zvache anoja nokumwa nokusacherechedza muviri waIshe anoja nokumwira kuti azvitorere kutongewa.