Pular para o conteúdo
Publicidade

Sexo

Por Bíblia Online

A Bíblia trata a sexualidade como um presente de Deus para o contexto do casamento. As Escrituras celebram a intimidade conjugal e orientam sobre pureza e santidade sexual.

A sexualidade no plano de Deus

Desde a criação, Deus projetou a intimidade sexual como expressão de amor entre marido e mulher, abençoando a união conjugal.

Adopindura, "Hamunai nai kuverenga kuti iye nyakuvasika kubva pakuthanga adovaita munhurume nomunhukadzi, achibva wati, Nochikonzero chakarecho murume achasiya baba vache naamai vache achibatanidziwa nomukadzi wache, vairivo vobva vava muviri mubodzi?Nokudaro vachiriba vairi asi vava muviri mubodzi. Icho chabatanidziwa naMwari mbapareke ndipo kuva nomunhu anochikwachura."

A santidade na intimidade

O leito conjugal é honroso. A Bíblia celebra a alegria da intimidade dentro do casamento e orienta o casal ao amor e respeito mútuo.

Kuroorana mbakukudziwe nomunhu wese, nobonde rovadoroorana mbarireke kusvipisiwa, nokuti Mwari achatongesa mhombo nomahure.

Murume mbaapase mukadzi wache kodzero dzobonde, nomukadzi mbaadarowo kumurume wache. Ndava mukadzi anotongaba muviri wache, asi murume, nzvibodziwo nomurume anotongaba muviri wache, asi mukadzi.

Asi kana vasingakwanise kuzvibata, mbavaroore kana kuroohwa. Ndava hasa kuroora kana kuroohwa panokukangika noshungu.

Munozivaba nai kuti miviri yenyu inhengo dzaKhirisitu? Manje ndotora nhengo dzaKhirisitu ndichidziita nhengo dzouhure? Ndizvoba! Munozivaba kuti uyo anozvibatanidza nohure wava nyama ibodzi naro? Ndava, sekunyohwa kwazvidoitiwa kuti, "Vairi vachava nyama ibodzi." Asi uyo wabatanidziwa naIshe wava mweya mubodzi naye.

Pureza sexual

Deus nos chama à santificação e à fuga da imoralidade. O corpo do cristão é templo do Espírito Santo e deve ser tratado com honra.

Tizai upombwe. Chitema chese chinoitiwa nomunhu chiri kunze kwomuviri, asi munhu anoita upombwe anotadzira muviri wache. Munozivaba nai kuti muviri wenyu imba yaMwari yoMweya Mutsvene ari mamuri, wamudopasiwa naMwari? Hamusi venyu, mudotengewa nomutengo. Saka kudzai Mwari mumuviri wenyu.

Nokuti ikoku ndiko kuda kwaMwari, kuva kwenyu noutsvene, kuti mutsemberefuti upombwe, kuti umwe noumwe adzidze kuzvibata panyama yache muutsvene futi zvinoremekedzeka, aikona mukubatiwa nokuchiva kunge vadotaika vasingazive Mwari,

Asi upombwe noutsambwa hwese kana nhafu mbazvirege kunzvika kuti zviri pakati penyu, mbapandova nozvidokodzera pakati povatsvene.

Asi Inipano ndinoti kwamuri, wese anonangara munhukadzi achibva wamuchiva watoita upombwe naye mumwoyo mache.

Mbatiraramei zvinomutsigo sevanhu vomasikati, mbatireke kuita zvomapira nokuredzera, kana chimeso meso nokuita madiro kana kuitirana mhoka, nochanje.

Kana zvavo vaiti tidochenjera, vadova madzemwa vadotsinhanisa kubhwinya kwaMwari asingapfe nozvifananidzo zvidoumbiwa kunge munhu kana tushiri nomhuka nozvinosvova.

Saka Mwari adovasiya vari muzvido zvokutadza kwomwoyo yavo nokutsambwa dzoupombwe vachiita pakati pavo zvinozvidza miviri yavo. Vadotsinhanisa chokwadi chaMwari nomabwodo, ndokunamata nokushumira zvisikwa panzvimbo yoMusiki, anorumbidziwa nokusingapere Ameni.

Nochikonzero chakarechi, Mwari adovasiya vari pakuchiva kunonyadzisa. Zvokuti novakadzi vavo vadotsinhanisa ukama hwochisikihwo vachitora hwavasinai kusikihwa. Nonzira ibodzi bodziyo varume vadosiyawo ukama hudosikiwa kuti huve pakati pavo novakadzi ndokubva vapfiririra kudanana vega vega. Varume vachiita zvisinai mutsigo novarumebiyavo, muunhu hwavo vachitambira mubairo wouyanga hwavo.

Seja o primeiro