Santidade
A santidade é o chamado supremo de Deus para o seu povo. 'Sede santos, porque eu sou santo' — essa ordem ressoa por toda a Escritura, convidando-nos a uma vida separada para Deus.
O chamado à santidade
Deus nos escolheu antes da fundação do mundo para sermos santos. A santificação é sua vontade expressa e nosso destino em Cristo.
Asi saiye mutsvene adokudaidzai, ivaiwo vatsvene pamuitiro wenyu wese, ndava kudonyohwa kuti, "Ivai vatsvene, ndava inipano ndiri mutsvene."
Asi saiye mutsvene adokudaidzai, ivaiwo vatsvene pamuitiro wenyu wese, ndava kudonyohwa kuti, "Ivai vatsvene, ndava inipano ndiri mutsvene."
Sezvaadotisarura kuti tive maari nyika isinati yavapo.
Kuti tive vatsvene murudo tisinai chatinopomehwa pamberi pache.
Nokuti ikoku ndiko kuda kwaMwari, kuva kwenyu noutsvene, kuti mutsemberefuti upombwe, kuti umwe noumwe adzidze kuzvibata panyama yache muutsvene futi zvinoremekedzeka, aikona mukubatiwa nokuchiva kunge vadotaika vasingazive Mwari, kuti pareke kuva noanotadzira hama yache pachinhu chakarechi kana kuita dzawira mutsvanda kuhama kana hanzvadzi. Ndava Ishe ndiye mutsiidzi pazvinhu zvese zvakarezvi, sezvatidogara takuchenjedzai zvidosimba. Nokuti Mwari haanai kutidaidzira kuutsambwa, asi kuupenyu hutsvene.
iye adotiponesera upenyu hutsvene— nokudaidza kutsvene, aikona nondava yozvatidoita, asi nokuda kwochinangwa chache nomutsa waadotipasa karekare muna Khirisitu Jesu.
O Deus santo
O Senhor é santo em toda a sua natureza. O universo testemunha sua santidade, e os anjos proclamam: Santo, Santo, Santo.
A prática da santidade
A santidade se expressa em pensamentos puros, ações corretas e separação do pecado. É um processo contínuo de purificação e dedicação a Deus.
Tsvagai kuva norugare novanhu vese, uye noutsvene nokuti kunze kwahwene hapanai achaona Ishe.
Tsvagai kuva norugare novanhu vese, uye noutsvene nokuti kunze kwahwene hapanai achaona Ishe.
Vadikani vangu, sezvo tino zvivimbiso zvakarezvi, mbatizvisukei kubva patsambwa yese inosvipisa muviri nomweya, tiite utsvene hudokwana mukucha Mwari.
Vadikani vangu, sezvo tino zvivimbiso zvakarezvi, mbatizvisukei kubva patsambwa yese inosvipisa muviri nomweya, tiite utsvene hudokwana mukucha Mwari.
Asi manje mudosununguhwa kubva pachitema muchiva varanda vaMwari, chamunowana apa utsvene nochinobuda pakarepo upenyu husingapere.
Zvakarezvo ndiri kuzvinyaira mumashoko yadopepuka nondava yokusaya simba kwenyu. Sezvamaiita pakupereka nhengo dzomiviri yenyu kuva varanda votsambwa nouipi hunogara huchiingidzika, nonzira yakareyo perekai nhengo dzenyu kukururama kunoisa kuutsvene.
Nokudaro nokuruvirai hama dzangu nomutsa waMwari kuti mupereke miviri yenyu sechibairo chipenyu, chitsvene, chinofadza Mwari kwakareko ndiko kunamata kwenyu kwopamweya.
Ndiri kukukumbiritsai, hama, chenjererai vapesanisi vanouyisa zvigumbu, zvichipesana nodzidziso yamudodzidza, taramukanai navo.
Asi upombwe noutsambwa hwese kana nhafu mbazvirege kunzvika kuti zviri pakati penyu, mbapandova nozvidokodzera pakati povatsvene.
Asi upombwe noutsambwa hwese kana nhafu mbazvirege kunzvika kuti zviri pakati penyu, mbapandova nozvidokodzera pakati povatsvene.
Sunhurai unhu hwokare hunova hwomararamiro yokare yadoora nondava yokuchiva kunofurira, moitiwa vatsva mumweya nomupfungwa dzenyu, mosimira unhu hutsva, hudosikiwa mumufananidzo waMwari mukururama kwochokwadi noutsvene.
Naimimiwo, kare manga muri varendo novapanduki mupfungwa dzenyu, nondava yomabasa yenyu yadoipa, asi manje adokuyananisai mumuviri wache wonyama nokupfa kwache, kuti akuisei pamberi pache muri vatsvene musinai mhosva kana chamunganenedzehwe, ndokunge marambira pakutenda, mudogadzikana nokumira mudosimba, musingabiritsiwe patariro yovhangeri ramudonzva, ridoparidzihwa zvisikwa zvese pasi podenga, iro randidoitiwa mushumiri warene inipano, Phauro.
A Palavra que santifica
Jesus disse: 'Santifica-os na verdade; a tua palavra é a verdade.' A Bíblia é o instrumento de Deus para nos purificar e transformar.
Vaitei vatsvene muchokwadi shoko renyu ndiro chokwadi.
