Publicidade

Superação

Por Bíblia Online

Superar desafios, dificuldades e tentações faz parte da caminhada cristã. A Bíblia nos garante que, em Cristo, somos mais que vencedores em todas as circunstâncias.

Vitória em Cristo

Jesus já venceu o mundo. Nele temos coragem, paz e a certeza de que nenhuma adversidade poderá nos derrotar definitivamente.

Ndakunyairirai zvakarezvi, kuti muve norugare mandiri. Munyika munotambudziwa, asi tsungai mwoyo, inini ndakunda nyika."

Ndakunyairirai zvakarezvi, kuti muve norugare mandiri. Munyika munotambudziwa, asi tsungai mwoyo, inini ndakunda nyika."

Neye, pazvinhu zvakarezvi zvese tiri vakundi zvidopindiridza kuburikidza naiye adotida.

Asi Mwari mbaatendewe! Adotipasa kukunda kuburikidza naIshe wedu Jesu Khirisitu.

Asi Mwari mbaatendewe! Adotipasa kukunda kuburikidza naIshe wedu Jesu Khirisitu.

Ndava wese adozvahwa naMwari anokunda nyika. Uku ndiko kukunda kunokunda nyika iko kutenda kwedu.

Nokuti rakareri ndiro rudo raMwari, kuti tichengete mirairo yache. Futi mitemo yache haireme. Ndava wese adozvahwa naMwari anokunda nyika. Uku ndiko kukunda kunokunda nyika iko kutenda kwedu. Mbani anokunda nyika, kana asiri iyeyo anotenda kuti Jesu ndiye Mwanakomana waMwari?

Mbani anokunda nyika, kana asiri iyeyo anotenda kuti Jesu ndiye Mwanakomana waMwari?

Ivo vadomukunda nogazi roHwayana uye noshoko rokupfakaza kwavo, ndava havanai kuda upenyu hwavo kusvikira paipfa.

Superando o mal com o bem

O cristão vence o mal não com violência, mas com o bem. O amor, a fé e a perseverança são as armas da superação.

Rekai kumbokundiwa nozvidoipa, asi kundai zvidoipazvo nozvidonaka.

Rekai kumbokundiwa nozvidoipa, asi kundai zvidoipazvo nozvidonaka.

Chiedza chinovhenekera murima, asi rima harinai kuchikunda.

Kukunda Muna Khirisitu

Asi Mwari mbaatendewe, iye anogara achititungamira mukukunda muna Khirisitu, uye kuburikidza naisisu anoparadzira kwese kwese hwema hwokumuziva.

Wese wamunoregerera, neniwo ndinomuregerera. Zvandidoregerera, kana pano chaida kuregerehwa, ndidoregerera pamberi paKhirisitu nondava yenyu, kuti Sathani areke kuva nochaanowana patiri, ndava tinoziva mambere yache.

Anokunda ndichamupasa mvumo yokugara pamupando wangu woushe, fanike inini ndidokunda ndokugara pabodzi naBaba vangu pamupando wavo woushe."

Anokunda ndichamupasa mvumo yokugara pamupando wangu woushe, fanike inini ndidokunda ndokugara pabodzi naBaba vangu pamupando wavo woushe."

Anokunda achasimidziwa hembe dzichena kunge ivo, uye ndinodzimwaba zita rache mubhuku roupenyu. Ndichapfakaza zita rache pamberi paBaba vangu nopamberi pongirozi dzavo."

Força e coragem divina

Deus é nosso escudo e fortaleza. Quando o medo tenta nos paralisar, a presença do Senhor nos fortalece e nos encoraja a prosseguir.

Ndinoita zvese kuburikidza naiye anondipasa simba.

Imi vana, muri vaMwari, futi mudovakunda, ndava uyo ari mamuri adokuritsa kukunda ari munyika.

Imi vana, muri vaMwari, futi mudovakunda, ndava uyo ari mamuri adokuritsa kukunda ari munyika.

Resistindo a tentação

A armadura de Deus nos protege contra as investidas do mal. Resistir ao diabo, vigiar e orar são essenciais para a superação espiritual.

