Publicidade

Sonhos

Por Bíblia Online

Sonhos aparecem em toda a Bíblia como meio de revelação divina. Deus falou através de sonhos a patriarcas, profetas e servos, mas também alertou contra falsos sonhadores.

Sonhos como revelação divina

Deus usou sonhos para comunicar sua vontade a homens e mulheres ao longo da história bíblica, revelando caminhos e mistérios.

Mharidzo YaPita

Asi Pita, adomira novanogumi nomubodzi, adosumudza dzinga rache ndokuvaparidzira achiti, "Varume vokuJudhiya novese vanogara muJerusarema, rekai ndikutsanangurirei zvinhu zvakarevi motetekeretsa zvandinokunyepai. Nokuti varume vakareva havanai kukorewa sezvamuri kufunga imipa, zvadzichiri nguwa dzochipfemba dzomangwanani. asi zvakarezvi ndizvo zvidonyaihwa namuporofiti Juweri achiti,

Mwari anoti mumazuva yokupedzisira,

Ndichadurura Mweya wangu pamusoro povanhu vese,

vanakomana venyu novanasikana venyu vachaporofita,

majaha yenyu vachaona zviratidzo,

noharahwa dzenyu dzicharota hope,

Sonhos na história da Bíblia

De José no Egito a José pai de Jesus, Deus guiou a história da salvação através de sonhos, protegendo e dirigindo seu povo.

Asi achiri kufunga zvakarezvo, ngirozi yaIshe idobva yazviratidza kwaari pakurota ichiti, "Josefa mwanakomana waDhavhiti, reka kucha kutora Mariya kuti ave mukadzi wako, ndava mimba yaanayo njoMweya Mutsvene. Iye achapona mwana mukomana, wodzomutenza zita rokuti Jesu, ndava ndiye achaponesa vanhu vache kubva pazvitema zvavo."

Pirato paanga adogarikika pamupando wokutonga, mukadzi wache adotumira shoko kwaari achiti, "Reka kuwana chaunoita nomurume adorurama uyo, ndava nasi ndatambudzika chaizvo kuhope nondava yache."

Sabedoria sobre sonhos

A Bíblia ensina discernimento: nem todo sonho vem de Deus. Devemos entregar nossos planos ao Senhor e confiar na direção dele.

Seja o primeiro
Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-07-05_19-25-13-