Templo do Espírito Santo
Nosso corpo é templo de Deus. Devemos honrá-lo com santidade, guardando mente e coração e buscando a semelhança com Cristo.
Munozivaba nai kuti muri imba yaMwari yaMwari uye kuti Mweya waMwari unogara mamuri?
Kukherekhe yaMwari iri paKorinde, kuno avo vadoyeresewa muna Khirisitu Jesu, vadodaidziwa kuva vatsvene pabodzi noavo vari kwese kwese vanodaidza zita raIshe wedu Jesu Khirisitu, Ishe wavo nowedu:
Ivai nomufungo uyu pakati penyu wanga uri muna Khirisitu Jesu,
Saka kana muna Khirisitu munokukurudzira, nokunyaradza kworudo, kana kubatirana paMweya, kana munounyoro nokunzvirana tsitsi, zazisai mufaro wangu nokuva nopfungwa ibodzi, muve norudo rubodzi nomweya mubodzi uye nokufunga kubodzi. Rekai kuita chinhu nonharo kana nomanyemwe, asi nokuzvidikipisa umwe noumwe mbaati vamwe vanomukunda pabuya. Umwe noumwe mbaareke kunangara zvinhu zvidonakira iye basi, asi mbaanangarewo nozvidonakirawo abiyache. Ivai nomufungo uyu pakati penyu wanga uri muna Khirisitu Jesu,
iye kunyange wanga adofanana naMwari,
haanai kuti kuenzana naMwari chinhu chinofanira kubatitsitsiwa,
asi adosiya zvaanga ari achitora unhu hwomuranda,
adozvariwa ari muchimiro chovanhu.
Uye adoti wawanika muchimiro chomunhu adozvidukupisa ndokutetekera kusvikira paipfa,
iyo ipfa yopamuchinjikwa.
Nokudaro Mwari adomukwiridzira pamusorosoro
ndokumupasa zita riri pamusoro pomazita yese,
kuti muzita raJesu
mabvi yese yapfugame,
yovari kudenga novari panyika noyovari pasi ponyika,
uye ndimi dzese dzipfakaze kuti Jesu Khirisitu ndiye Ishe,
kuti Mwari Baba varumbidziwe.
Naizvozvo, hama sezvamudotetekera nguwa dzese aikona pandanga ndiripo chete, asi kunyanya iyezvino pandisipo, pedzisai basa rokuponesewa kwenyu nokucha nokutetemera, nokuti Mwari ari kushanda mukati menyu ndiye anoita zvese kuti mufarire nokuita chido chache chidonaka.
Itai zvinhu zvese musinganyunyute kana kuita nharo, kuti muve vanhu vasinai chavanonenedzehwa novadochena, vana vaMwari vasinai murandu pakati porudzi ridopombonyoka, ridotaika ramuri pakati parene muchivhenekera kunge nyenyedzi mudenga, mudobatitsitsa shoko roupenyu, kuitira kuti pazuva raKhirisitu ndidade ndizive kuti handinai kumhanyira pasina kana kushandira mahara.
Kunyange ndikatoduruhwa kunge chibairo pamusoro pokuzvipira kwokutenda kwenyu, ndinofara nokufaritsa naimipa mese. Zvibodzibodzi naimipa munofanira kufarawo pabodzi nainini.
Ndinotarisiro muna Ishe Jesu kuti ndichatuma Timoti nokamangu kwamuri, kuitira kuti ndifadziwe nokunzva hwenye pamusoro penyu. Nokuti handinai umwe adofanana naye, iye achava nohanya chaizvo pamusoro penyu. Ndava vamwe vese vanozvitsvagira zvavo pachavo, zvisiri zvaJesu Khirisitu. Asi Timoti munoziva kutendeka kwache, kuti fanike baba nomwanakomana wavo, adoshanda pabodzi nainipano muvhangeri. naizvozvo ndinotarisiro yokumutuma kwamuri mumasure mokunge ndaziva kuti zvinhu zvichandifambira tini. Uye ndinotenda muna Ishe kuti inini pachangu ndichauyawo pasinai nonhangwe yese.
Manje ndidozviona zvidokodzera kuti nditume Epafurodhitasi kwamuri hama yangu nomubatsiri wangu pabasa uye muhwi pabodzi nainipano, ari mutumwa wenyu nomushumiri wangu pano zvandinosaya. Nokuti wanga achikusuvitsai mese, uye adoshungurudzika chaizvo nondava yokuti mudonzva kuti wanga achihwara. Ichokwadi chaicho wanga achihwara, zvokutoda kupfa. Asi Mwari adomunzvira tsitsi, asiri iye chete asi nainipanowo kuti ndireke kuingidzihwa kusuwa pamusoro pokusuwa. Nokudaro ndinoda maninge kumutuma iye kwamuri, kuti mufare pamunomuona pakare uye kuti nainipanowo ndireke kunetseka. Saka mutambirei nomufaro wese muna Ishe; uye muremekedze vanhu vadodai, nokuti adopotsa wapfira basa raKhirisitu, adoisa upenyu hwache panjodzi achikuitirai basa ramudotadza kundiitira.
Saka munofanira kuva vadokwana, saBaba venyu vokudenga vadokwana."
"Hapanai anoti kana wabatidza mwenje anoubvinihira kana kuuisa pasi pobonde. Asi anotouisa pachigadziko kuti vanopinda vavhenekehwe nochiedza.