Zvombo Zvese Zvokuhwa zvaMwari

Pakupedzisira, ivai mudosimba muna Ishe pakare mova mumasimba yache makuru. Simirai zvombo zvese zvaMwari, kuti mukone kumira muchihwisana nomazano yajabhurosi. Ndava tiri kuhwisanaba nonyama nogazi, novatongi, novakuruvakuru, novanomasimba yonyika yorima razvino, nohondo dzomweya idoipa dziri munzvimbo dzomudenga. Saka torai zvombo zvese zvaMwari, kuti mugone kudzivisa pazuva ridoipa, futi kuti kana mapedza zvese, mumire.

Saka mirai, mudosunga zviuno zvenyu nobhande rochokwadi, mudoisa pachipfuwa chivharidziro chokururama, futi mudosimira shangu mutsoka dzenyu mugadziriro yovhangeri rorunyararo, pamusoro pozvakarezvi zvese, torai chivharidziro chokutenda, chokudzimwisa miseve inopfuta yoadoipa. Futi torai ngundu youtare yoruponiso, nobakatwa roMweya, ndiro shoko raMwari.

Sunhurai unhu hwokare hunova hwomararamiro yokare yadoora nondava yokuchiva kunofurira, moitiwa vatsva mumweya nomupfungwa dzenyu, mosimira unhu hutsva, hudosikiwa mumufananidzo waMwari mukururama kwochokwadi noutsvene.

Karipai asi regai kuita chitadzo, zuva mbarireke kudoka mudondomwamwa, futi rekai kupasa nzvimbo kuna jabhurosi.

Zviisei ndipo pasi paMwari. Dzivisai jabhurosi, kuti akutizei. Nyedzai papfupi naMwari iye achanyedzawo kwamuri. Shambai manja yenyu, imi vatadzi, chenesai mwoyo yenyu, imi vomufungo miviri.

Zvininipisei pamberi paIshe, iye achakukwiridzirai.

Kuedzewa

Adokomborehwa munhu anotsungirira pamuedzo, ndava kana wakunda pakuedzewa achatambira korona youpenyu idovimbisiwa naMwari kuno avo vanomuda. Pakuedzewa, mbapareke kuva nomunhu anoti, "Ndiri kuedzewa naMwari," Ndava Mwari anoedzewaba nozvidoipa, naiye pachake anoedzaba munhu. Asi munhu wese anoedzewa kana zvido zvache zvidoipa zvamukwezva nokumunyengedza. Zvino kana chido chidoipa chabata, chinozvara chitadzo, chitadzo kana chakuritsa, chinozvara ipfa.

Hapanai muedzo udokubatai usiri wovanhu vese. Mwari adotendeka, haakurekei muchiedzewa zvinokunda simba renyu, asi pabodzi nomuedzo anokupasaiwo nzira yokupunyuka, kuti mugone kukunda.

Ihwa kuhwa kudonaka kwokutenda, batitsitsa upenyu husingapere hwaudodaidzihwa paudopasa upfakazi hudonaka pamberi popfakazi dzidowanda.

Vaye vokuda kupfuma vanowira mumiedzo, nomumiteyo, muzvido zvoudzemwa futi zvinokuwadza zvakarezvo zvinowisira vanhu mukupfukudzika nokuparadziwa.

Perseverança até o fim

A corrida da fé exige perseverança. Devemos lançar fora todo peso e olhar para Jesus, o autor e consumador da nossa fé.

Mwari Baba Vedu

Naizvozvo, zvatidokomberedzewa noguti rovapfakazi ridokura daipa, mbatibiritsei zvese zvinotiremera, nozvitadzo zvinombondotinamatira, timhanye nokutsungirira mujaho watidotarihwa,

Mucherechedzei wakareyu adoshingirira pakupikisa kwovatadzi, kuitira kuti imipa mureke kuneta kana kuwa chikhomo.

Nokuti iye pachake adotambudzika paadoyedzewa, anogona kubatsira vanoyedzewa.

Ivai vadopengenuka mungwarire! Muvengi wenyu jabhurosi anofamba achidzvova kunge mhondoro inotsvaga waingaje. Murambidzei, mudomira zvidosimba pakutenda, ndava munoziva kuti kutambudzika kudodaroko kuri kuitikawo kuhama dzenyu dziri pasi pese. Uye mumasure mokushupika kwonguwa ipfupi, Mwari wonyasha adokudaidzirai kubhwinya kwache kusingapere, iye pachake achakudzoreredzai, akutsigirei nokukusimbisai.

