Publicidade

Servir

Por Bíblia Online

Servir é o coração do evangelho. Jesus não veio para ser servido, mas para servir. O cristão é chamado a seguir esse exemplo, colocando-se a serviço de Deus e do próximo.

O exemplo de Jesus

Cristo é o modelo supremo de serviço. Ele lavou os pés dos discípulos e deu a própria vida como resgate por muitos.

Nokuti naiyewo Mwanakomana woMunhu haanai kuuya kudzoshumihwa asi kudzoshumira nokupasa upenyu hwache kuti ruve rudzikinuro rovazinji."

ndomwenze iye Mwanakomana woMunhu asinai kuuya kudzoshumihwa, asi kudzoshumira, nokupereka upenyu hwache kuti huve rudzikinuro rovazinji."

Mbazvirege kudaro pakati penyu, asi wese anoda kuva mukuru pakati penyu mbaave mushandi wenyu, nowese anoda kuva wokuthanga pakati penyu mbaave muranda wenyu,

Manje kana inini Ishe wenyu noMudzidzisi, ndashamba tsoka dzenyu, saka munofanirawo kushambidzana tsoka.

Adogarikika pasi ndokudaidza vanogumi novairi achiti kwavari, "Kana munhu achida kuva wokuthanga, wakareyo mbaave wokupedzisira pavese, ave muranda wovese."

Servindo ao Senhor

Servir a Deus é um privilégio e uma ordenança. Devemos amá-lo de todo coração e servi-lo com alegria e fidelidade.

Rekai kumboita makhato, asi pisai pamweya, itai shungu dzokushandira Ishe.

Ko gazi raKhirisitu adozviita chibairo kunaMwari chisinai zvachinonenedzehwa, chichiitiwa kuburikidza noMweya usingapere, richanyanyitsa tini kunatsa hana dzedu pamabasa yadopfa kuti tishumire Mwari mupenyu!

Servir ao próximo

A liberdade cristã nos chama a servir uns aos outros pelo amor. Cada dom recebido é para edificação do corpo de Cristo.

Hama mudodaidzihwa rusununguko. Asi chete rekai kushandisa kusununguka kwenyu semukana wokufadza muviri. Asi kuburikidza norudo ivai vanoshandirana.

Raramai sevanhu vadosununguka, asi musingashandise kusununguka kwenyu senzira yokuhwanda nayo kuita zvidoipa, asi raramai sevaranda vaMwari.

Wese anondishandira, anofanira kunditevera, futi pandinenge ndiri, pakarepo ndopachavawo nomuranda wangu, kana munhu achindishandira, Baba vachamukudza."

Mwari noPfuma

"Hapanai angashandire anatenzi vairi, ndava achavenga mubodzi achida umwe, kana kuti achatetekera mubodzi achinyozera umwe. Hamukwanise kushandira Mwari nomari.

Rekai kumbopereka nhengo dzomuviri wenyu kuchitema kuti imbova midziyo yokuitisa zvidoipa, asi riperekei kuna Mwari, sevanhu vadobiritsiwa paipfa vachiisiwa muupenyu, mboperekai nhengo dzomiviri yenyu kuna Mwari kuti ive midziyo yokururama.

Fidelidade e recompensa

O servo fiel e sábio será recompensado pelo Senhor. A fidelidade no serviço honra a Deus e produz frutos eternos.

Tenzi wache adoti kwaari, Hekani, muranda adonaka adotendeka, udova adotendeka pazvishoma, ndichakuita mukuru pazvizinji. Pinda mumufaro watenzi wako.

Nokudaro, hama dzangu dzinodikana, mirai mudosimba, pasinai chinokutsukunyutsai, nyanyitsai kuita basa raIshe, muchiziva kuti muna Ishe kushanda kwenyu hakusi kwomahara.

Magwaro yese yadofemehwa naMwari, futi yanobatsira kudzidzisa, kutsiura, kunhadzirisa, nokupingudza mukururama, kuti munhu waMwari ave adokwana zvizere, adonhadzirihwa basa rese ridonaka.

Seja o primeiro
Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-07-05_19-25-13-