Ivai vadopengenuka mungwarire! Muvengi wenyu jabhurosi anofamba achidzvova kunge mhondoro inotsvaga waingaje.

Mbani achatiparadzanisa norudo raKhirisitu? Ingave nhamu kana kuomehwa, kutambudziwa kana nzara, tsiku kana njodzi, kana hondo?

Pakare tinoziva kuti Mwari anoshanda muzvinhu zvese kuti zviitire zvidonaka vanomuda, vaadodaidza maererano nochinangwa chache.

Ishe achandipukunyutsa kubva kuno zvidoipa zvese wondiponesa kuti andisvitse muumambo hwache hwokudenga. Kwaari mbakuve nokubhwinya nokusingaperepere. Ameni.

Asi Ishe adotendeka, achakusimbisai, nokukuchengetedzai kubva kuno adoipa.

Descanso e renovação

Jesus convida os cansados e sobrecarregados a descansar nele. Sua graça é suficiente para nos renovar em meio às tribulações.

Uyai kwandiri, imipa mese mudoneta nokuchokwa nomitoro, ndichakupasai zororo.

Zvichengetei mudosununguka kubva pakuditsa mari, uye mugutsikane nozvamunazvo, nokuti iye adoti, "Ndinokurekeraba kana kukusiya."

Nokuti naMwari hapanai chisingagoneke."

achibva wati kwavari, "Munoenzerereiko? Mukai munamate kuti mureke kupinda pamuedzo."

Futi paadosvika panzvimbo adoti kwavari, "Namatai kuti mureke kupinda pakuedzewa."

Onai, ndidokupasai chikuriri chokutsika pamusoro ponyoka nomarize, kuti muve pamusoro pomasimba yese yomuvengi, futi hapanai chichakukuwadzai.

Garirirai muchinamata kuti mureke kupinda pamuedzo. Mweya unoda zvawene asi nyama idoneta."

Uyo anoita zvitadzo ngwajabhurosi, ndava jabhurosi wanga achindoita zvitadzo kubva pakuthanga. Chikonzero Mwanakomana waMwari chaadonangidzihwa pachenu nyhokuti aparadze mabasa yajabhurosi.

Ndiri kukunyorerai vana vadiki, ndava zvitadzo zvenyu zvidoregerehwa nopamusaka pozita rache. Ndiri kukunyorerai majaha ndava mudokunda adoipa. Ndiri kukunyorerai anababa, ndava munoziva iye wanga aripo kubva pakuthanga.

Ndinonyora kwamuri vana, ndava munoziva Baba. Ndinonyora kwamuri anababa, ndava munoziva uyo wanga aripo kubva pakuthanga. Ndinonyora kwamuri majaha, ndava mudosimba, apa shoko raMwari rinogara mamuri, futi mudokunda uye adoipa.

Rekai kuda nyika nozvinhu zviri mairi. Kana umwe akada nyika, rudo raMwari harisi maari.

Munozivaba nai kuti miviri yenyu inhengo dzaKhirisitu? Manje ndotora nhengo dzaKhirisitu ndichidziita nhengo dzouhure? Ndizvoba! Munozivaba kuti uyo anozvibatanidza nohure wava nyama ibodzi naro? Ndava, sekunyohwa kwazvidoitiwa kuti, "Vairi vachava nyama ibodzi." Asi uyo wabatanidziwa naIshe wava mweya mubodzi naye.

Tizai upombwe. Chitema chese chinoitiwa nomunhu chiri kunze kwomuviri, asi munhu anoita upombwe anotadzira muviri wache. Munozivaba nai kuti muviri wenyu imba yaMwari yoMweya Mutsvene ari mamuri, wamudopasiwa naMwari? Hamusi venyu, mudotengewa nomutengo. Saka kudzai Mwari mumuviri wenyu.

Mweya noUnhu hwoKare

Asi ndinoti, fambai muMweya, kuti mureke kugutsa zvido zvonyama. Ndava zvido zvonyama zvinopesana nozvido zvoMweya. Ndava zviiri zvakarezvi zvidotsvatsvana, kuti zvimbokutadzisai kuita zvamunoda.

Seja o primeiro
Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-07-05_12-11-46-